🇿🇼All Things Zimbabwean🇿🇼
🇿🇼All Things Zimbabwean🇿🇼
February 28, 2025 at 04:54 AM
Muroora📞🧕Haloo mhamha Vamwene📞👵Hesi mwanangu varisei vamwe? Muroora📞🧕varinani havo,ndine mubvunzo mhamha? Vamwene📞👵Sununguka mwanawangu. Muroora📞🧕Mwana akazviitira tsvina anofanira kubvisa ndiani? Vamwene 📞👵 Amai vachoka ndovanobvisa mwanangu otoita moyo wekubereka. Muroora 📞🧕 Maita basa mhamha,in this case mwana wenyu adhakwa abva azviitira tsvina saka mosvika nguvai kuzobvisa?? Ndazvitadza🙆‍♂️🙆‍♂️😂😂😂😂😂😂
😂 😮 16

Comments