
ZIM SITUATION CHANNEL
February 28, 2025 at 02:40 PM
NEWS>>>Nyathi Family's manager, Mr. Banabasi Marambire, responds to fans who complained about his photo with the President's son.. Hanzi handisi politician kana maka follower mega musingachade endai.
*Babarnabas Marambire's post* - I want to express my deepest disappointment in the way some of my fellow Zimbabweans' behaviour.
It shows a very high level of ignorance.
Nezuro, I shared a picture ndakamira nemwana wa president. It was a clear picture yaitoratidza kuti vanhu vangosanganawo pa airport. Ndiani asingadi kutorwawo picture nemwana wa President. Because of that picture vamwe kwava kutotanga kuisa ma negative comments especially those who were saying hasisina basa nema motivational posts. Inini, I have never shared motivational posts but ndaitodzidzisa. Kuratidza kupusa kuzere, vamwe vari kutofunga kuti kana vaka verenga vanenge vatoitira inini favour, that's nonsense, hapana chandiwana ini kuti iwewe wadzidza, dzingoriwo shungu dzangu dzekuti tisimudzirane Asi kana waona kuti iwewe haudi kudzidza, aaaah ndezve kumba kwenyu, and it's your life. Vanhu vakaita seivavo havafanire kunge vari pa page pano apa. Remember you followed voluntarily, and still, you can unflow voluntarily.
Inini I am not a politician or an activist, I am an entrepreneur and I play a role of an entrepreneur. I will never speak or comment on things related to such topics. Regai vanoita zvematongerwe enyika nevanoita zvema activists vaitewo izvozvo.
If you can check ndanga ndatova nemazuva ndisinga poster zvema food for Thought because many colleagues have come to my inbox and advise me kuti ndirege kupa such important information for free. People are pay a lot of money in schools and business seminars to get such information. But vamwe ndovari kutoti eeeeh hatichadi dzidzisiso dzako, so be it.
Kana kutorwa picture nemunhu kuriko kunoitisa mari, saka iwewe wacho endaka unotorwa picture navo uuite mari. Vamwe vanhu vari too shallow and very ignorant. Kana uri umwe vanhu vakaisa negative comment pa picture randakamira nemwana wa President ziva kuti ndiri kureva iwewe. Don't make me a fighter that I am not, kana uchida kurwisa hurumende yacho enda kuzimbabwe unoita urikoko live kwete kuda kushandisa platform yangu. Saka ikozvino ndichati admin wangu aite ban and delete vese vanofarira kutuka, pano hapasi pe violence.
Picture randaisa nhasi iro ndozvinofarirwa nevazhinji, kuona nhamho, anything that resembles wealth is rejected, saka unofunga kuti ungasimukawo sei with such a mindset.
Those who say hakuna munhu antengesa ma tomatoes akazoguma ava millionaire fail to understand something, it's not selling tomatoes that made such a person a millionaire but a unique intelligence in that person which was very smart and calculative enough to grow mari yema tomatoes into something big. Kana iwe usin that intelligence haungazvioni and uchagara uchingoramba kuti hakuna munhu anoita millionaire nemari yema tomatoes, zvinova zvichaita kuti ufe uchionera rugare pa next door.
I wrote with a heavy heart today because ndaona kuti pamwe pacho tinevanhu vasingadi kufunga vanongo taura zvisina a deep analysis. Don't take your anger on me I don't owe you anything, hatizivani wakauya wega pano kana pasingaenderari newe baya uende kunoenderana newe.
Have a good day.
The Herboy, C.E.O
https://www.facebook.com/share/p/1CxWGd8Vgf/