365 DAYS PROVISIONALS OFFICIAL🇿🇼🚖
March 1, 2025 at 05:31 AM
💥💥💥💥💥💥💥💥💥 *GOOD MORNING EVERYONE ☺️* *We are continuing from from where we left yesterday. Those without the Provisional PDFs feel free to inbox us and all those who need assistance!* *Tinokupai mibvunzo inouya sezvairi muTest menyu mushure mekunge maita payment yenyu neEcoCash or Innbucks or Mukuru. Tinokubatsirai pose pamunenge musinganzwisise ipo paWhatsApp pano kusvika manonyora Provisional yenyu. Izvi hazvinei nekwamuri chero muri kuChina or South Africa, Nyanga, Gweru, Bulawayo, Beitbridge, Masvingo, Kwekwe or anywhere in Zimbabwe!* *It takes about only about 3 days to be ready for the Provisional Test whilst we are helping you online. Others take only 1 night to study. Ko zvakaoma here kupihwa exam raukunonyora hako.* *Kana munhu wakunzwa kuti you are now ready for the Provisional Test, wotora Chitupa chako, mari yako $20 woenda paVID depot iri pedyo newe wononyora hako Provisional yako!* *Ukapasa watova neProvisional rako, wotoziya kuti first stage yekutora license yaita!* *Those who want practical lessons, retest, you can also inbox❗*

Comments