
Zimᴄᴇʟᴇʙs ʟ€ᴀᴋs
March 1, 2025 at 09:15 AM
Zvimwe zvinhu zvinonyorwa mumapublic toilets zvinopedza power, ndakapinda pane imwe public toilet pamarket , ndakat ndichingovhara door ndiri mukati ndakaona rakanyorwa kunzi "LOOK UP" ndakabva ndatarisa mudenga ndikaona makanz "LOOK TO THE LEFT" ndakabva ndatarisa kuruboshwe ndikaona kwakanzi " LOOK TO THE RIGHT" ndakatarisa kurudyi wanikwe kwakanyorwa kunzi " LOOK BEHIND" ndiri kuti rega ndione kuti kumashure kwakanzi kudii ,hezvo wanike ndiko kwanga kuine mashura anga akanyorwa kunzi " ZVINO UCHAITA DHODHO NGUVAI ZVAUNODA NYAYA KUDAI !!" 😂😂
https://whatsapp.com/channel/0029VaansSfIXnlhXepQm93o

😂
😮
🤸♂️
36