
Tanny's Online Novels
February 19, 2025 at 02:56 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VaMbKxo1noz9JDmlYO2R
Freya and the stranger✨
Short story_ROSE MUTERO
Part 1
In the train 🚆
____________
Freya
"Oh yeah, oh yes yes yessssssssssss fvck me harder. Come on yeah..ita uchindirova futi tumbama kumagaro kwese uku,, yeah yesss oh yes ita uchindiruma futi huro yangu yese iyi zvese nedumbu. Yess yeah that's my man. Oh I'm now tired"
Ndakanyara kushaya pekupinda nemurume ayiva akagara padivi pangu achitoona zvake p0rn0 mu laptop make, apa taiva mu train, in fact train yaisava neni chete maive nevanhu vakawanda, but ndini chete ndaiva ndakagara next to him ndichiona zvese zvaayiita. I was so embarrassed ne video rezvinyadzi raakanga achiona... I don't think akanga atomboona kuti pa next pake pakagara someone because the way he was focusing on his laptop soo. Ugoona ayitovawo murume akasvika svika, the real gentleman in his black suit, and white t-shirt mukati. Vhudzi rake rakanga riri re brown zvaro, rakanyatsokamiwa kuratidza kuti he was a bussiness man, munhu ayitoenda kubasa makuseni iwayo, no wonder mweya wekuona vanhu vasina kupfeka vachikwirana wakabvepi.
Oh yeah I'm Freya Brown 21, you must all be wondering why ndine surname inenge yechirungu kkkk, dad vangu na mai vangu they are not blacks, they are coloureds even pa complexion chaipo tese mhuri yedu tine ma skin akatsvuka uye nevhudzi refu but harina haro kuzoreba sevarungu. Ndaigara na mom, dad and my sibling brother Marlon, . Marlon akanga akasopedza zvake chikoro ave kutotsvaka basa, iniwo ndakanga ndakangogara kumba the whole time until ndazowana basa.... Uyu wakanga utori musi we Monday makuseni ndichitomukira zvangu ku interview. Back to my story
Murume uya ayiva akagara pa next neni akatoratidza kuti akanga asina zvake kana kundiona achibva atotanga ku player futi rimwe video rezvinyadzi. Ndakamboda kumubvunza why he was doing that in public ndichibva ndangozviudza to mind my own business and shut my damn mouth up. Unobvunza benzi muzere vanhu ukazonyara uriwe kkkk.... Ndakanga ndave kutonzwa kusvotwa zvangu ndichibva ndavhura ka handbag kangu kandaiva ndabva nako kumba kwave kubudisa cappuccino(coffee) yangu ndichibva ndatanga kumwa. That was my daily habit, kubika coffee ndichiisa mubag ndozonomwira mberi. Hapana day randaibuda kungava kuchikoro or kupi ndisina coffee mu bag kkkk. Ndakatanga zvangu kumwa coffee yangu trying to ignore the guy who was sitting next to me nezvinhu zvake zvaayiona. And day iri I regretted nechandakanga ndasiirawo ma headphones angu kumba. Handizive kuti chii chakaitika or coffee yangu yakasvedza sei mumaoko ichibva yarasikira pa laptop yemunhu
" Oh my I-I-I didn't do it intentionally. Look man I'm so sorry." Ndakadaro feeling so ashamed murume uya achibva anditarisa with anger, zvekuti pakasara padiki diki kuti andiridze mbama zvikanzi
" Now take off your blouse and clean my laptop"he said with confidence, but wasn't it crazy? Inini manje kubvisa hembe yangu yandakapfeka kuti ndipukute laptop yake. Ndakabva ndasimuka kwave kupfeka ma glass angu emaziso, andaishandisa sometimes ndaisamapfeka daily ndichibva ndatanga kumutarisa kubva muzidzoro rake kusvika kumazikumbo ake if he was serious
"Girl I'm not joking, I am Jackson and I don't love pranks. Ndati bvisa blouse rako right away upukute laptop yangu"
Oh so he was Jackson?? What a cute name? But cute name yacho itori zvayo pachimupanzi, zigudo ko pride inozobva kupi pamunhu ane zita rakanaka kudai.....
To be continued.....
⏬⏬⏬⏬
*Chapter 2*
Freya
In the train 🚆
"Girl I'm not joking, I am Jackson and I don't love pranks. Ndati bvisa blouse rako right away upukute laptop yangu"
Oh so he was Jackson?? What a cute name? But cute name yacho itori zvayo pachimupanzi, zigudo ko pride inozobva kupi pamunhu ane zita rakanaka kudai. I quickly opened my handbag ndichibva ndabudisa tissue kuti ndiwane kupukuta laptop iya achibva andibata ruoko rwangu kwave kundihwezurira kure zvikanzi
" Are you insane??? Uri kuda kupukuta laptop yangu neka tissue kako ikako who knows kuti wakashandisei? Ko kana wanga uchipukuta pakati pemagaro ako" eh his words left me speechless munomboziva. Ndakangoramba ndakashama muromo tissue raiva mumaoko richibva radonha rega. I lifted up my head looking at people and noticed kuti munhu wese zvake ayiva mu train akanga ave kuto payer attention kwatiri. Ini zvangu ndaisafarira ma scandals ndakabva ndagara pasi as if nothing happened....
" So Ms??? You refused to clean up my laptop?" The man asked ndichibva ndaramba ndakanyarara zvangu senge ndakanga ndisina kuzvinzwa
" Hey girl I'm talking to yo...." Ndakabva ndamugurisira panzira ndikati
" Point of correction!!! I'm Freya not girl do you hear me"
" Whatever your name is. You're going to pay for this nonsens£" akadaro achitosimuka ndakashaya kuziva kuti ayiendepi apa train ichifamba. Ndakazosimudza musoro ndichibva ndatarisa kunze kwave kuona kuti takanga tasvika pa station but yakanga isiriyo station yandaidzikira. Train yakamira vaidzika vachidzika, ndichibva ndato chiller zvangu senge ndaiva mu train ya baba vangu, ah ko ndotya aniko nhyimi? A stranger from nowhere anongouya achida kuratidza pride dzake mu train isiri yake...
" Hey Ms" an unexpected voice cut my thoughts off ndichibva ndasimudza musoro kutarisa wacho ayindidana kuti ndione kuti ndiyani. Akanga akapfeka a nice wear but achiratidza kuti ndeweimomo mu train ini ndichibva ndati
" Yes...how can I help you Mr?" I asked him ndisati ndapindurwa ndakabva ndaona that guy, anozviti Jackson arikumashure kwake. Ndakamboda kuseka moziva! Honestly this Jackson was a real bastard, munhu wepi anorwa nemukadzi obva anoreva! Despite that kudirirwa coffee pa laptop wasn't a big deal though
" Through this girl out of the train?" Jack said! I was a little bit shocked by his words zvekuti ndakabva ndasimuka kwave kubata zvangu mukachiuno kangu, kaiva kari kadiki diki ndikati
" What did you said? Ndibude mu train? Ndeya baba vako here?"
" Hey Ms....."
" I'm Freya not Ms"
" Ohhh Freya, please just go. We should follow Mr Jackson's order. Kwanzi buda muno"
" Ah nhyimi so you're also supporting him after everything that happened. Listen here I mistakenly poured coffee on his laptop and he...." Handina kuzombopedzisa kutsanangura takanga tatobatwa ruoko tave kubudiswa mu train. Mushandi uya akandibata zvairwadza imi, zvekuti wainyatsonzwa kuti pano ndakabatwa iyewo Jackson achitevera neka handbag kangu kumashure. I was thrown outside like a lost dog, ndichibva ndatemwa nechi handbag changu, havana zvavakataura, ndakazoona Jackson obudisa some dollars in his pocket achibva andikandira kumeso train ichibva yasimuka kwave kuenda....
" What just happened? Ndamudira coffee by mistake achibva anoreva kuma drivers e train? Then ma driver listened to him vachibva vauya kwave kundikanda panze pe train, ndiri munzira yekuda kubvunza my transport fee abva abudisa some cash in his pocket and throw it to me!!!! WHO IS THIS WEIRD, ID!OT, PATHETIC MAN?"
________________
Agnes (Mai va Freya)
" Iwe Marlon uchiri kuda zvekuenderera mberi ne life here or kurara nevakadzi ndiyo yatova achievement kwauri? Ipapa ndanga ndichitsvaira in your room and picked up 7 used c0ndo0ms! Like seriously "
" Mom matanga, akuudzai kuti takamashandisa zvamuri kufungira ndiyaniko?"
" Do you really think I am a fool. Handisi benzi wanzwa. Anyway topic yapera now tell me urikufungei ne life yako? Wakapedza chikoro wongoswera here wakagara pano kusvika rini nhyiwe? Ipapa sister yako akatowana basa, atoenda ku interview kutaura kwatiri kuita. Ko iwewe"
" Kkkk moms kana musingachandide pamba penyu garai mataura imimi. Kwete kundipa zvima excuse zvekuti Freya ayenda ku interview. Remember haasiye ega anenge ariku interview ko kana akanotadza, handi still achangodzoka futi pamba ogara. Ipapa anga ave nenguva yakareba sei akagara pamba? Zvave kurwadza because ndini ndakagara" Marlon yelled back ndichibva ndaramba ndakanyarara zvangu. Uhwu ndihwo hwakanga hutori hunhu hwake, hwekurara nevakadzi, at least dai ayirara nevezera rake zviri nani manje apa ayirara nevahombe kwaari, apa ne age yake takanga tototya kkk, munhu anozadzwa chirwere kaaa sekutamba sekuseka.... Well I'm Agnes, ndiro zita rangu rokuberekwa, ndine vana vangu 2, Freya and Marlon. Nditoriwo mukadzi ari independent, in fact pamba pedu tese tiri 4 kudaro takadzidza, I am a pharmacist, murume wangu ndi manager kubasa kwavo. Vana vangu vese vakapedza chikoro, vakaenda university but vese hapana anga awana basa, vakambotsvaka even muzvi poster zvavaingosangana nazvo mu road but zvaramba.
Aya akanga atori makuseni e Monday ndichibva ndatobuda mu room ma Marlon ndakananga kwangu kuti ndiwane kunotaura na Freya asking her kana akanga asvika ku interview kwake. Ndakatora phone yangu ndichibva nda dialler her phone but yaisapinda... Handina hangu kuda kumbozvi stresser kuti ko kana akafoira interview because I knew my daughter very well, she was very intelligent and smart.
Ringing 📞📞📞......
Ndakaramba ndichiedza phone yake but no answer still.
" Maybe ave mu interview macho and she's busy. I shouldn't disturb her. Ndozomufonera later" ndakadaro nechemumoyo ndichibva ndatosiya phone yangu pasi kwave kubuda ndakananga ku bus top yataikwirira ma bus, ndina mainini vandaiva ndataura navo vaiuya kubasa" maid" saka ndaida kunovagamuchira
___________
Freya
" That Jackson arikufunga kuti andigona??? Ibenzi remunhu regai nditotsvaka lift ndimhanye ku interview. I hope handina kunonoka. But haaa kana face ya boss-to-be vangu isina kushinga ndinova softer. I mean kana arimunnu ari free" ndakadaro ndichinhonga mari yandaiva ndakandirwa na Jackson ndichibva ndatomisa lift
" Hey driver please driver me munondisiya uko, wait uko kune uyu, murikuona ma shops ay......"
" Hello please chimbofema then wozotaura unoda kusiirwa kupi" akadaro driver weka mota kaye ndichibva ndati
" I don't know regai ndipinde mumota ndikupei ma directions"
" Okay sure" I entered the car ndichibva ndatanga kumu director kwacho kwandaienda. Pasina time ndakanga ndasvika pandaienda ndichibva ndamupa mari yake kwave kutodzika ndichimhanya ndakananga mu office
" Hello Madam, hey Ms masiya handbag yenyu"
Akadaro lift driver ndichibva ndadzokera kunotora handbag yangu. Ndakafambisa ndichipinda mukati, and I was so shocked ndichiona the same guy wandanga ndiinaye mu train ariiye ayiitisa vanhu interview......
" Jackson???!!!"
For more follow my daughters channel 🔥🔥🔥
❤️
👍
🙏
😂
😢
😮
♥️
👏
🖕
76