
🇿🇼LAUGHTER 💠 HOUSE 😂 ZW🇿🇼
February 28, 2025 at 04:39 AM
https://whatsapp.com/channel/0029VaIWqQQEVccF8O3SPi17
*Mangwanani akanaka mhuri inoda mwari🛐*
*Nhasi ndanga ndauya neIdea🤏🏻 ine mufaro muvanhu💃🏻💃🏻💃🏻.....*
*Hazviite here paChannel pano nekuma groups kuti toti munhu kana achirwara topota tichinomuona seGroup tomuendeserawo 10KG hupfu, 2 packets sugar, 5 litres cooking oil, ne20 dollars*
*Nyaya hombe ndeye kuti ini handisi kunzwa mushe muviri wangu hausi kuita zvakanaka kubva nezuro🤦🏻♂️🤦🏻♂️* 😔
> Ndr kunzwa kuda kutobuda mweya😭😭🙁
*Ndatenda* 😭🤦🏻♂️
*Zvinoita* ❤️
*Senda number* 🙏🏻
*Haaa never* 😂
😂
🙏
❤️
😮
👍
😢
😭
☠️
🌹
🎉
734