
PachopisaTv🔥📡Secrets & Hot🔥Confessions🫷
February 20, 2025 at 03:55 PM
Hi PachopisaTv hide ID Mine is not a confession but i need help ndakaroora ndine mukadzi nemwana 1 I am 25 now 2 yrs ndichigara nemukadzi wangu but problem iri pakuti mukadzi wangu pa time ye bonde ndonzwa kutsvotwa naye chero akandibata hapana chandonzwa ndinenge ndichitoti neche mumwoyo akundinetsa ndoita 2 minutes naye pa bonde ndotorasa mbeu it takes time kuti imire zvakare now my wife is stressed kuti handina basa naye but ini handizive kuti dambudziko iri rokonzerwa nei uye ropera cy vanozivawo pliz help ndatambudzika.
😢
😮
🙏
😂
👍
🤣
🧎♂️
43