Wobic Chanel 1
Wobic Chanel 1
February 18, 2025 at 06:03 AM
[16/02, 19:45] Graft Ruhwa Nyasha: Makadii mhamha [16/02, 19:58] Graft Ruhwa Nyasha: Ndapihwa # yenyu nesister yangu ndikutsvagawo maid [17/02, 07:50] Mamoyo Maids: Thanks for the support [17/02, 07:50] Mamoyo Maids: Mogara kupi munemhuri yakakurasei then pay [17/02, 07:52] Graft Ruhwa Nyasha: KuFairview muRuwa ndine vana 3 8yrs, 4yrs nemucheche ane 3 months ndikudzokera kubasa beginning of April. Imba ine lounge combined nekitchen passage ne3 bedrooms rangu ndorechi 3 ndoita ndega imba yese ine matiles [17/02, 07:54] Mamoyo Maids: Budget yakamirasei [17/02, 08:59] Graft Ruhwa Nyasha: Ndopa $150 [17/02, 09:00] Graft Ruhwa Nyasha: Ndina mother vandinavo vane 40 vanowirirana zvekuti nevana asi vakundidheerera zvekutodaro

Comments