
News Media Services 🇿🇼
March 1, 2025 at 10:21 AM
*📰Mudzimba with hot talk confession*
*FOLLOW THIS CHANNEL✅*
https://whatsapp.com/channel/0029VaifFH90QealiZ3Gv21T
Masikati akanaka please Hide id
Ndakaroorawo mkadzi ane hunhu hwechigandanga, Bhinyadette chaiye.aah pataidanana aitoita sebhebhi bhoo but tave mumba haa bhinya rekwaani iroro.mumba umu zvinhu zvese ndezve energy, haana basa rinonzi nderemrume.magetsi akafa anotora mascrewdriver unowana ari busy kukanika globe rikatsva anochinja ega even dish rikarasa network anotokwira padenga ipapo oita ega.takaenda kumusha kwedu akasiya vanhu vaoma mate mukanwa apaza paza huni dzandaive ndakoniwa in pakusakura chaipo aive mberi is tese tiri kumashure. hatisati tamborwa hedu asi ndakutotya kuti musi wacho ndogona kuurayiwa, chaiko, ndoona kunge anoputa mbanje hazvisi zvega.kana zvaoma mumba anotora mota opirater ega,ndakutoona kunge ndakaroora Caster Semenya.ndafunga kutiza nehupenyu hwangu ndibatsireiwo
😂
😮
🤰
16