
Ladies Talk Confessions 💃❤🙏🇿🇼
February 28, 2025 at 12:41 PM
hie post Hidey
Hi post as hidey...
I'm a gal aged 21 and ndiri munhuwo anga akazvibata ndichiitira kuti ndozongoroorwa hanc ndiri virgin and imwe inyaya yechurch cuz kumasowe unonyadziswa..So some of my relationships aitopera nenyaya yekuti mukomana anenge achida kurara neni ndoramba ndichiti tozviita wandiroora..So ndine mukomana wandanga ndakudanana naye tanga tatove ne2yrs tichidater..Tichitanga kudater akamboda kurara neni ndikaramba ndikati kana uchindida tozozviita wandiroora so akabva ati azvinzwisisa ,taingoita romance zvogumira ipapo..So nezuro ndakaenda kuSleep over ndosingoenda hanc so takurara paya tabva tatanga kuita romance ..Akabva atanga kuda kurara neni ndakarwisa ,ndikachema asi ajva nemazisimba asingaite so aizama kupinza his shaft ini ndichirisa buh simba racho ranga rakawandisa so ndakanzwa kakurwadziwa pandaimurwisa kudaro ndakabva ndadonha pamubhedha ndokundisiya kwaakaita ..So pandakazoita ruoko ndakaona ropa shoma shoma ..Haana kupinza hake mukati..So ndodawo kubvunzawo to my fellow sisters kuti zvakatoendwa er cuz pandamuka makuseni ndatomuka ndichifamva zvakanaka ..Handisi kuda kuzvisimbisa
Madzimai sleepover ndeyei 😂imi musingade kunovhura makumbo hidey
ini hngu andisi pakujaja mwanaskana but apawo waingoda kupinza mwana wavamwene pamuyedzo shuwa usiku wese makangorara chete newewo waifunga kuti angazvi kwanise ere izvozvo veduwee zvakatomukurirawo + kuenda Ku sleepover kwzhinji kwacho kunenge kuchitonokwiriwana saka zvekunoti hee I'm a vijini saka tongorara haa vakomana azvivairire izvozvo .....anyways apasipo pane nyaya yangu yangu nyaya iripakuti umhandara apachina zvakatoendwa sis
😂
👍
14