Wobic Chanel 1
Wobic Chanel 1
February 26, 2025 at 03:28 AM
[21/02, 16:44] Graft 1ma: Hie ndiri kutsvagawo musikana anotanga 1st of March akamboshanda uye preferably ane mwana I have a 2yr 7months old baby [21/02, 16:59] Mamoyo Maids: Hi [21/02, 16:59] Mamoyo Maids: Thanks for the support [21/02, 16:59] Mamoyo Maids: Mogara kupi munemhuri yakakurasei then pay [21/02, 17:33] Graft 1march Greendale masasa A family of 3 my husband and i nemwana we 2yr 7months Pay 100 [21/02, 17:34] Mamoyo Maids: Momuda rinhi [21/02, 17:37] Graft 1ma: 1 march [21/02, 17:46] Mamoyo Maids: Ok [21/02, 17:59] Graft 1march Ayitah Homeware And Bedding: Anowanikwa here? [21/02, 18:00] Graft 1march Ayitah Homeware And Bedding: Uye zvinofambiswa sei [21/02, 18:07] Graft 1march Ayitah Homeware And Bedding: Munhu ane rudo ne mwana ndo number 1 chakandikoshera munhu ane patience nemwana Anoziva Mwari Akamboshanda And preferably ane mwanawo

Comments