
Ⓜ️ARC🅾️L Ⓜ️EⓂ️ES TV 📺
February 18, 2025 at 11:19 AM
https://whatsapp.com/channel/0029VadRou20LKZEZlAFtP3e
*Hakuna munhu anogara ane stress semunhu akapindwa nechurch yeMasowe😩😭😂*
*Kungobata bete musaga reupfu wotonotsvaka tsananguro kuna madzibaba Ishumayeri😂😂😂💔*
> *Worst part yazvo, these days tsananguro haishaikwe🥹🙌🏻😹*
*Yooh itai kwacho 😹😹😹🙌🏻🙌🏻🙌🏻*
😂
1