Cee Novels
February 19, 2025 at 01:23 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VaD9BEeBqbrIQBPS0P0y for previous chapters follow my Whatsapp channel vasiri Kuchannel endai Kuchannel mukwanise kuwana book imwe account yangu yewhatsapp yakabanwer saka book harisi kusvika kumagrp ese
https://www.facebook.com/profile.php?id=100076401092068&mibextid=ZbWKwL like and follow my FB page
Cee Novels Presents
*A walk to remember*
2024 Production 💞
Free book read and share
Story Written By Cee
Aka
Mashumba ✍️✍️✍️
App📲0776171705
Chapter 15
*Daphne*
Ndakatarisa time ndikaona dzatove kuma past 7 ndakangosimuka ndisina kuudza Lavender kwakutobuda nekupinda mumota ndakananga kumba hana yaingorova ndichifunga kuti ndikaona Robert ave kumba kwangu ndomutiiko.Ndakamhanyisa mota zvandisati ndamboita muhupenyu hwangu.Roberto ndaimutya kani kuti ndimurambe zvaisaita nekuti akanga ane bag mari yobuda ndikaona murume uye adzoka nhasi ndinobviswa chiri kumeso .Ndichimhanyisa mota kudaro fone yakarira ndikaona ari Lavender 📲 sorry sahwira ndazokusiya .
📲 Hauita hauite chokwadi ungaende usina kundiudza uri shamwari rudziiko inoita zvakadaro?
📲 Sorry shaah pange paipa ndangosimuka ndisina kufunga Roberto unomuziva usaite kunge usingazive Robbie iwe asiya andiudza kuti ndisabude nhasi ndikabuda asingazvizive.
📲 Uchinyanya kuda mafaro asi dai wandiudza wandisiya kwaJah Prayzar wozodzokera kukadhara kako.
📲 Pakaipa wangu bye ndiri kudriver ndokufonera ndasvika kumba ndichikuzivisa kuti kwakamira sei? Ndakakata fone ndikaenderera mberi nerwendo pasina nguva ndaive ndasvika pamba .ndakangosvika nekuparker mota ndikapinda mumba ndakarova serious ndakazotura befu ndaona mumba musina munhu .Ndichangopinda mumba Roberto akabva apindawo ndichangopedza kubvisa hembe dzandaive ndakapfeka ndakatenda Mwari ndichibva ndamumhanyira ndikamukisser ndokuti ,"babie nhasi hindava kunonoka kuuya ndandakutofunga kuti waenda kwamaiguru nhasi?
Roberto: no mazuvano ndiri kuda zvekuno stereki pluz ndandichida kuona kuti unonditeerera here?
Daphne: really?
Roberto: yes babie wamunhu kwaye manje mazuvano uri kunyanya kudziya unenge wane nhumbu".
Daphne: "nhumbu".
Roberto: ehe nhumbu chaiyo kamudziyiro nekakunaka kauri kuita mazuvano kanoitwa nemunhu ane nhumbu mangwana chaiye tiri kuenda kwaDr tinoona kuti zvandiri kuona ndizvo here?
Daphne: Robbie achitaura hana yakarova ndafunga kuti handina kuzobaiwa depo nhai Mwari wangu kana iri nhumbu shuwa ndinoita sei l love Malvin not Roberto.Roberto ane mukadzi wake oh no misodzi yakatanga kuyerera Roberto achibva azviona ndokuti," chiiko babie? Ndakaramba ndinyerere achibva ati," asi hausi kuda mwana wangu kanhi?
Ndakaramba ndakanyarara ndikazoti," kwete ndofunga pane chandipinda mumaziso angu.
Roberto: tione babie ndakadaro ndichifuridza Daphne apa misodzi yaingochururuka.
Daphne: ko ndakazokanganwa seiko kubaiwa depo l hope haisi nhumbu nekuti ikangoita nhumbu chete pangu pandiperera .Ko iye Malvin wacho ndinomuudza kuti kudiiko ? Nekuti anonyatsoziva kuti nhumbu haasi yake nekuti pese patinorara tese anoshandisa protection.
Roberto: ukufungeiko babie don't worry iwewe kana iri nyaya yenhumbu iri kuita kuti udai usatye nekuti ndiri kuda kukuroora wakurooreka manje nekuti wakunditeerera ndakadaro ndichimukisser and the next thing ndakange ndave kunyika yangu ndega .
Daphne: Roberto akasvika pakurara neni pfungwa dzangu dziri kure kure ndaingofunga mudiwa wangu Malvin . Roberto arara ndakatora fone ndikatanga kutaura naMalvin pawhatapp 📩Hesi Lovie waswera sei?
📩Ndiri bho wena kukusuwa chete mudiwa mazuvano ndakabatwa nebasa ma1.
📩I miss you my darling ndingakuone zvarinhi ?
📩 Kana mangwana chaiwo worara bho gud nyt mangwana ndiri kumukira kuseni seni.
📩 Nyt nyt sweet dreams see you tomorrow after work .
📩 It's okay ndinouya mudiwa ndakadaro misodzi yakutoyerera ndakufunnga kuti ndichaita sei ndikaona ndine nhumbu.Ndichangoisa fone pasi pepiro ndakaona Roberto akanditarisa ndokuti ," wanga uchitaura nani?ndakapindura nekavoice kainzwisa tsitsi ndokuti," naLavender".
Roberto: chirara babie nekuti mangwana tiri kumukira kwaDoctor ndisati ndaenda kubasa.
Daphne: gud night Robbie akangoti " nyt " achibva ati kwati neni .Zvese zvaaita ndakange ndisisazvifarire asi kuti ndirambe futi ndaitya nekuti munhu wangu ndaimuziva.The following morning takamukira kuita morning glory murume mukuru achibowa nemwana mudiki .
Roberto: thnx babie ndikaona une nhumbu chete ndiri kukuroora woita second wife yangu unondigonera kani oooh this is goodwooo hande tinogeza lovie.
Daphne: takageza tese zvakare ndichingokwirwa chete zvekuti ndakange ndakutobhowekana . Roberto akatanga kundida zvekuti ndakange ndisisazvinzwisisewo kuti ndine nhumbu zveshuwa nekuti vanhu vazhinji vanoti kana une nhumbu yemwana musikana murume anonyanya kukuda .Ndapedza kugezeswa ndakaita zvekutakurwa kudzokera mubedroom kwakuzorwa mafuta chandakazongoita kupfeka ndega ndatomurambidza.Uuum haasi mashura here aya dhara iri kuita kunge mwana waro wekutanga yooh ndajaira kumugezesa nekumuzora mafuta nhasi ndiye ari kundiita zvese izvozvo ndakamutarisa ndikati" ,stop babie ndini ndinofanira kukuita zvese izvi nhaika?
Roberto: you are carrying my child saka ndotofanira kukuitira zvese.
Daphne: no babie ndini mukadzi ndinofanira kukuitira zvese".
Roberto: wapedza here tichienda nekuti ndiri kuda kupfuurira ndichienda kubasa.
Daphne: Nd nd nda nda pe dza ndakadaro ndichindandama nekuti ndaisada zvekuenda kuchipatara takabuda tiri vaviri tikapinda mumota Robbie airatidza kufara chaiko munhu ane vana hobho nemukadzi wake ndaitoshaya kuti chaari kunyanyofara chii chaizvo nekuti ane vakomana 3 nevasikana futi pamusoro pazvo kuzoita kunge mwana wake wekutanga ndochiiko ichocho.
Roberto: watanga uri kufunge.........ndisati ndapedza kutaura fone yakarira ndikaona ari Chengeto mwanasikana wangu,📲 hello Chengeto kwakanaka here kwaunondifonera kuseni kuno ?
📲 Daddy mhanyai kumba mhamha vadonha?
📲 Wati kudiiko Chengeto ndakadaro ndichitaura ndapererwa"
📲 Ndati kurumidzai kuuya mhamha vadonha vachibva kunogeza .
📲 Ndiri kuuya izvezvi iwe chifonera ambulance ndiri kusvika ikoko manje manje.
Daphne: babie what is going on?
Roberto: ndakaburitsa $100 ndobva ndapa Daphne ndikati," mukadzi wangu ari kunzi adonha tora mari iyi udzokere kumba tozoenda kuHospital imwe nguva my wife needs me right now .
Daphne: " yes" ndakadaro nechemumoyo ndichitambira mari ndokuti thnx babie maiguru vanoita zvakanaka don't worry ndokuda yohwe rume rakaita saRoberto rinotombopererwawo so uum wonders shall never end woo .Ndakaenda kwaOK ndikatenga tunonaka kwakutodzokera kumba ndikaswera ndakarara ndakamirira kuenda kumba kwaMalvin.
" Ave manheru ndakasvika kumba kwaMalvin ndikaona asati asvika ndakaona Auntie vachitobika .
Auntie: Hesi mwanangu ende wanga warova wena.
Daphne: ndiri bho asi handisi mwana wenyu "
Auntie: l know I'm not your mother asi kana ndichikuona ndinokuona semwana wangu nekuti wakaenzana nemwana wangu musikana.
Daphne: "what ever", eeh auntie l hope mabika nechikafu changu nekuti handisi kupinda mukitchen imomo kana mapedza muuye nechikafu kubedroom.
Auntie: okay dear ndouya nacho ndandichangotanga zvangu kubika.
Daphne: Ndakaenda kubedroom kwaMalvin ndikageza ndokupfeka kanyt kangu kasee through ndisina pantie Malvin ndaive ndamusuwa ndaida zvekurara naye tisingashandise protection chandakungoda kuitira Malvin nhumbu uyezve kana ndagara ndine nhumbu kudhara ndinongomunyepera nhasi ndiri kuda kuti tiite takadaro l hope nhasi anobvuma . Auntie vakauya nechikafu ndichibva ndadya kwakutorara 21:00 hrs dzakachaya Malvin asati adzoka."
" Dzatove kuma22:00 hrs ndipo paakatopinda ndakutobatwa nehope.
Malvin: ooh my babie l have missed you.
Daphne: neniwo ndange ndakusuwa wena ndakaenda paive naMalvin and we shared a passionate kiss ,ndakatanga kumuwainira and the next thing akange ave kutamba ndombolo pamusoro pangu .The sad part of it akapfeka condom ndisingambozvifungire.Aah Malvin vapfeka condom again asi haunditruste.
Malvin: it's not about trust my love andisati ndakuda kuti uite nhumbu babie wangu zvemimba tozozviona taroorana not now.
Daphne: you are lying haunditruste Malvin ko kana ndakumuda mwana wacho.
Malvin: we have talked about it hatipindei musecond round ndange ndakusuwa kani ndakadaro ndichipfeka zve condom and we made love like there was no tomorrow.Tapedza takabva tarara asi Daphne airatidza kuti akatsamwa ndakangozvi ignower nekuti ndozviziva kuti vanhukadzi vane mamoods .Takarara ndikamuka makuseni ndichigadzirira kuenda kubasa Daphne aive akatorara zvake achiratidza kuneta.
Daphne: "uchaona ndaenda"
Malvin: what? so soon"
Daphne: pane zvandiri kuda kunoita kumba.
Malvin: saka ndokuona manheru here?
Daphne: l don't know"
Malvin: Okay tozotaura pafone ndaenda ini"
Daphne: Malvin achibuda ndakasara ndichibhowekana ndoita zvekudiiko kuti ndirare naMalvin asina condom .....
*Greater*
" Gibson achibuda ndakasara ndichichema zvikuru chiiko chiri kuitika pana Gibby wangu anga asina kudai ," ndiyaniko ari kumufurira l know Gibson anondida asi zvekurara naye no no no Gogo vasati vafa vakanditi ndisarare nemukomana asati andiroora .Ndakapukuta misodzi ndikaenda kudoor ndobva ndakiinura door ndakatarisa panze ndikaona pasisina munhu.Oh my God what have l done dai ndisina kumudzinga tataurirana semazuva ese chokwadi munhu auya akatenga grocery rakawanda kudai ndomudzinga mumba maari kubhadhara rent sorry Gibby ndakanganisa forgive me."
" Ndakadzokera mumba ndikaona baby wangu amuka ndikamupa mukaka achibva arara . Pfungwa dzangu dzaive kure kure ndichifunga kuti ndodiiko nehupenyu hwangu hapana kana chinhu chimwe chete zvacho chiri kufamba mulife mangu zvemusika handichanyatsozviita nekuti hazvisi kufamba handina kana mari pano yandinoti yangu Gibson ndiye ari kundiitira zvese apa abuda asina kundipa mari yerent iri kutodiwa mangwana chaiye.Ndane week Landlord vachindinetsera rent ndichingoti ndokupai .
" Ndandichiti Gibson zvaauya kudai anondisiira yerent manje zvatodhakwa misodzi yakatanga kuchururuka ndakatarisa mwanakomana wangu manje tikadzingwa pano tinoendepi chokwadi hiiii hiiii hiiii ( crying) .Ndakatora fone ndokufonera Gibson asi akange asingadaire fone .Ndakafone kakawanda asi haana kudaira fone yakatanga ichaita ikazopedzisira isisaite.
" The following morning ndakamukira kumufonera futi asi haana kudaira yaingorira kusvikira yadzima .ndakabva ndanyora msg ndikati,"📩 good morning babie l'm sorry nezvandakaita nezuro please forgive me l love you very much dzoka titaurirane Gibson murume wangu .Yakangoblue ticker asi haana kupindura."
Ndakazoita basa Mufaro akarara Landlord vachibva vasvika nemukadzi wavo.
Landlord: ndauya kumari yangu nguva yarebesa uchingondiudza mhorondo.
Greater: ma ma mamukasei Baba soriyi zvenyu baba mari handisati ndaiwana.
Landlord: what wakutoda kugara pano pamba pangu mahara ka iwe?
Greater: l promise kuti nhasi kana mangwana ndinokupai mari yenyu.
Landlord: ndiri kukupa 3 days kutsvaga mari yangu ,ukasangouya nayo chete ndiri kukukandira zvinhu zvako panze ndaenda .
Landlord's wife: daddy musadaro mupeiwo nguva yekutsvaga mari zvinhu zvakamuomera.
Landlord: "shut up"ndatopedza so ndaenda.
Greater: Landlord pavakaenda ndakasara ndichichema kuti ndiende kumba kwaGibson zvaisaita nekuti anenge ari kubasa ndichazomuona manheru adzoka kubasa.Sisi Getu where are you makandisiira nhamo dai muripowo tichipanana mazano manje ndiri 1 ari ega ......
End Of Chapter
Drop your comments
Stay tuned 💞
❤️
👍
🙏
😢
😂
😮
😭
🎤
💔
🔥
441