
Tanny's Online Novels
February 22, 2025 at 01:07 PM
*WRITTEN BY TANNY M(MUZUKURU WESHAYA)*
https://whatsapp.com/channel/0029VaDYeL6IHphKZdYP1O25 *Book redu rinosvikira muchannel umu saka gara vaita follow munyori haape mabooks kuinbox*
❤️BEVERLY MY SISTER ❤️
https://chat.whatsapp.com/IGZ9r8Q049c5RxO1E11wRP *For comments*
Book📚20
Free book ,read comment and share
*App/Call 0️⃣7️⃣8️⃣0️⃣2️⃣9️⃣7️⃣4️⃣0️⃣0️⃣*
*Chapter Ten*
Beverly
Ndakatora phone yangu ndichida kumuratidza mapics aZeddy ayainge akanditumira.
Ndakaenda kugallery ndichida kuvhura folder ranga rakanzi my love asi ndakasvika kusina chinhu.
"Aisveee........"
I said kuri kupererwa chaiko folder rese ranga riri empty.
"Ko chii asi hausi kumaona here ".
"Handisi wena apa uku ndiko kwandakamaisa ese asi hakuna chinhu handisi kurangarira ndichidelita maphotos ini saka zvakafamba sei.
Aya mamwe maphotos ese arimo ko why aya ndisiri kumaona ".
Munatsi akaseka akabva ati "Pamwe tete vakabata phone yako vakabva vamabvisa tete havarambirweka awa "
Ndakadzungudza musoro wangu ndoti
"Handifunge Munatsi nekuti tete iyi phone yangu havabate.Zvimwe ndingataura asi tete kubata phone yangu kutanga kubvisa maphotos vazviita sei nekuti folder racho ndanga ndakatoriisa password.Woziva password yepaphone zvese negallery here handifunge kudaro ini ".
Ndakadaro ndichisimuka kumira netsoka dzangu .
Chii changa chichitika nhai phone iyi handina kuipa munhuka ini saka maphotos aZeddy ari kupi ??
Ndakanzwa kupererwa nenguva pfupi pfupi iyoyo.
Kuti ndane chikwambo here mumba muno chinoona zvese zviri kuitika.
"Pamwe makadelita makavarairwa ini ndinombozviita ko kubin hakuna here nekuti ukadelita kugallery anenge asina kuita permanent delete kaa ".
"Yes yes rega nditarise hachingawe chishamiso here ".
Ndakadaro ndichibaya baya phone yangu kuenda kubin kwacho.
"Ndine this guy vandiri kuwirirana naye mazuvano he is so sweet Beverly munhu atori bho ".
"Tellme more about him ".
Ndakadaro ndichipara para kugallery expecting to see the photos asi it was zero zero.
Ndakaita kutura mafemo ndofunga kuti anga akanyatsofamba sei.
"Don't judge me zvenyu.
He is a plumber kuchikoro kwedu ".
Unenge uchiti tsinga dziri kutatamuka mubishi rekufunga ndakabva ndamuti
"Plumber !!!!..."
Ndobva ndatanga hangu kuseka.
Kwanga kuri kutoseka kuti chatakasengedzwa kumusha Zhombe chainge chakakura chaiko haaa ndakaseka hangu kusiri kuti ndaimudzikisira asi zvinhu zvakangonditira funny so.
"Yaaa he is a plumber asi anowanawo mari iri nani hake plus munhu anotonzwisisa.Musi uno apa ndakaenda kumba kwatete wake .
Anga asiri maintroduction emukomana nemusikana asi tongoitana mabhururu.
I feel so much connected to him sisi hameno why ".
Ndakabva ndamuti
"Chikuru rudo ini ndakasiyana hangu natete vanokuudza kuti siyana nemunhu wako nekuti ndipombi asi chandinoziva hupenyu hunogona kuzongochinjawo asi kana muchiri mabhururu take things slow kunyangwe mukazonzi mava kudanana usaite mistake yangu yandakaita Muna yekuvhurira mukomana makumbo nekuti pano ndingatadza kuzorara nemhere yezvana zvinenge zvakutimukira chipoko nekuda kwatete saka ini sisi wako talking from experience dzikamira zvinhu ".
Ipapa bamukuru vanga vawana easy access neni nekuti ndanga nditori munda vanga vakafambwa kare .
Kudai ndanga ndichiri mhandara ndaigona kuwana simba asi ndanga ndakundikana.
Mamistakes andakaita ini ndaisada kuti Muna aite iwayo.
Hwangu hupenyu ndini ndanga ndashara nzira yangu yakashata .
"Its okay sisi asi atori munhu anonzwisisa uye anonditsiura kuti ndiite zvakanaka .Anyway my bad ndatadza kuona bamukuru wangu iwo vari sei zvawo " .
"Ari bho zvake anenge ariko pasi pemota uko sezvo uripo kudai ndichazoenda ndichikuratidza ".
"Its okay rega ndirare hangu ndine hope ndafumira kumuka ".
Ndakamuti horaiti pfungwa dzodzoka pakuti maphotos ainge aenda kupi.
Tete vakapinda muroom medu vachibva wati
"Usabika hako nhasi ,nhasi ndiripo ndiri kubikira murume wangu ndega ".
Matauriro avakaita vakaita kunge vaida kundisvotesa asi vanondisvotesa kuti vanoziva kuti ini nabamukuru pane iri kuitika here.
Ndakawati okay ndobva ndatorara hangu ini.
Kuchikoro kwedu tanga tichivharawo next week racho saka ndaida kumboisa pfungwa dzangu pane zvinhu
zvechikoro.
"Nhaiwe Beverly ndiri kunzwa kunge pane chiri kutsva "
Ndanga ndiri busy kuona mavideos emakeup.
Ndakadzima laptop yangu ndikaufema mweya wenyama yanga ichitotsva chaiko.
Ndakabuda ndichienda kukitchen.
"Ndanga ndavarairwa ndichiona tv yabva yatsva hanga yakabva kumusha kwabamukuru wako iyi.Ndangobika sekuti ndanzi ndidaro asi moyo wangu vanga usiri kuda ko kana chiri chipotsa chavakanditumira kuti mumba mangu mufuwe mufaro mai vabamukuru wako handivanzwisise vanenge vanoroya chete hayiii ..........."
Vakadaro vachikanda nyama yacho mubini.
Ndakabatikana mufunge henyu handina kutaura chinhu ndakadzoka kuroom kwedu.
Muna anga atori pacall akaisa maearphones nematauriro ake anenge aitaura nemukomana uya.
Zvekuma around 7 takanzwa noise musitting.
"Handitozive kuti unoda kuti ndidii Yvie ndiudze kuti Muku uri kunyanya kunditadzira pakati ndobva ndagadzirisa kwete zvekuti everytime pandinoda kutaura nezvehama dzangu haushaye nyaya dzekutaura iwewe.
Kukuudza kuti Yvie yawa nguva yechando iyi mai wangu vanodawo tennis mugumbo vanodawo majazi ekupfeka ndatotadza.
Hongu ndakakuroora ndinochengeta iwe mudzimai wangu pano asi handisisina kodzero yekuchengeta mai wangu kumusha here inini ??
Last time ndakakupa mari yembeu ndikati mai Kay munotenga mbeu motumira kumusha zvekuti ini ndinoita dzimwe nguva ndinenge ndisina nguva uye zvinokupawo chiremera kana uchiendesa mbeu yacho uriwe but no hauna kuita izvozvo vakatora mari yembeu ukati kuchikoro kwaKay kuri kudiwa sports fee asi sports fee handiti inobatwa patinobhadhara school fees here izvozvo ndakanyarara ndikatengera mai wangu mbeu ndikatumira ndega kumusha.
Kumusha kwenyu kukaitika zvakunoitika ndiwe number one kunogadzirisa zvinhu saka why usingagone kuenzanisa zvinhu Yvie.
Hama dzacho dzinokupa chiremera sei.Rudo runodzorerwa nerudo asi kana uchirwadziwa kuziva kuti mai wangu vanoda kudyawo vanoda kupfeka unenge uchida kuti zviitwe nani izvozvo.
Shamwari inini l was raised by a widow baba vashaya pane kese hako she made sure kuti vanditsvagira ini nemasiblings angu.
Mari yakandipinza chikoro kuUniversity uko mai wangu vakatengesa macostume awo akanakisa kuti ndiwane kuita zvechikoro.
Mari yacho kusvika ndipedze yanga iri yekutamburira vachirara kupura wheat vachiita maricho asi the same woman ndiye vandinoonekwa ndichikundikana kuchengeta.
Tennis rinoita marii Yvie kungonoti mhai ndakutengerai pfekaiwo mudzirwe ndizvo zvaunotadza izvozvo .
Ndakazvarwa ndine hama inini Yvie ingozviziva izvozvo nekuti apa vandibhohwa handidi kukunyepera kana mukadzi asina kuenda kuchikoro anotoziva kuti pakamari kandiri kurarama nako nemurume wangu tese tine vabereki tikaendesawo flour nemafuta both sides idzo two litres idzodzo vanotenda zvisingaite asi no vangu mukadzi haaite izvozvo saka unoda kuti ndiite sei chaizvo .
Ndikakuudza unoti ndinoshusha kukuudza chokwadi each day of my life ndinoregreter kukuroora kwandakaita pauri handina zvandakaita Yvonne .
First thing you lied about your age to me ukazondiudza makore chaiwo vatowa nepamuviri handina kuita basa nazvo izvozvo nekuti nemakore ako ekuwanda iwayo ndakakuwana vakazara asi brain dzako dzanga dzakahafuka its so sad kuti ndakanonoka kuzvionera .
Kubva ndikuroore pay slip nefull amount ndaiuya ndokupa ndoti ndiwe mai wemusha ronga kuti toita sei asi kana uchironga murongero vakadaiso uchitsunhirira rimwe side rimwe side wosiya rega ndikuudze mai wangu deserves kudya chingwa chine mazai netea yakakora yavanoita kucheka nebanga because that woman deserves it.
Kushanda kwawo mwana ndini ndinokuziva saka kubva nhasi pay yangu yese uchaionera kuhope nekuti varatidza kukundikana semukadzi wangu mai wangu wotsika pasi kumusha uko asi pano ndinouya nemakutu kutu emarii.
Vana two vari kugara pamba pano unozviziva kuti mari yako yese kuti vapinde pazvikoro zvavanoenda kubva pavaenda kunovatora mari yangu yakawanda ndiyo inoshanda ipapo ndaisada kuzvitaura asi ndazvitaura nekuda kwemubatiro waunoita hama dzangu inini Yvie asi kuside kwako unoda kuti kunge kuri bho handiti chimboitawo zvekuside kwako nemari yako nekuti basa rako ndiro rinokupa manyemwe ndiwe vatowa mukono wepano.Zvavataura namainini Bevie apa ndazvinzwa hazvina kushata mai wangu muroyi ndichachengeta ndega ".
Vakafamba vakabva vabuda vachienda.
Takanzwa mota panze kumutswa kuratidza kuti vanga vava kutobuda kuenda.
"Ndakuudza paya kuti hanga iyi yanga yakasotwa kuti mumba mangu mushaye mufaro hiii hiii hiii ...".
Vakadaro vakutanga kuchema.
Ndakafamba kuenda pachair pavanga vakagara ndobva ndaita zvekupfugama.
"Kunyangwe murume akakuda zvakangeyi asi kukunzwa uchiti mai wake muroyi mashoko iwayo anorwadza tete.
Kunyangwe zvikanzi muroyi the fact yekuti ndiwo nyakutumbura nyakutumburwa wacho uyu anorwadziwa kwazvo.
Gogo vaigara vachiti vakaona nhamo kukupinzai chikoro dai vanga vari mai wangu kana vamwe vanamainini vachiti gogo muroyi tete munonzwa sei imimi.
Mbeu yacho inoita marii yekuti mapihwa mari morwadziwa kuendesa kumusha kwacho.
Anoita marii matennis acho ekuti haapfure ten dollars here tete.
Amwene wenyu ndiwo vabva vanyanya kuita muroyi here.
Handisi kukutii kana kuti chii asi ini mukadzi vaTravis kungoudza mai wangu kuti vanoroya ndinopedzera kusvitsana kwamvura yacheka makumbo mamwe mashoko dzidzai kusefa kudai ".
"Iwewe vakutaura kunge bamukuru wako sei mai wake havana vana wevasikana here ngavachengetweka nevana iwawo ini ndine mhuri ngavandisiye ndizvo zvavatumira kagondo kehanga ikaka ".
Kutovaudza kwacho ndakanzwa hasha ndobva ndabva pavanga vari nekuti ndaigona hangu kuzovabudira banga rekuti vaigona kundidzinga hawo.
"Havadi kutsiurwa ipapa vanozviti muzivi wezvese manje vachamira wega nedoctorate rawo iroro "
"Haaa unopererwa hako saka matenis nembeu zvinosvika marii pamari yabamukuru wacho dzimwe nguva vakadzi ndisu tinozviputsira dzimba dzedu nezvinhu zvitiki tiki".akadaro Muna.
Patanga tawa muroom medu bamukuru vakatanga kundifonera ndakavaignore ini ndobva ndatorara chaiko.
Iwo tete wacho vakabva varamwa kubika saka zuva iri takarara hedu nayo.
Iwo bamukuru hameno vakazodzoka nguvai ndakamuka varipo.
"Ko nei vanga usiri kudaira macalls angu ".
"Ndanga ndarara ".
"Kuma7 ??"
"Ehe ".
"Ukada kuita hunhu hwatete wako iwe ndiwe munhu vandichauraya nekumamisa pamba pano uri kundinzwa here ".
Vakataura zvine hasha mukati ndobva ndati
"Ehe ndakunzwai "
"Ndine nzara ndibikirewo sadza ".
Ndakasiya zvekutsvaira zvandanga ndichida kuita kwakuvabikira sadza racho.
"Enda unogeza ndiri kubuda newe ".
"Kuenda kupi handisi kuda zvekuitwa zvamuri kundiita muri kundisiya ndichirwadziwa ".
"Akuudza kuti ndizvo zvandiri kuda kukuita ndiani enda unogeza tone ".
Ndakapedzisa kutsvaira ndobva ndaenda kunogeza .
Musi uyu tanga tisina malessons sezvo tanga tiri towards closing asi kuna tete ndakangobuda ndichiti ndiri kuenda kuchikoro.
Ndini ndakatanga kubuda bamukuru vakazonditorera muroad.
"Ndokumbirawo kuziva kuti tiri kuenda kupi chaizvo ".
"Ukadzikama hako haufe ".
Ende vanga vachine hukasha hwekutadzirirwa kutengerwa mai matennis.
Vakadriver mota yawo ini ndakangonyarara hangu .
Hameno kwaiva kuchii kwatanga tiri asi kwanga kune dzimba.
Vakapinda pane imwe imba so.
Ndakashaya hangu kuti paiva pani.
"Dzika tone ".
Ndakangodzika hangu tobva tapinda mukati macho.
Manga mutori empty musina chinhu.
"Ko hapana vanhu wani ".
"Ko isusu tiri chii ".
"Kana muri kuda kupinda mugiya rekupindura rough endai munoitira kumunhu akakupai hasha dzacho ini vamuri kuitira izvozvo handisi kuzvida hangu "
Vakaramba vakanyarara vakanditarisa.
Vakandibata ruoko kwakutanga kundishower around kwakuzoti
"Zvekuti kana ndichinzwa kuda nezvako ndofunga kuenda newe kuloadge kutenge ndiri kukecha handisi kuzvida plus handina kutozvijaira
Zvekumaloadge kwacho ".
Vakambomira kutaura ndobva vazoti
"Unenge usina kuzviona tangotenderera chete tiri kudhuze nekuchikoro kwenyu ndipo pandiri kuda kuti utange kugara pano ndinenge ndichida nguva yangu yakakwana newe .Haisi yangu hayo asi ndiri kugadzirisa mapaper kuti imba yacho ndiitenge ndiise muzita rako ".
Ndakangokwanisa kuzeyesa maziso angu kutarisa mukuriro vanga vakaita imba iyi ndikatura mafemo kutonzwa kuremerwa chaiko nekuti yanga yakakurisa imba yacho kuti izongomuke yava muzita rangu ini.
"Varamba vakanyarara wani asi hausi kuifarira here titsvage imwe ".
"Kutaura chokwadi ndiri kunzwa kuremerwa kuti tete pavanozvibata ndinotaura ndichiti kudii uye ndinobuda kumba uko ndichiti ndiri kunogara kupi uye kwandatsvagirwa nani ".
"Izvozvo siira inini ndini ndoziva kuti ndotaura naye kuti chii chauri kufanirwa kutaura apa kuti maita basa daddy chete "
Kutovati daddy ndainzwa kutonyara futi.
"Saka uri kuda kuti nditange ndakukw*ra kuti uzokwanise kunditi daddy here ".
Bamukuru ndanga ndakuvaziva kuti vakandibata havana kana tsitsi neni saka ndakati
"Maita basa daddy ".
Vakaseka zvishoma ndobva wati
"Please usandiitire hunhu hwatete wako nekuti ndokuisa banga chairo mukomana wako uchiri kutaurirana naye pakuti chii ".
"Ndomuramba sei plus ndinenge ndichida kuzoona kuvhara vhara kuna tete ".
"Taura naye asi pandiri kukukw*rira ndichisiira ndiri kupaziva ".
Vakadaro vachifamba kuenda kumainbedroom kwacho.
Yanga iri hombe room yacho.
"Muno muri kuda mubhedha muhombe zvekuti ndikakuti vhura makumbo unonyatsovhura kwete zvaunenge uchiita pakasingle bed kumba uko ndatokusuwa ndiri kuda nezvako asi rega nhasi ndikusiye uite maths dzako kuti uri kuda chii for a start mumba muno ".
"Asi ndiri kubva ndatopinda here nekukasika ".
"Yaaa chekurambira uchigara kumba uko ndiri kuchishaiwa hangu unoda kuitiswa maid wemapants eumwe mukadzi uchikwanisa kugara pamba pako wega ".
Ndakagutsurira musoro wangu kuti kwete ndobva wati good.
Zvizhinji ndiwo vaiti apa unoisa chakati nechakati.
Patainge ndakuda kubuda vakabva wati "Saka vatoshinga kudzoka neni usina kuti ndigute newe here ".
"Muri kuda kuti ndidii imo musina kana bed umu ".
Vakandibata ruoko rwangu vachirwuisa pamberi petrouse rawo kwakutanga kundikisa .
"Budisa utambe neni babe ".
Vakadaro vachiita kutaurira munzeve dzangu zvekuti vakabva vatondikanganisa ipapo.
Ndakabvisa belt rawo ndobva ndabudisa chinhu chawo ndichiita kudedera.
"Usatya ndechako ehwai yanga yakarasika yazowana danga rayo chairo ".
Vakadaro vachindikumura blouse randanga ndakapfeka kumusoro ndobva vabvisa zvakare bra rangu kwakutanga kundibata mazamu zviya zvine kahukasha mukati .
"Muri kundikwadza bamukuru ari kurwadza aya aaaah ".
"Haasi aya bata chinhu chako utambe nacho ".
Vakadaro vachidzorera malips awo pane angu.
Nemubatiro vavanga vachiita mazamu angu ndainge ndatotota kare.
Ndanga ndakapfeka trouse vakarikurura gumbo hwani .
"Ndiri kuda kukurova vakandifongorera vanzwaka bata pachair apa ".
Vakadaro vachiita kakubhedhesa musana wangu ende vakatanga kutambisa maoko awo kuzasi kwangu zvekuti munguva pfupi pfupi ndainge ndatoparara hangu .
"Ndini ndiri kufanirwa kuripinda iri vanzwaka ari kukura uri kudhonza ".
Vakadaro vachipinza chinhu chawo.
Ndakaita kakugomera so ndobva vandibata garo rangu one vachipinza chinhu chacho chese kwakutanga kundik*ra .
Sound yaingonzwikwa yanga iri ta ta ta chete ende vanga vachiita vachindipa kambama pagadziko rangu.
Ndakachema chema pasina munzwi ende vakazomira nekureleaser kwavakaita.
Vakaramba vakabairira kwakuzobudisa kwakubva taenda kubathroom kwatakageza zvekuti hwema hubve kwakuenda mutown kwakavatenga zvinhu zvavakarairidza kuti zvizoende kumba.
Tichisvika iko kumba kwacho tete vakabva wati
"Ndanzwa kuti vabikira baKay sadza kuseni ".
"Wati wane nzara saka ndabva ndavabi.....".
Handina kupedza ndanzi mbama twaaaa !!!
Ndakasara ndakabata dama rangu raiita kupisa kuti chuu chaiko.
*Stay tuned*
❤️
👍
😂
🙏
😢
😮
🔥
👏
💃
❤🔥
1.2K