
News Media Services 🇿🇼
February 24, 2025 at 08:28 PM
*📰Mudzimba with hot talk confession*
Haa ladies nezuro ndakaisa nyya yangu ndichiti ndaramba kuvhura door remu bedroom baba vauya na 5am vakazorara mu kitchen vamwe makatotanga henyu kundi attacker kut sakaa ukutoti wagona skaa zvatokufadza vamwe vachiti achazoyenda zvamuchose orega kudzoka ......... treatment yatinopa vanhu veduu tenge tichitovaziva gyz kut anotsamwa kusvika papii pa 4 yrs dzatagara these ndaiiti akanonoka kuuya ndaitovhura door ndonyarara asii iyee nezuro pakawona ndichirega kurivhura akatowona kut ndatsamwawo because anosinonoka kudzoka asii zvekurara asipo kwaive kuzvitanga.
Skaa nezuro pandakazovhura door hatina kutaudzana asii kana pane chaida mumwe taingobvunzana tonyarara takaswera takadaro pa lunch akatii ndipe ndibike zvaasati akamboita kubva pataka Tanga kugara tese akatopedza kubika akati ndiperekedze ndinogerwa tikayenda ndiri zii takadzoka Kuma past 5 akatii hande togeza ndigati inii ndageza geza iwwe usina ndaive pa phone pangu akabva aibvuta zvikanzi handisi kukupa kusvika tanogeza tese bvatazoyenda paye inii ndakatofunga kut takunobika zvemanheru wanike patanogeza asiya abuditsa hembe dzekuti tipfeke tiyende kuclub bvatachinja bvatayenda zvese izvii hapana arikutaura nemumwe zvekudaro kapa... takasvika akanwa 2 ma beer ake ndopakatanga kunzii sorry ndakarega kudzoka kumba nezuro snooker yakanonoka kupera zvekutoti pandauya Kuma 5 ndatosiya vamwe vachiri kutamba ,(*ahh inii semunhuwo atorii sure kut ndokwaaive ndakasekerera chaizvoo izvezvi tatovagadzirira lunch vayenda havo kubasa daddy*)
Zvandaisa mu bracket hamudii henyu kusvinzwa asii ndochokwadiu ndokwaaive 😂😂😂😂😂😂don't come for me henyu wangu murume aive ku snooker 😂😂😂 zvechihure hatisati tavene nee proof yazvoo asi tongoziva kut daddy loves bhawa zvekutodaro ... Endee vamwe ndoziva kut muchatii hee skaa zvakatopera zvakadaro ?skaa makatofara nazvo ? ehee ndakafara endee zvakatopera asikna
Neiwayo ndinoti hallelujah
T.for titende
*FOLLOW THIS CHANNEL✅*
https://whatsapp.com/channel/0029VaIOdIS7DAWypOdzjd3z
😂
❤️
❤🔥
😮
🤣
14