Zim Elites Official 🇿🇼
Zim Elites Official 🇿🇼
March 1, 2025 at 05:56 AM
Hie Tee 😭😭 ndoda kungoudzawo hama yangu yemwana ari HIV positive. Hama yangu ndoda kungoti gamuchira kuti ndozvavepo . Munhu akarwara ne HIV hazvirevi kuti afa . Zvinorwadza hazvo . Mwari munamato yako varikunzwa . Inogona kusapera AIDS asi Mwari vakatogadzirira mwana wako gud lyf hama yangu . Enda ku cancelling mese nemwana because ukasadero uchaf nestress ugosiira mwana nhamo . My friend akaroorwa nemunhu asina . Akatomuda akadaro .now vane vana 2 vari negative chero murume wake haana AIDS . Saka sister Kaa yakatambika yakatambika . Mwari vakatovanza status yenyu pamaive nenhumbu because kutaura kuno pamwe dei makazviurayy. Saka Mwari vanechinangwa nazvo . Asi rambai muchinamata kuti Mwari vasakusiye mega . Zvamuno shuvira zvizadziswe ne zita ra Jesu 🙏
🙏 ❤️ 😢 👍 126

Comments