🇿🇼LAUGHTER 💠 HOUSE 😂 ZW🇿🇼
🇿🇼LAUGHTER 💠 HOUSE 😂 ZW🇿🇼
February 27, 2025 at 07:00 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VaIWqQQEVccF8O3SPi17 *VaChamboko vakashanya kuchikoro🏘️ kwemwana wavo Mary🫂* *VaChamboko🧔🏽‍♂:* Mary pane zvaanozivao here kumabhuku *Teacher👩🏻‍💼:* ummmmm idambudziko, ari kuita zvevakomana mwana wenyu *VaChamboko🧔🏽‍♂:* what, ko mabhukuwo how far *Teacher👩🏻‍💼:* Haana basa nawo hameno tomudii baba *VaChamboko🧔🏽‍♂:* Yooh ko imi muri muMarriage hanty *Teacher👩🏻‍💼:* Yes baba, kwakanaka here nezvamabvunza *VaChamboko🧔🏽‍♂:* Aah lucky chitomudzidzisai zvemumba agone kubata vakomana ivavo zvakanaka ndiwane kucharger danga Mari yangu idzoke🤦🏻‍♂️ *Teacher fainted🧏🏽‍♂️💀💀💀* 😂😂😂😂🙌🏻🙌🏻🙌🏻🙌🏻🙌🏻
😂 😮 ❤️ 😢 👍 🙏 🔥 🙄 🙌 🤣 351

Comments