PachopisaTv🔥📡Secrets & Hot🔥Confessions🫷
PachopisaTv🔥📡Secrets & Hot🔥Confessions🫷
February 20, 2025 at 04:55 PM
Hey pachopisa tv plz hide I'm a lady aged 26 ndakatizirawo bvàatondibvisirawo mukomana wangu wekugokwe muCovid bvatagara andina kuita mwana after 8 months bvatasiyana ndakagara hngu kusvikawo ndakadananawo nemusoja akandibvunza kuti URI mhandara hre ndakangoti no ndakarapwa akati okay takadanana kusvikawo tarara tese nhumbu ndokubata apa ndaita andizvare saka musoja uyu mundebele yoo ndakapindà busy ndakatizira but ndaishungurudzwa kusvika ndizvare mwana asina kana preparation yoo life yaindirwadza akatambira zvainzi Mari yadziwa nebank but ndakambozama kushingirira kusvik azonobvisa asi iii ndaiti kna ndichirohwa ndainzi ndikurova pamusoro pemari yangu ndaisavumidzwa kutaura nehma dzake apa triberlisim hanzi andidi mashona andiroore mashona ndakarora mwana I suffer upto this year yakandirova musiwa 1 January akuti ndikuhura asi andina kumbobvira ndamuhurira asi iii zvakandikona ini ndakamusiyawo hngu akambozama kudzoka achinyengerera asi akazopedzesera akunditi ndiri hure ndaimuhurira waihura that's why you lost humhandara but I never hura hangu ndikuti ndikatarisa mwana wangu moyo wangu ukurwadza ndikufunga kumurwadzisawo ini I'm in deep pain guys help me
😢 🙏 ❤️ 🫂 👍 😂 😭 ⚰️ 👏 👩‍🍼 60

Comments