
Jolaz Shona News 🇿🇼
March 1, 2025 at 08:52 AM
*Vakarwa Hondo Voramba Kutengwa neMari neDzimba Dzine maSolar Vachiti VaMnangagwa Vanofanira Kubva Pachigaro Nekukurumidza -Video*
JolazWshatsApp.group/🇿🇼
*Saturday 01 March 2025*
*______________________________*
Sangano reZimbabwe National Liberation War Veterans Association (ZNLWVA) rinoti mutungamiri wenyika, VaEmmerson Mnangagwa, vasiye basa, kunyange hazvo vasara nemakore matatu mutemu yavo yechipiri uye yekupedzisira, inodaro NewsDay.
Mutungamiri wechikwata ichi, VaAndrease Mathibela, pamusangano wavakaita nevatori venhau muHarare vati vakataurirana nezvizvarwa zveZimbabwe, izvo zvakatenderana kuti VaMnangagwa vabve pachigaro.
"Pamwe mupurisa wedu nhasi ndiye wekupedzisira. Tinoda kutaura nyaya irikunetsa. Ino inogona kunge iri nguva yekupedzisira kutaura nevatori venhau pamwe muvhiki kana maviri, kumanikidzwa kunenge kwavepo," vanodaro.
VaMathibela vakatiwo sangano iri rinotsigira zvizere VaGeza, avo wavakatuma kumberi.
https://jolaznews.wordpress.com/2025/03/01/vakarwa-hondo-voramba-kutengwa-nemari-nedzimba-dzine-masolar-vachiti-vamnangagwa-vanofanira-kubva-pachigaro-nekukurumidza-video/
𝑱𝒐𝒊𝒏 𝑱𝒐𝒍𝒂z 𝑺𝒉𝒐𝒏𝒂 𝑵𝒆𝒘𝒔 𝑾𝒉𝒂𝒕𝒔𝑨𝒑𝒑 𝑮𝒓𝒐𝒖𝒑*
https://api.whatsapp.com/send?phone=+263787876754&text=Pano%20ndipo%20paunowaniswa%20news,%20ma-videos%20ePolitics%20pamwechete%20nema-audios%20acho.%20Typer%20kuti%20vakarwa%20hondo%20voramba%20kutengwa%20nedzimba%20kuitira%20kuti%20ugopinzwa%20mugroup%20iri.%20
~*____________________________*~
𝗖𝗹𝗶𝗰𝗸 𝘁𝗵𝗶𝘀 𝗹𝗶𝗻𝗸 𝘁𝗼 𝗳𝗼𝗹𝗹𝗼𝘄 𝘁𝗵𝗲 𝗪𝗵𝗮𝘁𝘀𝗔𝗽𝗽 𝗡𝗲𝘄𝘀 𝗖𝗵𝗮𝗻𝗻𝗲𝗹 📰
https://whatsapp.com/channel/0029VaiSLk76xCSXyPaq3g01
😮
👍
📌
4