
ZimJokers😂💥🇿🇼
February 28, 2025 at 04:30 PM
*Veduwee kana mafunga kufona tangai majusa mari inokwana kutaura zvamurikuda 😳😳😳 Inzwai zvaitika paden pandogara , 😴😴 vafonerwa kubva kumusha nemuzukuru wavo anogara nagogo mai vababa.*
*Zvikanz " hello hello hello hello mukundinzwa hre" vabva vaisa fon paloud , eeeeeh tirikukunzwa , zvikanz," kuno gogo vakafa" ndobva foni yakata ,*
*kubva mangwanani vanhu vangav vachingochema kuno, apa foni yacho kumusha yanga isisapinde. Kuzoti now masikati azofona futi zvikanzi, " hello kuno gogo vakafara negrocery ramakavatumira paye yakata mari yanga yapera zvese nemoto wacho"🤸🏼♂🤸🏼♂🤸*
*😎kapedza hako jonasi apa kazvimbisa vanhu maziso nekuchema*
https://whatsapp.com/channel/0029VaW6CvcFi8xl8aBfzB0u/6503
😂
👍
11