_ZimCelebs_Music🎵With Ungle T🇿🇼😫
_ZimCelebs_Music🎵With Ungle T🇿🇼😫
March 1, 2025 at 06:33 AM
Hie,tee chitup Kanda murwizi pliz ,ndinenyaya inondidya moyo zuva,nezuv veduwe ndine last born yangu yandakazvara ,asi ndakamuzvarir kusouth Africa nyaya irikundirwadza ndine nhumbu semazuv ano munongoziv hapan paunoita nhumbu ukasatetswa ,ndakati ndazvar mwana akanga ari premature,ndokugar muchipatar kusvik makgs avaida akwan ndokubuda zvangu,zvinhu zvakanga zvisin kmir mushe ndaiitaw apiece work since taive tisiyan nababa vevan ndakachenget mwan kusvik akura Ave ne 1yr2mnths ,so ndakarwar ndokuend kuchipatar kwakunotestwa ndokunzi positive ndakarwadziw kusvik pakuda kuzviurayy kti zvabvepi izvi asi ndakafung mwana wangu ,panguv iyoy handin kuda kumwa mapiritsi ndakabva ndatiza kuchipatar kwakudxok kmba ndaizvidya moyo kti zvakabvepi ini nguva yose ndaitestwa ndine nhumbu kusvik pakupon ,to cut the story short ndakazodxok kuzim kwakugar 2yrs ndokuzorwar nemudumbu wakatadza kupor kusvik pakti ndaiti ndakarar pandaiti ndibudise mweya ndaizoon machir azar tsvin ndikaon kti ndofa ndikaend kuchipatar ndikapind muchirongwa nyaya irikundirwadza ndeiyi ,mwana wangu akazorwar Ave ne 9yrs kwakuenda kuhospital kwakutestwa akunzi positive veduwe ndiri kurwadziw kti mwana wangu obatwa chirwer at 9 ,hupenyu hwake kuchazoveyi otanga izvozvi kusvik rini ndibatsireiw ndakadambur card racho ndirikunamat kti Mwari vanzwew nyay yangu ,mwana wangu Asanwe mapiritsi ,vanotuk chimbomirai ndikda rubetser😭😭
💔 😢 🍆 🙏 6

Comments