🇿🇼LAUGHTER 💠 HOUSE 😂 ZW🇿🇼
🇿🇼LAUGHTER 💠 HOUSE 😂 ZW🇿🇼
February 25, 2025 at 02:28 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VaIWqQQEVccF8O3SPi17 *Mudhara👴🏿* : Murume wako anouya kuzoroora ne *$5000 ZIG* asina kana Suit makaonana kupi nhai mwanangu? *Mwana👱🏾‍♀️* : Takasangana muZUPCO baba, ndiye hwindi akati musabhadhara musi uya🥹 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 *Murombo munhu haavigwe ari mupenyu asi zivai pekusanganirana😩😭🙌🏻.* Maswera sei? 👏👏
😂 😮 🙏 😢 ❤️ 👍 💔 😘 😜 😥 314

Comments