
SMAILAH NOVELS
February 19, 2025 at 09:33 AM
https://whatsapp.com/channel/0029VaFWIrG3GJP3iso8x63f
🙎🏽♀️🙎🏽♀️🙎🏽♀️🙎🏽♀️🙎🏽♀️🙎🏽♀️🙎🏽♀️🙎🏽♀️🙎🏽♀️🙎🏽♀️🙎🏽♀️🙎🏽♀️🙎🏽♀️🙎🏽♀️🙎🏽♀️🙎🏽♀️🙎🏽♀️🙎🏽♀️🙎🏽♀️🙎🏽♀️🙎🏽♀️
*CHARLOTTE IS MY NAME*
👘👘👘👘👘👘👘👘👘
Written by
Smailah
0774 248 072
🌀CHAPTER 1🌀
Being an independent lady with no support whatsoever is not any easy thing especially in this modern era. Infact being an independent lady has never been easy at all. Hama neshamwari vanokudzosera kumashure trying to demotivate you from doing what you need to do with your own life. Worse part kana usitorina vabereki usina maSiblings futi. Rimwe rinouya roda kukuvhiringidzira zvinhu. Rimwe rouya rokuti wadii watsvaga anokuroora. Rimwe rouya rokuti zvaurikuita izvi hazviko unozvikanganisira life yako. Others try to use you for their own personal gains especially after they see kuti you are actually succeeding. They suck you dry and leave you to rot alone. Well not to me.
I have learnt to fight my own battles. Fight whatever obstacles come into my life and conqured. I actually dont take advices from anyone because munhu weblack ndinomuziva haatembeke naye zvachose.
Anokuvhunga vhunga uchiti ndikubatsirwa wozoona yave last minute kuti nhai Mwari. Zvandatotambwa yakapenga pano. Never trust a human being. I learnt that the hard way.
*Charlotte is my name*
Growing up life was never easy for me. I had to struggle to survive. At the age of 13 i had already lost all of my family members leaving all alone with my grandmother who was way too old for her to work for me and provide all the necessary requirements.
Semataurirwo azvinoitwa kunzi kana munhu ukasangana nedambudziko ndipo paunoona vako chaivo. Honestly ndakazvionera ini. Vanhu vakaitwa kurwa after vabereki vangu vafa. Kurwira pfuma yevabereki vangu. Kuita kubuditsana ropa vanhu ini mwana wevanhu ndiripo ndisingaonekwe. Gogo tried kuti vanhu vadzikame vandisiire zvanga zvasiiwa nevabereki vangu but iiii zvakanzwikwa nani. Dzimba, mota zvese zvakatorwa kunze kwechinhu 1 chete. Vabereki vangu vaisave nemari dzakawanda asi vanhu vaishanda nesimba zvekuti vakavakisa dzimba 3 nekutenga mota dzavo 4. Yea for an average person we can say they were rich.
But as much as i know they never owned any company or businesses.
Anyway vanhu vakatora zvese then vamwe sekuru hanzvadzi yamai yakabva yauya ichindibvunza zveKey. Ini ndakangopinda mumba ndikatora makey ese aivemo kwakuvapa but ndakazviroverwa izvozvo ndichinzi ndirikuda kunyepera kudzungaira. He said vaida the golden key apa ininiwo ndaisatoiziva key yacho iyoyo kuti ndoyakaita sei nanhasi i dont even know kuti iKey rudzii iyoyo. Ndakarohwa ndikashungurudzwa apa ndirimukuchema hama dzangu dzakandarasikirwa nadzo in one day. Vamwe vanhu vaindifarira vabereki vangu vachiri vapenyu vakandiita kanyama kanyama musi uyu. That was the day i lost a part of me and became a changed and tough person. I witnessed first hand betrayal and evilness.
After all that hapana kana one akada kunditora kuti vandichengete. Only gogo vangu mai vamhanha ndivo vakanditora kwakuenda neni kumusha. Ndakangotakura hembe dzangu chete nemaDocuments nekadhori kangu kamwe kandaifarira so kandaigara ndakanzi namhamha kakakosha ndisambofe ndakakarasa. Zvimwe zvese zvikatorwa nevanogona. Ndopandakatanga kuona kunonzi kuona kwehupenyu. Gogo vaiita maricho vachindibhadharira school fees kuti ndiendewo kuchikoro. Vana vavo vakabva vatovaramwa just because vakanditorerei. Hama dzekwa baba vangu dzakatondirasirira kure uko and nobody ever followed up or just check kuti ndikurarama sei.
We started living naGogo and she loved me very much. She worked hard kuti ndiwane chekudya chekupfeka neschool fees. When i was now in form 2 gogo vakaremerwa nyama dzanga dzakurwadza vanga vasisakwanise kushanda. Ndakachema thinking kuti ndakutosiira chikoro panzira here manje ndaizokwanisa kuwana revenge yangu sei kuvanhu ava ndisina chikoro.
I started doing maricho kwakasiyana siyana just to make ends meet and provide for gogo and my school fees. I had to prioritize important things first. Which means i worked hard so that ndabhadhara school fees nekutenga chikafu chekuti gogo vadye. Zvimwe zvese zvakaita sekutenga hembe dzakanaka nekudii zvanga zvisina basa. I had to focus nezvakakosha first. Ndaingopfeka mamvemve iwayo. The more i struggled and suffered the more my heart turned into stone.
Ndakashingirira kusvika ndanyora form 4 yangu ndokugara pamba ndakamirira maResults. Ndaive ndakufunga kutsvaga basa so that ndochengeta mari yeschool fees for A level.
During that time ndopakauya vamwe sekuru hanzvadzi yamhamha ichibva yati achandiendesa A level so he had come to take me so that ndonogara ndatsvaga nzvimbo yeA level plus kuziva nzvimbo. Zvakandinetsa nekuti ndaiziva kuti nzvimbo yeA level inotsvagwa maResults abuda but ndakangoti hameno ndokuendako.
Mafirst days ndaibatwa mushe ndichiitirwa zvese up until vazotanga kundibvunza zveKey iye ndikashayawo kuti zvazviii. I explained to him kuti handizive about the key but he refused to believe. Thats when all the ill treatments started. maResults akasvika pakubuda but handina kuchikoro kwandakaendeswa or kunotora maResults acho ndakatorambidzwa. Ndaiitwa maid pamba pehama yangu ndichiitwa zvese zvese including kurariswa nenzara. Gate ndaisabuda kuti ndinotsvagawo zvekuita. Ndanga ndatove musikana ati kurei zvekuti ndanga ndakuonekera apa Mwari vakaita kundiramwira zvinhu zvese. Hapana chandisina semusikana pabody yangu. I was created perfectly and shaped exquisitely and given extra beautiful plus light skin. This became a curse for me because zvakakonzera kuti sekuru vaite ruchiva.
One night he came to my room and locked the door. He had a knife in his hand. Nekutya kufa kwangu i kept quiet. He actually raped me. He raped me. He raped me. Just thinking of that night makes me cry. I mean had i not experienced enough struggles in my life for a man to just come and take away the only the i just possessed. The only thing i could call mine nekuti zvimwe zvese zvanga zvakatorwa kare. He took it tooo. My virginity was taken by my own uncle. I cried the hell out of me. That part of me i lost pandakarohwa nekurambwa nehama dzangu paye went further away that night and my heart turned dark. I felt like the universe was actually turning against me for reasons I don't even know. Ndaingovewo mwana mudiki asina chaanoziva or waakatadzira but vanhu treated me like ndiricriminal. Vanhu vaiita kuchinjana kundishungurudza. Only gogo was the beacon of my strength.
He raped me. That night i cried myself out ndikatombofunga kuda kuzviuraya but ndakazozvidzora. Ndaida kuwana revenge yangu zvakanaka.
That was the last day i ever cried in my life.
Anyway hazvina kuperera ipapo. Sekuru vanga vakuuya kuroom kwangu every night and rape me again and again. Ndanga ndakutoitwa mukadzi wavo wavo. He would threaten to kill me if i ever say this to anyone. I never cried. Like i said my heart had turned dark. I had no feelings or emotions at all. I swear that time i would have killed someone and never felt any guilty or remorse for that. Just that i was young and weak. But that man was already dead to me. I vowed kuti if he doesn't get any justice i will kill him myself. It went on and on for weeks and thats when i realized kuti kutiza was the best option. So one day ndakaba one yamafon evana vavo. Ko vanhu vacho vaive nemafoni hobho ka zvekuti he didnt even realize kuti panefoni isipo. I set it at an angle muroom mangu kwakuisa pacamera ichitora video. I needed that as proof kuitira mangwana. I slept.
Later that night he came as usual and i tried fighting him but i was beaten black and blue.
"Sekuru musandidaro ndirimwana wehanzvadzi yenyu please ndiregerereiwo kana pane zvandakatadza. Shuwa kufunga kwenyu mhamha varikufara nezvamuri kundiita. Shuwa mungade kurara nemwana wasisi venyu shuwa shuwa here nhai sekuru. This is rape case." I pleaded and i was given a hot slap.
"You dont speak to me like that wanzwa mufana. Hazvinei neni izvo zvekuti heee hanzvadzi yangu kudii kwacho. Ndoita zvandoda newe wanzwa. Maybe ukandiudza kuneKey ndingakunzwire tsitsi but seems like hautozive so you are useless to me. Ita so tione."
He said tearing my dress.
I tried to stand my ground but then again i was beaten to a pulp. " sekuru this is rape. Trust me you will rot in jail. Ndichanokumhan'arirai kumapuri...."
Ndisati ndapedza kutaura banga ranga ratoiswa pahuro pangu ndikabva ndavhura ziso kunge zizi. Ko ndikauraiwa nhai. He then said. " Listen you bastard. If you ever tell anyone about this i will drive this knife on your neck. Owww wait let me just kill you now because you are useless to me."
Ndakawedzera kuvhura ziso ndakutoona rufu pamberi pangu. This could not be the end of me noo nooo. I made a silent prayer.
Immediately my bra was removed and thrown away. Pant rakaita rekubvarurwa and as much as i tried fighting him he was just too strong for me. He eventually pulled the knife again and pointed it on neck and the he forced himself on me again. It was very rough and zvairwadza zvekuti ndakambonzwa kunge ndakuda kufa. After doing his deed and enjoying himself he groaned and stood up. He gave me 3 strong slaps kwakundisvipira mate. He went out.
Ndakasara ndakagara pasi ndakazviisa mucorner just staring in the blank. I couldn't find the strength to stand up and or even doing anything. Hapana kupera nguva his older son entered my room. He was also older than me. He saw me ndirimucorner ndirinaked apa he was wearing only a boxer chete chete. He kept looking at me and i saw his bulge erecting. My heart started beating heavily. Oh Lord not again.
"U.u.ukuitei muroom mangu at this hour?" I asked shaking. "Unofunga kuti ungangopesvuka pesvuka pamberi pedu tichiona zvimagaro izvozvo. Ndikuda kutombizvifeelerwo kuti zvinonaka sei. Kutondishaisa hope iwewe. Manje nhasi ndotombokunzwawo."
He said achitodzikisa boxer rake kusara ari naked his thong looking at me. Hana yangu yakawedzera kurova.
"Trust me if you ever come near me i will kill you. I promise." I threatened.
"Haiwawo kill chii ipapa eeeish i always imagined how you look uriNaked so yah ndabvuma hangu wakasikwa. Haaa iwewe ndotokudya chete"
He said walking towards me and lifted me. Ndanga ndisina kana simba but i gathered all the strength left in me and gave him a tight slap. I gave him another one and another one but chandakagona hapana nekuti ndakatodenha shumba. He left me up and i was busy kicking and kicking kusvika andisiya achibva andizora 5 mambama akasimba. Ndakanzwa dzungu so ndikadzedzera achibva andibata kwakundiba imwe mbama yandakanzwa nechepazasi peziso apa haa ndakamboda kudzorera but ndakarohwa imwe futi ndikabva ndapera basa. He then threw me on the bed got on top of me and forced himself on me. Just like his father. He raped me. Father and son raped me.
Ndanga ndisisina kana simba so i just looked at the fon yaitora video. I do believe my face was just blank and empty. He did his thing and left me there. Akabuda kwakuzodzoka akabata pfuti and pointed it at my head. Nechemumoyo ndakangoti kill me bastard because if you don't i shall kill you myself. Ndozvandaitoda kutaura but simba racho rekutaura ndanga ndisitorina. So i just remained still as i was accepting the death that was just an inch away from me.
" you see this mufana this is a real gun. Say this to anyone and you are dead meat. Plus hauna kana proof futi. Nonsense."
He slapped me and walked out. I didnt even move. I just lay there feeling nothing at all just hatred, anger and the desire for revenge. Ndakangobiwa nehope ndakadaro. Only to wake up later noticing someone trying to spread my legs. Ndainzwa muviri wese kurwadza i couldn't even move but i managed to lift my head up a little bit just to see who it was and boom it was him again. John. I tried to say something but voice rakaramba kubuda.
"Owww wakey wakey. Ndakanakirwa nezuro shaa mmmh urisugar shamwari. Ndati haa handingaende kubasa ndisina kumboravira futi nhasi."
I tried so hard to keep my legs closed but that resulted in me being beaten and i ended up just opening them kuti vaite zvavanoda neni handiti ndirimuranda. For a moment i hated my parents for dying leaving me alone in this mess. He forced himself on me again. And left.
After something like an hour sekuru came in and forced himself on me again. I just couldn't believe kuti baba nemwana vaitoita kundichinjanisa shuwa shuwa. Rume rese ito kuita kugomera riripamusoro pemwana wenzvadzi shuwa. Kamwana kadiki diki kunge inini. After that he spit on me and left. Kuzasi kwangu kwanga kwakupisa manje. Handina kana kumuka kusvika kwaedza. Vanhu vakaita zvavakaita vakabuda kuenda kumabasa vekuchikoro vakaenda kuzvikoro. Hapana kana akauya achindimutsawo hameno neiwo. Ini ndakangorambawo ndakarara pavakandisiya ndiri ipapo. Ndanga ndakungoti chero zvazvaita.
After that ndakabva ndazvishingisa kusimuka kwakunanaira ndichibatirira pamadziro kusvika ndasvika pandaive ndasiya fon paye. Yanga yatove ne10 percent. Atleast yanga isina kuzodzima. It was still recording. So i stopped the recording and saved it muphone. I checked if maive nememory card and yess raivemo so ndakabva ndatoita copy video riye to memory card ndikabvisa memory card mufon kwakuriputira pabepa ndokuriisa pakanaka kuitira pakawana chinoitika fon ikatorwa or kurasika.
I looked for other clothes ko dress riye ranga rabvarurwa ka. I got dressed and stepped out of the room ndichinanaira. Ndaiita kurwadziwa. Ndaida kunogeza. On the way to the bathroom i met one of vana vasekuru musikana. Hameno sei anga asina kuenda kuchikoro. She was one of the rudest pavana vavo. Only one chete aindifarira and ndiye aimbondibhabhadzira akaona kuti zvakuenderera. And she was also banned from talking to me nekuti vaiti she is showing me much affection. She was not there apa ndofunga anga aenda kuchikoro. Ainzi Sheila. Uyu anga aripo ainzi Talia. Aingofinyama finyama.
"Tanzwa naSheila kuti marwara kunyepera kurwara uko. Nonsense ita undibikire breakfast tione. Boyfriend yangu ikuuya manje manje saka wobva watobika zvakati wandei."
I just nodded my head and headed straight to the bathroom. Ndakageza ndichifunga plan. Yah ndakabva ndatowana plan so quickly i got out of the bathroom kwakunorongedza hembe dzangu dzishoma idzodzo mukabag kadiki kanotakurika zviriEasy. Ndakabva ndaisa phone iye pakanaka. Ndakatopfeka riribottom nematennis chaiwo kuitira kana pakazoda kumhanyiwa. Kadhori kangu handina kusiya. Kaindifungidza mai vangu. .
Ndakabuda muroom mangu and went to the kitchen ndikatanga kutsvaga tsvaga. Ndakabva ndatora banga. Kwakufamba ndakananga kulounge kwanga kwakagara Talia. Ndakangosvika ndichimusimudza nezvimabraids izvozvo ndichimukwetsura mbama. Ndanga ndisina kana simba but apa paitoda kushinga chete nekuti kungoteerera miri paindipira. This was a risky move. " what are you doing you bitch. Ukundiroverei huh?"
Ndakamuzora imwe ndikati "my name is Charlotte. You are going to pay for what you did to me."
Kakada kudzorera but aitovewo mbodza zvake. Ndakamukwatura kwakumunongedzera nebanga akatanga kubvunda. Ndakanomupinna maoko kumashure kwakuisa banga pahuro.
"Now lets go get the keys egedhi izvozvi. She nodded her head kwakufamba achifamba neni ndakamunongedzera banga. She took the keys ndikabva ndatora sellotape netambo ndikabuda naye mumba. I instructed her to open the gate which she did with her hands shaking. After that ndakabva ndanomusingurira maoko papole reveranda ndokumunama muromo nesellotape iye kuita kuti asazoscreamer ndosati ndaenda kure ndibatwa atleast paizonamanuka sellotape or kusvika munhu ndinenge ndatoenda kure. I took her phone and texted her boyfriend kuti aisvika nguvai akati in 1 hour 30 or 2 hours ndikati unongosvika uchipinda gate rerisina kulockwer. Ndakabva ndasiya phone yacho nechekure naye. Atleast paizosvika munhu ndinenge ndarova pasi. Ndakasiya ndamuzora 5 mambama akasimba nechibhakera one ndokubva ndafamba ndichipinda mumba ndikanotora mari muroom make maJohn nemasekuru. Ndakatora mari yakawandisa stereki. Handina kuiverenga ndaizoverengera kumberi. Ndakangobvisa yebhazi chete imwe yese ndikaisa mubag. Ndakabva ndabuda panze ndikamurova futi mamwe mambama 5 ndokufamba ndakananga kugate. Ndanga ndakamusingirira akaita zvekuhuger pole.
I left the gate unlocked ndokufamba as fast as i can ndakananga Kuma taxi. Ndaisada macombi because ndaigona kungoonekwa. The whole body was painful but ndaizvishingisa nekuti ndaiziva kuti kungobatwa chete ma1 atanga. Ndakakwira taxi ndikati driver take me kumbare rank. I paid driver achibva atorova mota. In no time tanga tatove kumbare ndichibva ndaburuka. Vanhu vaingonditarisa tarisa ndikaziva kuti face inenge yakazvimba so ndakabva ndatowana paitengeswa macap ndikatenga one kwakupfeka ndichibva ndatotenga nemask. Ndichingopfeka mask ndichitendeuka kuti ndifambe ndadhumana naJohn ainekamwe kamusikana kaSlay queen. He kept looking at me as if aziva kuti ndini hana ikatanga kurova. Ndakabva ndachinja voice ndikati. "ukutarisei ipapa cant you see where you are going. Tokuzadzai flue moti takaipa." He frowned and said. " sorry sister its just that ndangokufananidzai ndakuonai from afar."
Akabva adhonzwa nekamusikana kaye ndofunga kaitove jealousy asi kakandisaver so i just walked away. Luckily bottom randanga ndakapfeka nematennis acho ndanga ndisati ndambozvipfeka ndirikumba kwavo. Ndakananga kumabhazi but manje ndakabva ndafunga futi kuti ndogona kuteverwa ndikagarirwa mberi so i opted for private. Ndakabva ndatobuda murank kwakuwana driver wetaxi iye achiripo ndichibva ndamukumbira kuti anondisiya kumusha ndomubhadhara double mari yebhazi. Haana kuramba akabva atoti ngatipinde paRoad.
Mota yakarohwa zvayo kusvika tasvika kumusha ndikamuti andisiire nechekure nekumba. I paid him double mari iye plus imwe pamusoro nekuti anga andiitira favor havasi vese vanobvuma zvakadai. He thanked me achibva adzokera hake.
Ndakabva ndanogara hangu kurwizi panekamwe kadombo so pandaingofarira kugara. Kwanga kuriSilent kunzvimbo yacho iyoyo. I sat there ndikabva ndatobatwa nehope ndiye flat. Kana kurota kana kudii. Kwaisasvikwa nevanhu kazhinji kacho. It was my secret place.
Ndakazomuka zuva ratovira and started walking ndakananga kumba kwagogo. Chakaita kuti ndisasvike masikati ndechekuti ndaizviziva kuti mukomana uya paakasvika kumba akawana Talia akasungirirwa and Talia being dady's daughter akatofonera baba vake kuti ndatiza ndikasiya ndamusungirira baba vacho vakafonerawo John kwakumhanya kumba John akabatanidza 2 na2 akaconcluder kuti munhu waaona kuMbare paye ndini because anenge audzwa naTalia zvandabuda ndakapfeka so vakabva vatopinda muroad kuuya kumusha because they assumed handina mari and handina kumwe kwekuenda so ndofamba nebhazi kureva kuti vainditangira kusvika vondimirira kumberi and they would have already said bad things about me Kuna gogo. But inini i had much faith in mbuya vangu. Vaiziva kuti ndiri munhu akadii. Thats why i decided kumira kurwizi kusvika kwadoka so that pandosvika kumba vanenge vakuda kuenda nekuti vanozviti havarare kumusha.
Zveshuwa ndichisvika pacorner ndakaona mota yasekuru yakaparker pamba ndikabva ndatomira. There was no way they were going to sleep there havadi zvekumusha. Plus vaitozoda kunonditsvaga so that handiende kupolice. Ndakamira for about one hour ndokubva ndazoona vakubuda mumba vachiratidza kuoneka gogo. Ndaizviona because pamba panga pane malights emasolar anga akaisiswa namhamha. Paitoita kunge panemagetsi. Vakabva vaonekana ndokubva ndamhanya kwakunohwanda nechepadhuze kuti ndinzwe kuti vaitaurei. Zveshuwa i was right. They bad mouthed me but gogo vakaramba vakanyarara. Vakabva vaoneka vachiti kana ndikazosvika kuno gogo vavafonere vauye kuzonditora ndokubva vatopinda mumota yavo nemwana wavo and drove off. Gogo vakasara vakabata musoro kwakugara pasi. I could see she was crying.
"Charlotte muzukuru wangu uripi. Chii chaitika kwauri nhai mwana wemwana wangu. Dai ndakaiziva ndisina kubvuma kuti uendwe newe ndoziva kune zvakaitika kwauri. Ko mai vako vakuti chii neni manje zvandikutadza kukuchengeta kudai." Vakachema and i even got emotional but misodzi yakaramba kubuda. Vakazosimuka ndokupinda mumba.
Ndakambomira paye kwechinguva ndichibva ndafamba mbichana mbichana and knocked on the door.
Gogo vakavhura door vachingondiona chete vakabva va......
End of 1st
❤️
👍
😂
🙏
😢
😮
25