Farmers Adverts
February 27, 2025 at 01:09 PM
I am.looking for a farm worker, ane mukadzi wake, hard worker ( especially magokwe)
Farm is along byo road 35km from gweru, Eastline Matanga near Rubbie
Salary * 80us
Food ndotenga
Hapana mombe , kana mbudzi
Ndakarima chibage,
Basa riripo kuchengeta , nokuiita mabasa epamusha
Call 0717 179 226
Dyke
https://whatsapp.com/channel/0029VaZfq8PEVccG1wkteG0Z
😂
😢
😮
12