All Zim Job Vacancies 2025🇿🇼
All Zim Job Vacancies 2025🇿🇼
February 21, 2025 at 05:43 AM
Hi Aunt , ndinoitwawo Mai mukudzei ndinogara ku Aspindale Park , ndakavhurawo shop mutown muna Chinhoyi inotengesa ma cosmetics . Ndaane mwedzi ndakavhura ndini ndaitengesa pese apa zvino ndakaona zvichiita ndikuda kushare small space mu Dubai mall ndoda kutengesa baby wear imomo saka parizvino ndikutsvagawo 2 vasikana vebasa age 30years and below anogara panokwirwa combi 1 pasinganetse transport pay totaurirana . Ndaida kuti kana muri free mouya mombopaonawo musati mandipa munhu webasa mondibatsirawo kt ndingakwanise kumupa marii, kana tawirirana nemi mondipa munhu nekuti ndikuda kuti vatange basa next week musikana wacho Pay $190 plus $2 ye transport

Comments