News Media Services 🇿🇼
News Media Services 🇿🇼
February 27, 2025 at 10:46 AM
*Mudzimba With HOT TALK CONFESSION* FOLLOW THIS CHANNEL 👇🏽 https://whatsapp.com/channel/0029VaifFH90QealiZ3Gv21T Ndivigeiwoo. Ndashayaa kut mkadzi wangu ndomupa ani hake angamude. She is beautful structure mnandi bt akazoita hake muviri wakanakaaa ndaaakumuchengetaa. Tete ndinotenga hembe dzake nasurprz ayaaa haiwaa stand ndakatenga asingazive ndikamuratidza haaana kana kut thanks. Hembe ndatenga hanz dzakashata handipfeke watenga wakatarisa pai..chido chinopera munozivaaa. Phone inogaraa iiine airtym haazive kujusa phon data zvese anazvo basa ndakamutsvagiraa mari yake handibvunze ndikatenga cbinhu aningotoraa ogadzika ukooo np thnks amai vake ndikatengera grocery kana hembe haatende anongonyararar as if its her birth right. Ndakamurooraa aine mwana wake ndomutengeraa hembe pay for her fees mai vaningonyarara. No thnks izvozvi stand ndakaisa box asingazive ndikaenda naye haana chaaakatauraaa..licence ndakatoresaa no thnks. Zviriko here izvi..nhasi chandirwadzaa kushoropodzwaaa kunzi zvihembe zvakashata izvi ummmmmm apa nemawandiro akaita vanhu mtwn munhu ondisaroooo ummmmmmmm moyo wabvaruka bvarukàaa ❤️ Rongawo naye kwete kungoita masuprise pese pese 😂 Hakuna suprise yestand ndiwe une dambudziko iwe 🔥 Ngaaende haagone kutenda
🔥 ❤️ 😂 ♨️ 👏 💥 😮 24

Comments