๐‘ฎ๐’˜๐’†๐’“๐’– ๐‘น๐’†๐’”๐’Š๐’…๐’†๐’๐’•๐’” ## 054 ๐‘ช๐’Š๐’•๐’š ๐’๐’‡ ๐‘ท๐’“๐’๐’ˆ๐’“๐’†๐’”๐’”
๐‘ฎ๐’˜๐’†๐’“๐’– ๐‘น๐’†๐’”๐’Š๐’…๐’†๐’๐’•๐’” ## 054 ๐‘ช๐’Š๐’•๐’š ๐’๐’‡ ๐‘ท๐’“๐’๐’ˆ๐’“๐’†๐’”๐’”
February 28, 2025 at 11:06 AM
WE HAVE 100% PERMANENT SOLUTIONS FOR YOUโ—โ—โ— Chii Chinokonzera Kuti Nhengo Yababa Ipere Simba Nguva Dze Bondeโ“ +263 78 642 9059 https://chat.whatsapp.com/GfOYRQPo3y4LsTg1Hi4cgI WAKAMBOTI here uripakati pekujaiva kukambo kaunodisisa mubhahwa magetsi obva angodzima. Zvinosvota sei? Izvozvo ndozvinonzwa vana mai vakawanda mudzimba umu kana chombo chababa chapera simba nguva dzekuti vanga vachifanira kufamba nebhora. Kupera simba kwennhengo yababa kana kuti Erectile Dysfunction (ED) kunoitika kana murume kana kuti baba vatadza kuti nhengo yavo irambe yakamira zvinokonzera kuti mese murume nemukadzi musare mune nzara. Dambudziko iri re Erectile Dysfuntion rinowedzerawo ne zvikamu makumi maviri (22%) kuvarume vari pamusoro pe makore makumi matanhatu (60) huye makumi matatu kuvarume vane makore makumi masere (70). Izvi hazvirevi kuti murume wese ari pamakore awa anosangan ne dambudziko iri kwete. Mutsvakurudzo dzakaitwa ne Chikoro chezvidzidzo zvepamusoro che Texas A&M University ku America dzinoratidza kuti Kupera simba kwenhengo yababa kunonyanya kukonzerwa nezvirwere zvinogona zvakahwanda mumuviri anonzi iwo ma underlying physical or psychological conditions. Izvi zvonogona kureva zvakare kuti kunyange murume ane makore Mashona kune ataurwa ayo anogona kusangana nedambudziko iri. Tsvakurudzo idzi dzakatarisa kuti ndezvipi zvimwe zvinogona kukonzeresa Erectile Dysfancution kana kuti kupera simba kwenhengo yababa. Hezvinoi zvimwe zvikonzero zvishanu zvinogona kuti simba ripere zvakaonekwa ne Texas University A&M. 1. Zvirwere (Medical Conditions) Zvirwere zvakafanana ne chirwere chemoyo zvinogona izvo kuva mviro-mviro dzekupera simba kwenhengo yemurume. Vanamazvikokota vezvehutano vakaona ivo kuti kazhinji zvinhu zvinokonzera chirwere chemoyo ndizvo zvakare zvinogona kunokonzera kupera simba kwehengo yababa. Kune vaya vane zvirwere zvemoyo, zviratidzo zvekupera simba kwenhengo zvinogona kuratidzika vachiri vadiki nekuti ropa rinenge richivhiringidzika kufamba zvakanaka mutsinga dzemuviri. Dambudziko re Atherosclerosis rinova iro kubatana kwemukati metsinga mumuviri For Assistance App Dr Ishe +263 78 642 9059
Image from ๐‘ฎ๐’˜๐’†๐’“๐’– ๐‘น๐’†๐’”๐’Š๐’…๐’†๐’๐’•๐’” ## 054 ๐‘ช๐’Š๐’•๐’š ๐’๐’‡ ๐‘ท๐’“๐’๐’ˆ๐’“๐’†๐’”๐’”: WE HAVE 100% PERMANENT SOLUTIONS FOR YOUโ—โ—โ—  Chii Chinokonzera Kuti Nh...
๐Ÿ˜‚ 2

Comments