Nationalfm
Nationalfm
February 27, 2025 at 07:46 AM
🔥Mayo Rusape muroora akaita chikomba ,chikomba chacho chichiziva kuti mukadzi wemunhu wachiri kudanana naye ane chimwe chikomba futi anga aka heka fn yemukadzi uyu achibva abvunza kuti sey une chimwe chikomba muroora akabva amwa mushonga akafira mumaoko mavamwe vake amai vemurume wake chaivo... 🔥Budiriro 3 kuma 27 kuma 30 vanhu havana kurara mumba nokuda kwemvura yakazara mudzimba,chikonzero hakuna panofambisa mvura kama yanaya inotozopinda kumba... 🔥Chitsungo Mash central kune murume akatorerwa mukadzi nemukoma wake buda ndibude apo mukoma wacho ndi ndi Councillor ,mukadzi wemukoma akakumbira kuti mainini ndiri kushanya saka ndokumbira kuti musare muchibikira vana vangu asi kuchienda henyu kumba kwenyu ipapo mainini vakazoti kuna babamukuru ndokumbirawo sipo yekusukisa vakanzi pinda muimbaiyo mutore ndipo pakazobatwa basa asi mukoma akabvuma kuhama asi ahasi kubhadhara zvavakatenderana apo vana ve humambo.. #tisutinechimuti #bhozhongorasegment #thewholenationononestation
Image from Nationalfm: 🔥Mayo Rusape muroora akaita chikomba ,chikomba chacho chichiziva kuti...
😂 😮 😢 🙏 👍 🔥 ❤️ 🙆‍♀️ 😭 🤣 339

Comments