Wobic Chanel 1
February 26, 2025 at 03:27 AM
[24/02, 01:18] Graft Tasha's Beauty Palace: Mamuka sei? Sorry neku texter husiku. My helper haana kudzoka kubva kuoff Apa ndiri kufanira kuenda kubasa nhasi pakunoedza.
Munokwanisa kundiwanirawo muskana zvamangwana here.
Ndogara ku Zimre Park. Ndine 2 boys one is 4years anoenda kuchikoro, Umwe ari almost 3 anosara pamba.
Tongogara tiri 3. Pamba hapana baba even vanombouya hapana.
Imba ine 3 bedrooms, lounge and kitchen. Bedroom yangu ndoita ndega and imwe bedroom is empty. So she cleans one bedroom and other areas. Pane lawn and garden panze as well.
I prefer someone ari mature and akambozvarawo. Schedule yebasa is very busy and ndoshanda ma night shift chete. Amwe ma Sunday she can be off and Amwe i will be working so she would need to home with the kids.
How much are your services?
[24/02, 07:32] Mamoyo Maids: Hi
[24/02, 07:32] Mamoyo Maids: Yes
[24/02, 07:32] Mamoyo Maids: Thanks for the support
[24/02, 07:32] Mamoyo Maids: Budget yakamirasei
[24/02, 07:46] Graft Tasha's Beauty Palace: $100-$120
[26/02, 04:34] Mamoyo Maids: Ok