DANCE AND MUSIC LYRICS 💥💥💥💥
February 18, 2025 at 02:28 PM
Voltzs Jt----- Gara ndichauya
Shoko rangu harimbofi
Rakawira pasi handibofi
Handizorori
Hazvimbofi
Handikundikani ndiwe svovi,handizorori
Nokuti ndakutsidzira ndakutsidzira
Mudiwa gara ×3
Gara ndichauya×2
Mudiwa gara
Yeah gara ndichauya
Gara ndichauya
Yeah gara ndichauya
Mudiwa gara
Yeah gara ndichauya
Yeah zvamanje manje handisi sure kuti ndikuona rini
Ndichakutora ndikuendesa kuN.O.P
Kunoona gogas mazuvano ndane focus
Mazuvano handina time yekucheukira maoffers mamwe
Handifarire panze
Usandivharire panze
Dai waingotaura neni usingavanze ,wondiratidza masides ese usingacove
Ndiyani akakunyepera kuti love hairwadze ,patomuka tichitadza kungonzwisisana
Chiona zuva rakutopera tichipikisana
Sezvinonzi takatumwa kuzorwadzisana nekuwachisana
Asi ukamuka uchinzi nhasi hausisipo ini ndoswera ndakabayikana
Gara pasi tidzidzisane kugarisana
Hapana zuva randichakuudza kuti ndakundikana
Hapana zuva randichakuudza kuti zvavharana
Shoko rangu harimbofe rakawira pasi handimbofi handizorori
Hazvimbofi handikundikani ndiwe svovi
Handizorori nekuti ndakutsidzira
Mudiwa gara
Zvamanje manje handisi sure kuti ndichazviita sei
Zvinhu zvatoda hazvikwani pandopihwa pay
Ndikasasganda iwewe wacho ndokupei
Ndosara kumashure,ndikazorora zve1 day
But usakwate,handishaye plan
Pandobaya pese inga ndozodzoka wani
Pandinopenga ndinopenga newe uri 1
❤️
😢
4