DANCE AND MUSIC LYRICS 💥💥💥💥
February 22, 2025 at 06:26 AM
Hide 🆔 Guys ndanga ndaurawa nerimwe hure randakakecha for one night stand ..nyere dzedu idzi😔😔😔 Tirikuita romance paya ..richindidya mabhora aya ...izvo munhu ane chirwere chepfari. Chichibva chamubata uku rimwe bhora ririmukanwa make 😭😭 Ndopaakarumanidza shaya apa ini ndanga ndisina kuitaimira ...luckily akanoruma bhora ndokunzvenga ndokubata chikanda 😭 Ndakada kuyedza kuyanyura shaya but was too late.ndakaibongomora mhere mumba mangu vanhu vakauya kuzopwanywa door ndichitsengwa dzvurukudu iri...zviya zvekunyara hunge sichasi iri right paya. Vamwe Mai vanogara munext vakazongomuyanyura vakamurumisa mugoti achisiya dzvurukudu rangu.. ndakaripenengura kasingaperi ndichitarisa damage. Mbolis kwanga kwasara chikanda chete. Ndakarwadziwa 😭😭
😂 👍 ❤️ 😮 🤷‍♀️ 14

Comments