First Time 🚬🌹💊🚯
First Time 🚬🌹💊🚯
February 26, 2025 at 05:25 AM
*sleep over diaries* Iyaa dzamotanga idzi nyaya kkkk Ndaidanana nemuface wangu bhoo ayiwa kukwira hake ayizama zvese boo sin rake yaiva size bhoo. Chikapa ndaidzorera zvekut ayipa kutenda. But taigara takanetsana kt ndaisatunda chero ayite ma rounds mangani, reason ndaiziva hangu but ndaisa muudza cos tatakatsidzirana kt hatirare tese pasina protection and ndo reason anditunde zvekumhanya ne protection. So akazoronga kt ndinorara kumba kwavo, ndakasangana naye mtwn manheru tichisvika takatamba hedu akatanga kundibonyora hanzii tunda aaa awone eee hapana akazot koyi koyi tsaa tsaa zvikanzi ndoda kurara, handna kuita basa nazvo ndakabva ndatofuratirawo, mumwe nemumwe blanket rake hanzii hautunde ndoona sendisina zvandikuita. but ini hope kumba kunyowani hadzibati mnongoziva so paayipepuka pese ayiwona ndakasvinura akazomuka Kuma 11 zvikanzi hnde togeza bvandaramba akati bhoo chiuya padhuze pangu akanyatsondi romancer kusvika ndava bhoo akat atanga zvake mwana wevanhu kana ndakatanga nchaita chikapa dzamara ndaneta aripo kana kudzika, condom akachinja rimwe kukoira chete zvikanzi ndiudzewo vaikutundisa vaizvigona seyii, aaa ndakakweshwa kusvika ndakunzwa kt chinhu changu chakurwadxa imi aripo chete kusvika ndazonzwa ma door achivhurwa🤣 ko ndaizivei kt ndaiyita noise maiva na kule vacho vakabva vabuda. Iye kna Basa nazvo haa ndakaitwa veduwe ndakabva ndamupushira kure ndakurwadxiwa ndikat andichade akabva akumbita kt angotunda hake zveshuwa achingoiisa akabva atongotunda hake bvaafa nehope. Maxen amuka akt neni futi aaaa pain manje kula Vaya bvavamudedza hanzii "ko Maida ndiite sey nhaimi moziva handna mkadzi manheru ndazonorara kubhawa." Ndakanyara shame ndakabvako step manje ma1 ndakaita 3weeks dzakasimba ndisina kana feeling ne sex veduwe mmm takazosiyana hedu but basa naye ndandisina cos haa ndakafunhwa nehusiku 1 chete

Comments