First Time 🚬🌹💊🚯
First Time 🚬🌹💊🚯
February 26, 2025 at 06:14 AM
Hie admin im a girl ndine 19 years my story goes like this. Ndanga ndine boyfriend yangu so anga ambori kuunivesirty then he dropped out pasecond semester bcz mom vake vaimubhadharira mari vanga vashaya so the guy was very intelligent zvekutodaro and airatidza kuti anondida hake so takazorara tese and l was pregnant apa anga asina kana pekutangira so inini ndaive nemari 3000 yandaida kutangisa bzness saka takawirirana kuti with that money adzokere kuxool kuzambia kwaaidzidza bcz muthird semester anenge akupiwawo mari so ndakamupa 2000 and ndakasara neimwe then bvaaenda muna January saka nyaya yakunetsa ndeyekuti now haachade kutaura neni and akundiudza kuti handisisiri velevel rake After all mari yangu ndoyakashanda and im carrying his child So l need your help macousins ndikudawo kana pane anoziva anyone chero gogo vanokwanisa kudzosa benzi iri kuti rindide back all l want is my money kuti idzoke back then iye dakuti adzoke back to zero pandakamuwana ari you can judge me henyu or vanotuka tukai henyu but ndikurwadziwa veduwe kana ari mwana ndichachengeta hangu ndega masisters angu akati anondibatsira but l need my money back nditange bzness
😂 1

Comments