Ⓜ️ARC🅾️L Ⓜ️EⓂ️ES TV 📺
March 1, 2025 at 06:45 AM
Musoro wenyaya MABASA EMBANJE
vakomana vakadzirova vari vana
Vapedza umwe wavo akaenda paseri pebenzi kwava kubvisa hembe dzese kusara ari musvo
Kwava kuuya kune vamwe akati ( kosutu yandapfeka iri cy )
Chikwata ndobva chati (iri boe asi tayi wasungira kuzasi )
https://whatsapp.com/channel/0029VadRou20LKZEZlAFtP3e
🤣🤣🤣🤣🤣