Cee Novels
February 20, 2025 at 09:04 AM
https://chat.whatsapp.com/JfcJdkkf7FSLo1DWzZxI86
*MUNHU WESE KUCHANNEL*
*KANA USINGADE KURASIKIRWA NEMAMWE MACHAPTERS GARA WAENDA KUCHANNEL HAKUNA CHAPTER INOKUJAMBA KUINBOX HANDIPE MUNHU BOOK*
https://whatsapp.com/channel/0029VaD9BEeBqbrIQBPS0P0y for updates and previous chapters follow my Whatsapp channel
https://www.facebook.com/105699408594727/posts/105706468594021/?app=fbl don't forget to like my FB page
https://chat.whatsapp.com/HLvsHX32OnmIFDqLCgkN54 for comments join this group
Free book read,react , comment and then share
Cee Novels Presents
🦋FATED SOULMATES🦋
Story Written by Cee
Aka
Mashumba✍🏼✍🏼✍🏼
App📲+263 seven seven six one seven one seven zero five
Chapter 35
Season Finale
*SASHA*
" Ndakabuda muroom maRaphael ndichichema , Raphael aive andirwadzisa andibaya panyama nhete chaipo ."
Makore hobho andakatambisa ndichidanana naye chiiko chakaitika kwauri mudiwa chaita kuti undirwadzise kudai?" Raphael wangu chaiye kunyatsondiudza mashoko akadai akanditarisa mumaziso kana kunyara zvake hiii hiii hii( crying ) wandirwadzisa kani ndiwe here mudiwa Raphael wakundidayi?" Tiri kuStates waindida wani dai ndakaziva ndisina kukutendera kuuya kuno or dai takadzoka tese zvese izvi zvisina kuitika "
Ndamboyedza kuti tidzokerane asi zviri kuramba ndiri kuzvimanikidzira pandisingadiwe nekuti paunodiwa unoona wega.Wachinja Raphael asi kana uchifunga kuti ndichakusiya uchiroorana nemvana yako uri kuzvinyepera you are mine kwatakabva kure tese.
" Wakandivimbisa iwewe kuti uchava neni munhamo nemumatambudziko akakuita seiko Yolanda , this is not over yet lm going to fight for you?"
Ndichiri kurangarira tiri kubeach tichironga zvehupenyu hwedu tichiwirirana ,so many women came your way asi waimira neni ."
Vakadzi vazhinji vaikurwarira iwe asi wakamira neni why Yolanda hee tell me ,Yolanda you are going to pay mwana wauri kudada naye iyeye ndini ndichamuchengeta your days are numbered uchifara ."
Kuti zvindinakire ndakufanira kunyepa kuti ndine nhumbu pamwe Raphael anodzora moyo this is the only solution kana achitiroora anotiroora tese akaramba zvandiri kuda inini ndinobvisa nhumbu yacho yekunyepera l know ndikangodaro chete anondiroora nekuti anoda vana vake ,kana achida vana vemukoma vake kudaro what more mwana wake chaiye his own flesh and blood."
" Ndakatanga kufunga day ratakasangana nepatakatanga kudanana ndikatanga kuridza mhere ."
Yolanda muroyi chaiye denga haaripinde you are evil Yola.
Trust :" ndaitofamba ndichidzokera kuroom kwangu ndabva kuita weti panze ndipo pandakanzwa munhu aichema.Ndakatanga kufamba ndichiyenda kwaibva noise ndikaona vari maiguru Sasha vachichema ."
Oh chiiko chiri kuitika pano kuchema husiku huno kwakanaka here ?" Ndakasvika paive namaiguru Sasha ndikati ," ko gulez muri kuchemeyi?"
Me:" ndiri kurwadziwa bamunini Raphael andirwadzisa ".
Trust ;" chiregai kuchema munozorwara kana kuita mabayo ndakadaro ndichivambundira ndobva vatanga kuridza mhere vari mumaarms angu.
Me:" l love your brother Bamunini please help me?".
Trust:" don't worry gulez ndokubatsirai ndakadaro ndochivapuruzira puruzira ndikatanga kuvabata mazamu.
Me:" oh don't stop l miss you Raphael oh .... oh......make love to me right now".
Trust:" oh she is calling me Rapheal l think she is confused ndakatanga kukisser Sasha and she responded very well akatanga kufemereka achiita kundidya muromo , ndakangoti nechemumoyo dzawira mutswanda .Takatanga kukisana ndobva ndamutakura kuenda naye kuroom kwangu ndakangosvika nekumukandira pamubhedha ndokuenda pamusoro pake.
Me:" oh make love to me ndakadaro ndichitobvisa hembe ndega nekuti ndaive ndanonokerwa.Bamunini Trust vakatanga kundipa romance zvekuti ndakapa kutenda vakazopinda mandiri ndikapa kutenda ndakange ndongochema kani ndichinakirwa ndaive ndagarisa Raphael asina kumbonditokonya.
Raphael:" ko Sasha abuda muno achichema ayenda kupiko?" Ndiri kurwadziwa nezvandiri kuita asi this is the only solution I'm very sorry Sasha ndofanira kutaura newe nhasi kusvikira tawirirana .Ndakabuda muroom mangu ndikatanga kutsvaga Sasha asi ndakamushaya , kuti ayenda kuna amai kunorara?"
Ayendepiko Sasha handidi kumuona achichema kudaro tabva tese kure mhani chero ndisisamude kudai she is still my friend ayendepiko husiku hwakadai neniwo ndazonyanyawo kumuudza mashoko anorwadza ."
Ndofanira kugadzirisana naSasha before it's too late regai ndiyende kuna amai ndione kuti aripo here?" Ndakaenda kuroom kwamhamha ndikasvikonoka padoor".
Mbuya Murira:" ndiyaniko pinda".
Raphael;" ndini amai ndakadaro ndochipinda ndokuona amai vari vega ndokuti,Ko Sasha adzoka here?"
Mbuya Murira:" kudzoka kubva kupi handiti ndakusiyayi muri mese here?"
Raphael;" ehe amai we had an argument saka ndafunga kuti auya muno pane nguva yakareba tanetsana.
Mbuya Murira;" watanga ayendepiko mwana wevaridzi nguva ino if anything happens to Sasha unondiona benzi remunhu chibuda muno undimirire padoor tinotsvaga mwana wevaridzi .
Raphael:" ndakabuda ndikamira padoor ndichitya oh where are you Sasha ? Ko waendepiko nhai iih ......ndiri mundangariro kudaro amai vakabva vabuda tikatanga kutsvaga Sasha."
Mbuya Murira:" ko ayendepiko muroora wangu takaenda kuroom kwaTawanda tikamudeedza tichimubvunza.
Tawanda:" handina kumbomuona ini amai regai ndibude tibatsirane kumutsvaga.
Mbuya Murira;" zvaari mashura chaiwo ko ayendepiko."
Tawanda ;" musatye amai regai tiyende kuroom kwaTrust tinomubvunza ."
Raphael:" good idea dai tangomuona kani".
Mbuya Murira;" it's all your fault Raphael ,if anything happens to Sasha ka handife ndakakuregerera unosvikepi uchimubata nekuseri kweruoko nekuda kwemvana yako Yolanda manje zvaakayenda.
Raphael:" l'm so sorry mum forgive me".
Mbuya Murira:" sorry for yourself".
Raphael:" takatanga kufamba tichienda kudoor kwaTrust asi noise yandakanzwa handina kuinzwisisa .Takangosvika nekuvhura door tikaona Trust naSasha vakarara vese.
Mbuya Murira;" takati tichipinda mumba so ndakapererwa nezvandakaona chandakangokwanisa kuita kutaura kuti," Sasha",what are you doing?"
Sasha:" nditori munyika yangu ndega ndichifunga zvekuti ndikaita nhumbu ndinongonyepa kuti ndeya Raphael depo riri kuexpire this month kana kuti rakatoexpire hameno ikoko ooh ndange ndaisuwa ini ooh this is goodwooo.,......ndakazongonzwa voice ramhamha ndiri busy kushandirwa ndakangopererwa ndikatanga kuti rape rape please mum help me ndakadaro ndichipushira Bamunini Trust kure.
Mbuya Murira:" ndakabuda muroom muye ndisina kana simba.
Raphael:" amai vachibuda ndakateverawo kumashure ndichishamisika nezvandaive ndaona ."
Tawanda:" oh my God Trust ndiri kunyatsoona zvakanaka here ini?"
Trust:" its not what you think ".
Me:" ndaive ndangogara ndakafuga gumbeze ,Tawanda paakabuda ndakasara ndichipfeka hembe ndokubuda ndichitevera amai."
Mbuya Murira:" sorry zvako Raphael ndaikumanikidza kuroora Sasha ndaisaziva kuti ihure ini forgive me my son ndakadaro ndichida kupfugama ndobva Raphael andibata.
Raphael:" dont apologize mum l know you love me very much.
Mbuya Murira:" Yolanda is a good woman l'm giving you my blessings.
Raphael:" are you sure ?"
Mbuya Murira:" yes Yolanda is a good woman hameno kuti ndaive ndagarwa neyi chaizvo be happy my so......tichitaura kudaro Sasha akabva asvika .
Me:" lm so sorry nezvaitika amai bamunini Trust vanga vachipi .........ndisati ndapedza kutaura ndakabva ndanyataridzwa.
Mbuya Murira:" shut up mhani kurumidza kunyarara kuti ziii ndaisaziva kuti uri hure kudaro kurara nebrother yemukomana wako?" Pese apa ndaifunga kuti uri virgin iwe wanzwa nayo zvako wandibhohwa Sasha .
Me:" silent ".
Mbuya Murira:" ndiri kutaura newe ka?"
Me:". Ndaive ndangonyarara vamwene vangu vachipopota chandaive ndararirawo naTrust zuva iroro ndakachishaya."
Mbuya Murira:" mangwana makuseni ndiri kuda kuti utore zvinhu zvako zvese including grocery rawakauya naro ubve pano uyende."
Me:" l'm sorry mum l love your son please forgive me handisi kutoziva zvanyatsoitika Trust atora advantage yekuti ndandichichema ndiri depressed forgive me l love Raphael more than my life.
Mbuya Murira:" ndakadzokera muroom mangu ndokukiya door nekutorara handitozive kuti Sasha akararepi zuva iroro .The following morning ndakamuka ndikaona Sasha achinzi ayenda ,ndakatanga kuzvituka nekuzvishora zvandaive ndaita Yolanda zvaive zvakaipa .Ndakatogara ndakavarairwa ndakaona Raphael achiuya naYolanda nevana ndakasimuka pandaive ndikafara zvekuti ndakasvikowira pamakumbo aYolanda ndikatanga kukumbira ruregerero.
Yolanda:" no amai simukai ndakakuregererai kudhara you are my mother ndokudai .
Mbuya Murira:" l'm giving you my blessings ,eeh my son make my daughter happy akangochema chete unondiona Joana muzukuru huya kuna gogo.
Yolanda:" maita basa amai very soon munenge mane umwe muzukuru.
Raphael:" l'm very happy kani uyu ndichamuti Jordan.
Mbuya Murira:" ndingafare sei akaita mukomana mukamutumidza zita rabaJoana.....
*MAI TAWANA*
" Ndaitosvaira zvangu ndichirongedza mubedroom mangu baTawana hameno kuti vaive vaendepi."
Ndaitoyimba song yaDorcas Moyo yekuti ndichakutungamirira ndichirongedza ndipo pandakaona mushonga waive wakavigwa .Aah chiiko ichi?" Ndiyani aisa mushonga wakadai mumba mangu ?"
Ndoubata here kana kuti ndorega?" Regai nditore chimuti ndichibvise mumba mangu asi ndiyani ari kuita zvekubata mushonga pano ? Kuti ndibaba Tawana no....no....no.
Asi kana vasiri baTawana ndiyani nekuti pano tinogara tiri 7 ini nabaTawana nevana vangu vashanu."
Vana vangu havangambobate mushonga vachiri vana vadiki ndichitaura kudaro ndakaona baTawana vakamira vakabata gotsi.
BaTawana:" ndakati ndichisvika kumba ndakapererwa ndichiona Mai Tawana vakabata mushonga ndakatanga kufunga zvaive zvataurwa nasekuru ndikatanga kuseka.
Mai Tawana:" BaTawana vakatanga kuseka vachitaura vachiti," l killed him oh l killed him Jordan aivhaira sterek nekamukadzi kake kakanaka oh Yolanda my love l love you very much zvese zvandakaita ndakaitira iwe kuti undide."
I killed him oh l killed him.
Mai Tawana :" vari kutiiko baTawana zvavanenge vakupenga ,ndakabuda ndichimhanya ndikanodeedza amai vakauya vachimhanya .
Raphael:" what is happening maiguru?"
Mai Tawana:" l don't know ndofunga baTawana vakupenga.Takaenda kwaive naBatawana vakatanga kutaura zvese maurayiro avakaita Jordan nezvavakaita kuti vadiwe naYolanda zvikaramba.
Mbuya Murira:" hii hii hii( crying) wandirwadzisa baTawana ungaurayire munin'ina wako zvinhu here?"
Kuurayira mukomana wako zvinhu nekuda mukadzi wake puuuu handife ndakakuregerera .
Yolanda:" amai kani kutambura kwese uku ndimi zvenyu bamukuru ndarwadziwa kani kuurayira murume wangu zvinhu zvake here?
"Dai makatiudza takakupayi pane kuuraya munhu ndiri kurwadziwa kani .
BaTawana: ndini ndakamuuraya aivhaira nemari yake ndaidawo hupenyu hwakanaka ha...ha .ha ...( Laughing).
Raphael:" baTawana vakatanga kurotomoka vachitaura zvavanoda vakatanga kumhanya takamboyedza kuvabata asi zvakaramba......
*Narration*
Mushure mekunge baTawana vakupenga vakazowanikwa vakafa hapana anoziva kuti vakaurayiwa neyi .Vakavigwa nehama dzavo zvese izvi zvaitika mai Tawana havana kana kuchema.
" After BaTawana vafa Raphael akazoroorana naYolanda vakachata Yolanda akurirwa nenhumbu vanhu vaitofunga kuti achazvara musiwe muchato wake.Yolanda wacho wo achingopedza kuchata mimba yakabva yarwadza akazvara mwana wake mukomana , Raphael akabva amupa zita rekuti Jordan.
" Yolanda paakazvara mwana wake Auntie Mucha vairoorwawo the following week vaive vakudanana naDeacon Sande vekwaWitch Killer vaive vakafirwa nemukadzi .
As for Sasha ari kuGweru nevabereki vake vamwe vanoti anenge akaita nhumbu akaibvisa vamwe ndivo vanoti haana kumbobvira aita nhumbu hapana anoziva.
Raphael naYolanda vagere zvakanaka nemhuri yavo .........
The End
Hatisanganeyi panext book
Cee Novels
Life changing stories
❤️
🙏
👍
😢
😂
😮
💃
🔥
🇿🇼
👀
327