Jolaz Shona News 🇿🇼
Jolaz Shona News 🇿🇼
March 1, 2025 at 08:23 AM
*Tense Showdown: VaZelensky naVaTrump Vanoudzana Mashoko Makukutu muOval Office Pamusoro peNyaya yeHondo yeUkraine neRussia -Video* JolazWshatsApp.group/🇿🇼 *Saturday 01 March 2025* *______________________________* Mutungamiri weUkraine, VaVolodymyr Zelensky, vanochinjana mashoko makukutu neMutungamiriri weAmerica, VaDonald Trump, pamwe neMutevedzeri wavo, VaJD Vance, pamusangano uchangobva kuitika muOval Office nezuro . VaTrump vakapomera VaZelensky nezvekuita mutambo nehondo inogona kumutsa WW3, ndokuvakurudzira kuti vanofanira kutaurirana nekuita chibvumirano cherunyararo neRussia. Mukupindura, VaZelensky bakati hapafanirwe kukanganisa neMutungamiri weRussia Vladimir Putin. Chibvumirano chezvicherwa chaitarisirwa zvikuru hachina kupedzwa, uye VaZelensky vakakumbirwa kuti babve muWhite House zvichitevera kunetsana kwavo naVaTrump. Mutungamiri weUK, Sir Keir Starmer vakataurirana nevatungamiriri vese, vachisimbisa "rutsigiro rusingaperi rweUkraine," sekureva kwemutauriri. https://jolaznews.wordpress.com/2025/03/01/tense-showdown-vazelensky-navatrump-vanoudzana-mashoko-makukutu-muoval-office-pamusoro-penyaya-yehondo-yeukraine-nerussia-video/ 𝑱𝒐𝒊𝒏 𝑱𝒐𝒍𝒂z 𝑺𝒉𝒐𝒏𝒂 𝑵𝒆𝒘𝒔 𝑾𝒉𝒂𝒕𝒔𝑨𝒑𝒑 𝑮𝒓𝒐𝒖𝒑* https://api.whatsapp.com/send?phone=+263787876754&text=Pano%20ndipo%20paunowaniswa%20news,%20ma-videos%20ePolitics%20pamwechete%20nema-audios%20acho.%20Typer%20kuti%20vanoudzana%20makobvu%20nematete%20in%20jolaz%20kuit%20kuti%20ugopinzwa%20mugroup%20iri.%20 ~*____________________________*~ 𝗖𝗹𝗶𝗰𝗸 𝘁𝗵𝗶𝘀 𝗹𝗶𝗻𝗸 𝘁𝗼 𝗳𝗼𝗹𝗹𝗼𝘄 𝘁𝗵𝗲 𝗪𝗵𝗮𝘁𝘀𝗔𝗽𝗽 𝗡𝗲𝘄𝘀 𝗖𝗵𝗮𝗻𝗻𝗲𝗹 📰 https://whatsapp.com/channel/0029VaiSLk76xCSXyPaq3g01
👍 1

Comments