
MARRIAGE TIPS HEALTH AND BUSINESS ADVICES💃🕺💝
March 1, 2025 at 03:53 AM
*DEAR BROTHER*
Let me give u advice diki diki for mahara
1)zvinoda moyo murefu kugara nemunhu kadzi
2)it takes patient to LOVE 💕 a woman 👠
Marriage will test your patience se munhu rume ,so start building 🏫 it now
Mukadzi anogona kukunonokesa ku event yauri kuda kuenda ,nekuti she will take 3 hours 27 mins and 35 seconds to get ready ..
Rangarira you only need minutes
Kana usina PATIENTS ,unogona kutaura naye in a manner or do something you'll later regret..
Mukadzi anogona kungo chema 😭because wakanganwa kumuudza kuti I LOVE YOU ❤️..before warara 🤞
Vakadzi vanotaurisa 👄,kana usina moyo ❤️murefu semunhu rume ,one day uchabhowekana womuudza kuti 🗣️-"woman 👠,unoturisa ahugone kumbonyarara here ?"and those words can damage a woman ♀️almost irreversibly
A woman can crave attention and petting,this can get on your nerves se murume ,only patience will help you
Mukadzi anogona kutsamwa ,and u will use 1 hour rese kukumbira ruregerero ...asi kana usina moyo murefu ahunga zvigone izvi
Anokudza kuti m not hungry ,then after u buy one piece of chicken slice ,munoidya mese ndokuudza
Mumwe ne mumwe anenge ane plate 🍽️ yake yechikafu ,but she will leave her plate 🍽️and eat yours with you ..ndomasikirwo avo ..vane rudo vanhu ivava
Kana ari kumwedzi (periods )apa ndipo pauno ona DRAMA ...be PATIENT
Kana akazoita nhumbu 🤰,🤣🤣unoona DRAMA PRO MAX ... PATIENT
unogona kuchema uri murudo
"Mudiwa scratch my back "
"Honey ndibate apa"
"Mudiwa ndiudze kuti unondida "apa wapedza kumuudza 2 minutes dzapfuura
Relationship and Marriage will test you Patient as a man 👞,ndakuudza brother ..pfeka moyo murefu kana wafunga kupinda mu marriage
FOLLOW THIS CHANNEL
https://whatsapp.com/channel/0029VazzJYm35fLxBRI9PC2h
❤️
🙏
👍
11