~💍🎀 KAYZ20_OFFICIAL💍🎀
                                
                            
                            
                    
                                
                                
                                February 20, 2025 at 06:13 AM
                               
                            
                        
                            *Vakambobata foni ye murume wakaona mashura huyai tinzwe........ini ndakatoona ne date randakafa ndichinzi mukadzi wangu akafa a terrible death akarohwa nemota anga akurwara njere saka aidzingirira chigubhu che coke unongoziwa benzi aricheuke kana kuchiuya Mota.i miss her though once ndapedza kuisa tombstone rake zvese zvinenge zvanaka beb.*😔😔
                        
                    
                    
                    
                    
                    
                                    
                                        
                                            😂
                                        
                                    
                                        
                                            ❤️
                                        
                                    
                                    
                                        6