
Ⓜ️ARC🅾️L Ⓜ️EⓂ️ES TV 📺
February 18, 2025 at 01:07 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VadRou20LKZEZlAFtP3e
*Kana wakambogara kumusha tiudzei chonyanyosvota apa😹😹😹😭😭💔*
> 👍 Nhasi tiri kudzoka kumunda kuma 2
> 💔Mukai Mukai, kitchen inopinda vanhu vakawanda, kwayedza [🕠05:30]
> 😢Nhasi Kune game kaa shaa, apa iwe Uri busy nezvidhinha
> 😭Pfekai masaga musoro muende kumombe (🌧️🌧️)
> ❤️Aaah ndakaenda kwaGogo ini, apa wafamba 10km uchida kunomuona
> 😮Suka maplates adyirwa nevanhu vedoro uende kuhuni
*Maborn born nyararai panotaurwa idzi😹😹, hazviite sesu taiperekedza mababe 5km aftr school, mangwana womuona ane munhu wake chaiye😭😭😭💔😂*
😂
1