
Ladies Talk Confessions 💃❤🙏🇿🇼
February 28, 2025 at 11:49 AM
Hidey
Hi post as hidey...
I'm a gal aged 21 and ndiri munhuwo anga akazvibata ndichiitira kuti ndozongoroorwa hanc ndiri virgin and imwe inyaya yechurch cuz kumasowe unonyadziswa..So some of my relationships aitopera nenyaya yekuti mukomana anenge achida kurara neni ndoramba ndichiti tozviita wandiroora..So ndine mukomana wandanga ndakudanana naye tanga tatove ne2yrs tichidater..Tichitanga kudater akamboda kurara neni ndikaramba ndikati kana uchindida tozozviita wandiroora so akabva ati azvinzwisisa ,taingoita romance zvogumira ipapo..So nezuro ndakaenda kuSleep over ndosingoenda hanc so takurara paya tabva tatanga kuita romance ..Akabva atanga kuda kurara neni ndakarwisa ,ndikachema asi ajva nemazisimba asingaite so aizama kupinza his shaft ini ndichirisa buh simba racho ranga rakawandisa so ndakanzwa kakurwadziwa pandaimurwisa kudaro ndakabva ndadonha pamubhedha ndokundisiya kwaakaita ..So pandakazoita ruoko ndakaona ropa shoma shoma ..Haana kupinza hake mukati..So ndodawo kubvunzawo to my fellow sisters kuti zvakatoendwa er cuz pandamuka makuseni ndatomuka ndichifamva zvakanaka ..Handisi kuda kuzvisimbisa
Ko mavirgin anotoendawo kusleep over nhai , munenge muchiti murikuenda kumasowe here nhai kt mwanakomana vevanhu Aite sei manje........
Reply
vnh ngavapindure zvabvunzwa don't judge her imi murikugona zvnganii..akubvynza kt *virginity yakatobva hr*? simple
😂
❤️
👍
🙏
9