
Tanny's Online Novels
February 24, 2025 at 06:19 AM
*WRITTEN BY TANNY M(MUZUKURU WESHAYA)*
https://whatsapp.com/channel/0029VaDYeL6IHphKZdYP1O25 *Book redu rinosvikira muchannel umu saka gara vaita follow munyori haape mabooks kuinbox*
❤️BEVERLY MY SISTER ❤️
https://chat.whatsapp.com/IGZ9r8Q049c5RxO1E11wRP *For comments*
Book📚20
Free book ,read comment and share
*App/Call 0️⃣7️⃣8️⃣0️⃣2️⃣9️⃣7️⃣4️⃣0️⃣0️⃣*
*Chapter Twelve*
Kuchikoro kwedu taipfeka chakaita chiblouse chelight blue then kuzasi kwacho taipfeka maskirts kana matrouse enavy blue saka musi uyu ndakamuka ndichipfeka trouse rangu ndanga ndatokasika kumuka ndatopedza kucleaner mumba mangu nekubika chikafu changu.
Bamukuru ndipo pavakabva vasvikawo.
Ndanga ndisina kufara nekuuya kuno asi tete vanga vangoshandiswa secatalyst vasingazive hawo kuti chii chiri kuitika ende bamukuru pavanenge vandionera vaitoita kunge vanenge vaona nyama yawo woda kundidya.
"Mamuka sei "ndizvo zvandakavaita vachibva wati "mamuka sei ani ".
Ndakamedza mate ndobva ndati "mamuka sei bamukuru" iwo vakaseka zvishoma vachibva wati "Unoda kundijairira Beverly iwewe vauri kuona sabamukuru wako pano ndiani.Yes kana tiri kumba kwatete wako ndiri bamukuru wako asi ndiri pano nditori murume wako saka woona kuti vandidaidza nemasweet names kana kuti tichanetsana nekudzidzisana hunhu panapa ".
Ndakangoti ehoi ndobva ndati zvakare "masvika ndakubuda asi pane zvamuri kuda here ".
Vakabva vagara pasofa ndobva wati "Ndauya kuzokuona nhasi ndine off kubasa unokwanisa kuenda kuchikoro uchindisiya ndiri pano week rakapera ndanga ndiri kunze kwetown mumba muno pane zviri kushota here kana zvauri kuda "semunhu aigara ega ndaisada hangu zvinhu zvakawanda.Mwedzi wacho vanga vapera asi ndakangoti "ndiri kuda mari kana hundred dollars inokwana ".
Vakanditarisa vakati "Uri kuda kuyiitisei mari yacho "ndakapindura ndichiti "ndiri kuda kutenga zvinhu zvangu ".
Vakangoti okay vachibata muhomwe mawo kwakubudisa wallet yavakavhomora hundred yacho ndobva vandipa.
"Maita basa ndakuenda kuchikoro saka makeys muchasiya pai ".
"Handisi kuenda uri kudzoka ndiri pano ndiri kuda kuzorora kumba uko inenge iri noise naYvie handisi kuziva kuti ari paoff kana kuti basa rake rakatoperawo haro ".
Ndakangoti ehoi nekuti nyaya dzawo natete ndaisada kunyanya kudzinzwa hangu.
Ndakaenda kuchikoro musi uyu ndaiita massage pamunhu anga auya tanga tichidzidzira ipapo .
Yanga itori first time kuita munhu massage asi ndakazopedza ndakuona kuti ndava neruzivo rwakati ooh.
Takamboita mamwe malesson ataida kuzoshandisa mangwana acho tobva tabuda zvedu.
Ini ndakabva ndakwira kombi kuenda kutown kwandakatanga ndatenga grocery rangu ndobva ndatumira kumusha.
Mhamha ndakavaudza kuti ndanga ndangongwavha ngwavha mari ndikafunga kuti vaida chikafu chekuti vabatsirikane nacho.
Mari yandakatengesa ndanga ndagara zvangu ndinayo then imwe yacho ndakabva ndatenga grocery rangu rakawandawo randakaona richiita ndichibva ndakwira kombi kudzoka kumba.
Ndakasvika kumba kwacho bamukuru vakagara panze vachinwa hawo drink.
"Maswera sei mukanya ".
Ndakadaro ndichipinza zvinhu zvangu mumba.
"Ndaswera zvakanaka rega ndikubatsire paper bag iri ".
Vanga vatoona kuti ndakaremerwa.
Patakapinda mumba ndakabva ndagara pasofa nekuti ndanga ndaneta zvisingaite.
"Ko vatengerei zvinhu zvakawanda zvaunoona kuti zvinokuremera ".
"Ndangowanawo mukana wacho nhasi ndakasika kubuda kuchikoro.Pamunoenda kumusha kana pamunotumira zvinhu munobva matora izvi futi moenda kunopa vamwe kuti vabatsirikane ".
Vakaramba vakanditarisa ndobva wati "ko vazvinetserei ".
"Ndakanzwa muchipopota kumba uko kuti kumusha hakuna chinhu chiri kuenda munongoendesa moti zvabva kuna tete kana kungoti ndimi matenga ndangozvifungawo ipapa ".
Vakasekerera hawo ndobva wati "maita basa amai ".
Ndakangoti ehoi ndobva ndasimuka kuenda kunogeza ndapedza ndakabva ndatoisa chikafu chemanheru.
Ndanga ndisiri kuziva kuti vanga vachida kuzoenda here kana kuti kwete.
Ndakabika chikafu changu ndikaenda ndichiwapa ndanga ndangobika sadza nechicken zvinhu zvaikasika kuibva.
Pavakapedza vakabva wati "uri kugara kuside rako wega asi haudi kugara padhuze neni here huya ugare apa ".
Chinhu chandaitya ndechekuti bamukuru vaizondiita asi ndakaenda kunogara ipapo hapana zvavakatomboita vakati ndirare ndakaisa musoro wangu pamakumbo pawo ndikaita saizvozvo kwakutanga kuona bhora.
Ini zvagara bhora ndairifarira saka pavaitaura vachiita kakutuka maplayers anga achitadza ball passing ini ndaibva ndatotanga kudairawo.
Takazobuda muliving room umu kuenda kubedroom kwangu.
Ndakapinda mumagumbeze iwo ndobva vauyawo.
Ndiyo yanga itori first time yawo kupinda neni mumachira.
Vakangopinda ndobva vaita zvekundimbundira muchiuno umu ndobva vaita kakurumirira nzeve yangu nechepadenga apa kwakuti "ndokuda mukadzi wangu " .
Ndakabva ndangoti ehoi iwo ndobva vaseka hawo ende ndakasvika pakubatwa nehope vakachandimbundira kudaro.
Ndakazomuka mangwana kuseni seni ndichibvunza kuti vanga vari kuenda kubasa here vakati kwete vaizoenda mangwana acho.
Ini ndakabva ndangoita zvandinoita kwakuenda kuchikoro.
Pakubuda ndipo pakafona Zeddy achida kundiona.
Ndakamumirira pagate akauya aine chimwe chimota so.
Ndofunga ndeyemunhu vaanga agadzirira mota nekuti changa chichibudisa chiutsi zvekuti ndakatanga kunzwa kusvotwa chaiko ndichibva ndatorutsa iye akabva azviona nekuti anga atodzika mumota macho.
"Asi uri kurwara kani ".
Akadaro amira pamberi pangu.
"Kwete handisi kurwara asi mweya wedhiziri hameno zvaunondiita so "
"Sorry ndangobva kubasa kwangu nemota yeclient ndikati ndiuye ndichikuona uri sei ".
Ndakamuti ndiri bho asi ndanga ndakutonzwa kufizuka chaiko asi handina kuda kumuratidza hangu.
"Sorry nerecent behaviour yangu ndakazoona kuti ndiri kukuitira hutsinye Beverly sorry ".
Akadaro ndobva atondipa hug.
Sezvo panga pari panze pegedhi rechikoro ndakati tibve ipapo akati ndipinde mumota make.
Ndakapinda ndobva adriver kuenda kupark.
Ndakasvika ndichibudisa kachigubhu kangu kemvura mazuva aya ndaifarira kunwa mvura zvisingaite.
"Saka hapana munhu ari kunditorera nzvimbo yangu here nekuti ndakusuwa zvisingaite ".
Akadaro achibata dama rangu.
"Anobva kupi hake saka apa uri kushandira uchiri kuya here ".
Ndaitoda kuchinja nyaya yacho .
"Ehe apa ndakutsvaga mari ndichitsvagira neyekuroora ndaneta nekuita bhachura ndakuda munhu anowacha nekubika kumba uko plus munhu wekurara futi ndakagukuchira ndatokusuwa shaaa ".
Akadaro achibva aita zvekundigarisa pamakumbo pake nekuti apa tanga takagara pamastone bhenji chaiwo.
Akanditarisa ndobva ati
"Kukubvisa kwandakaita humhandara hwako nezvandinozokuita zvacho hazviite ,sorry "akadaro ndobva atanga kundikisa.
Ari Zeddy mafeelings angu anenge ari padhuze asi apa ndakanzwa sekuti anga ati endei kure zvishoma asi ndakatanga kumukisawo back kuguma ada kuisa ruoko rwake muskirt yandanga ndakapfeka ndichibva ndamuti kwete.
Akanzwisisa hake akarega kundibata kwacho kwaanga achiita.
Takambotaura nyaya ndobva azonondisiya kuroad ndobva ndangofamba ndichidzoka kumba.
Musi uyu ndakasvika bamukuru vakarara hawo.
Ndakabudisa phone yangu mubag ndikawona mamissed calls atete.
Ndakabva ndavafonera back asi havana kudaira .
Mamissed calls acho anga akatowanda.
Bamukuru ndakavasiya vakarara kwakuwacha mauniform angu.
Pavakamuka vakabva wati vanga vakuenda kunotora Kay kuchikoro woenda naye kumba kwawo.
Ndakangoti zvakanaka.
Madays aya vanga vakandidzikamira hameno kuti chii.
Pavakabuda ndakasara ndichiedza zvakare number dzatete asi dzakaramba hadzo ini ndichibva ndaita zvekubika kwakutorara hangu.
Mangwana acho yanga iri Friday saka kuchikoro ndakaita half day asi Zeddy akauya kuzonditora tikaenda out.
Iye madays aya anga ari so sweet chaiko plus anga achiratidza kuti kubasa zvainge zvakuita akubatawo tumari turi nani.
Kumba ndakazodzoka atowa hawo manheru.
Mukuita kwedu zvinhu ndaiita make sure kuti haana kurara neni nekuti kuita imwe nhumbu ndaisada hangu.
Course yangu yandaiita kuchikoro ndanga ndasarirwa negore chete kuti ndipedze saka ndaida kushingirira kupedza ndisina kupamhiwa imwe mimba nekuti kubviswa kwandakaitwa nhumbu ndakazviudza kuti handizvidzokorore futi zvekubvisa nhumbu izvi.
Musi wacho akandiperekedza kusvika pamba chaipo ndikabva ndangopinda nekunorara asi ndakazomutswa nephone.
Wanga vari mhamha vanga vachifona.
"Ko hauna kundiudza wani kuti vatete wako vakaita zvakare miscarriage nhai Bevie "
Ndakati "Miscarriage !!!"
Zviya zvekutoshamisika chaizvo.
"Ndezvarinhi izvi mhamha handisi kuziva ini ".
"Hanzi nezuro nhumbu yacho yanga ine mwedzi here ndanzwaka namainini wenyu kuno vanenge vakanzwa murume wawo achitaura paphone ".
Yoowe ndakaita kutura mafemo ekupererwa chaiko ndichibva ndati rega ndinzwe .
Ndakafona panumber dzatete wacho asi vaisadaira hawo.
Saka ndakazoita zvekubata bamukuru vakandiudza kuhospital kwavanga vaendeswa.
Ndakasvika kuna vamwe tete waya asi havana kuratidza hawo kufara kundiwona.
Iwo tete wacho pavakandiona vakabva vatotanga kuchema vachindiudza maproblems 120 zvese nekuti bamukuru vanga vasisawape mari.
Vamwe tete ndipo pavakazoti
"Ko iwewe pavakafonerwa vakadii kuuya kuzobatsira tete wako pamwe dai vakachimbidza isina kubva nhumbu iyi ".
Ndakabva ndawati
"Pavakafona phone yanga iri mubag uye ndanga ndiri kuchikoro mufunge henyu tete ende pandakazoda kufona back vanga vasisadaire saka bamukuru ndiwo vazotaura zvakaitika ".
Vanga vatondibhohwa tete awa saka handina kuzogara ndainge ndatodzoka kumba kwangu ini.
Madays akafamba ini mari yangu ndaipihwa ende ndaitenga zvinhu zvangu zvemumba kumusha ndaisashotesa hangu kuendesa mari kana Muna akati akaomerwa mari ndaimutumira nekuti ndaigara ndinayo.
Ndakasvika panguva yekuti mari yacho yese yanga yava kuuya kwandiri bamukuru vaizongoti iwo vari kuda yakati yekunotenga grocery kumba the rest yosara kwandiri.
Muviri wangu vainge usisanzwisisike nekuti dzimwe nguva ndaiita kunge munhu akasimba dzimwe nguva ndobva ndaonda.
Bamukuru pavaiuya kumba vayindiita asi dzimwe nguva vaisaita hawo asi nekuda kwekuti ndainge ndatovajaira ndainge ndakutonzwa kuwada zvekuwada chaizvo ende kumba kwatete vaienda hawo asi vaiona kuti moyo vaiva kumba kwangu.Nekufamba kwenguva mumwe musi ndakazofamba masikati matema ndikaguma ndava kumba kwaZeddy ende semunhu vandainge ndasuwa iye andisuwawo takaita mutambo wevakuru asi haana kundikokora sezvaaimboita kumashure uku ndakangoti zvimwe kuneta hako.
Yanga iri Saturday tete vakandidaidza kumba kwawo vachida kuti ndivabatsire kuwacha.
Ndakaenda asi ndainzwa nungo chaidzo uye ndaitonzwa kuda murume pachezvangu hameno kuti zvanga zvichibva nekupi chaizvo.
Pandakasvika kumba kwacho bamukuru vanga variko asi tete vakabva vabuda kunotenga surf.
"Ko chii chiri kuitika pauri ".
Vakabvunza bamukuru wacho ndobva ndati
"Ndiri kunzwa kukudai chaiko ".
Iwo vakaseka vakati
"Uri kuti chii ".
"Ndiri kunzwa kukudaika ".
Vakandibata vakaenda neni kuroom kwandaishandisa kuya.
Havana kundikumura hembe dzese asi vakapeurira pant padivi ndobva vatanga kundishedegura nayo.
"Bamukuru kanii..."
Ndakadaro ndichinzwa makumbo ese aya kudedera chaiko uku ndichinzwa kunakidzwa kwakapfurikidza.
Takangonzwa main door kuvhurwa ende iwo vainge wobudisa mbeu vakabva vaivhomora asi mamwe masperm akasara achiwerera nemakumbo angu ndobva vatobuda hawo.
Vanga vari tete waya sisi vamai Kay.
Ndidzo nguva dzakasvikawo tete idzodzo.
"Nhaiwe Beverly ukaita seuri kunhuwa hurume chii chiri kuitika pauri ".
Ndakangoti "mhaaa".
"Usati mhaaa ndati chii chiri kuitika kuti unhuwe kunge hurume ".
Ndakakasika kufunga ndoti "inenge period tete ndiri kuita heavy flow ".
"Usandiite benzi uri mwana mudiki Beverly ndingatadza kuziva kunhuwa kwehurume here ini iwe Yvie mwana ari kunhuwa hurume uye chimiro chake ichi handisi kuchiona mushe ".
Bamukuru vakabva vabuda hawo hameno vanga vageza nguvai nekuti vanga vatochena chena .
Vakabva wati "gulez ndakanzwa mai Kay vachiti muri kuda kutanga project asi hamuna capital ".
"Ndizvozvo bamudiki asi ndinzwireiwo zviri pano Beverly uyu haasi kunhuwa hurume here uyu ".
Iwo bamukuru wacho vakabva vanditarisa ende sooka !!!!!
*Stay tuned*
❤️
👍
😂
🙏
😮
😢
💃
🔥
👏
💚
1.3K