Ⓜ️ARC🅾️L Ⓜ️EⓂ️ES TV 📺
February 25, 2025 at 07:35 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VadRou20LKZEZlAFtP3e
*Wife🧑🏻:* Handichadi hangu, ndakuenda kumba kwedu, sara hako uchandifunga rimwe zuva, mangwana chaiye ndiri kuenda🙏🏻🙏🏻👋🏼👋🏼
*Ba Donny🧔🏼♂:* Handidi munhu anoda kundifadza nenhema mai Donny🤠 ita shuwa iwe🤠🤠
😂😂😂😂😂🙌🏻🙌🏻🙌🏻
*Kukava datya kuriyambutsa zveshuwa😂😂😂😭😭💔*
😂
🙏
2