Cee Novels
February 20, 2025 at 01:57 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VaD9BEeBqbrIQBPS0P0y for previous chapters follow my Whatsapp channel vasiri Kuchannel mhanyai kuchannel musarasikirwe nemamwe machapters rimwe line rangu rakabanwer kuti uve safe gara Kuchannel Cee Novels Presents *A walk to remember* 2024 Production 💞 Free book read and share Story Written By Cee Aka Mashumba ✍️✍️✍️ App📲0776171705 Chapter 16 *Greater* " Landlord vachienda ndakasara ndikagara pacorner yemubhedha ndakabata shaya misodzi ichiyerera zvese nemadzihwa ipapo ndakange ndapererwa nemazano seiko uri kundidayi Gibisoni ingawani ndinokuda nemoyo wese don't do this to me ukandirasa iwewe ndinobatsirwa nani ." " Ndaive ndangotarisa Mufaro zvino akarara ndakademba kuti dai ndanga ndirini Mufaro ndisina nhamo yese yandiri kuona iyi.Regai vakuru vakati kura uone haah ndaright manje 3 days dzikakwana ndisina kupa Landlord mari yavo ndaona ndakandirwa zvinhu panze ndodiiko nhai Mwari wangu ." " Ndakapfugama ndikatanga kunamata zvisina direction ndaiti chero ndataura ndakatozosimuka Mufaro amuka ndikamugezesa ndokumupa porridge ".Ndakatora fone yangu zvakare ndikafonera Gibson asi haana kudaira call.Ndakasender futi msg akangoblue ticker kwakutobva online . " Nhai Mwari Gibson zvaari kutondi ignower ndoita seiko nenyaya yerent ndiyo yakunditemesa musoro ndokwereta aniko zvandisana shamwari kudai.Kubva tichikura naGetu hatina kumboita shamwari taingotamba tiri vaviri kusvikira tave mhandara taisheya zvese ende taiudzana zvese paive pasina kana secret pakati pangu naGetu ndakatozoshamisika sisi Getu pavakaita nhumbu kusvika pakuzvarwa vasina kundiudza and the sad part ndeyekuti vakazondisiyira mwana achiri mudikisa guvhu risati rambowoma.Ndakatarisa paive naMufaro ndokuti," don't worry my son mari yerent tichaiwana chete asi handizive kuti ndichaiwana sei." " Zuva iroro handina kana kudya ndakange ndisina kana appetite chero basa chairo handina kuita ndaive ndakaneta ."Ave manheru ndakutoda kurara ndipo pakasvika Gibson ndikamumhanyira semwana mudiki aigirwa mazepe. " Ndakamumbundira ndichibva ndati," sorry babie " Gibson: sorry for what exactly? Greater: ne ne nezvandakakuita nezuro sorry murume wangu. Gibson: oh ndave murume wako manje? Greater: yes you are my future hubby kana pane zvandakakutadzira sorry hako nezuro wakaenda tisiri kuwirirana. Gibson: handiti wakandidzinga here? Dai rwusiri rudo ndisina kudzoka pano. Greater: thank you for loving me. Gibson: l love you very much ndakadaro ndichikisser Greater and she responded very well ndakatanga kudzikisa gejo Gireta akapfavirira ndikati nechemumoyo zvangu zvaita . Greater: Gibson akatanga kufamba neni ndakanyarara kuti zii chandaingoda nguva iyoyo kuti Gibson afare andiregerere akandibvisa hembe dzese ndikasara ndakapfeka bhurugwa chete . Gibson: ndakabvisa babie zvese akasara nepantie akavarairwa ndabvarura bhurugwa ndikatanga kumukisser ndichidzika ndichibva ndaenda pamusoro pake ndakuda kuti ndipinde so mwana akatanga kuchema Greater achibva andipusher." " Not again chiiko nemwana uyu nhasi zvanga zvakuita mwana akuchema.Musiye akadaro titangire patasiira. Greater: No mwana akuchema sorry ndakatenda Mwari nekuchema kwakaita Mufaro nhai Mwari nhasi ndandichakutadzirai nekuda kwemari yerent chete ,dzimwe pfungwa dzaiti ," handiti muchazongoroorana here ingorara naye Gibson wacho zvipere you have known him for years haambokurasise " ndakatanga kufunga zvakawanda ndichibva ndapfeka hembe kwakutora mwana. Gibson: oh watanga wakutora mwana uchindisiya ndine nzara ndakuenda ndozodzoka waserious neni. Greater: please wait please" Gibson: uri kudei? Greater: ndokumbirawo mari yerent? Gibson:" handina" Greater: ndakaisa Mufaro pasi ndikapfugama ndikati," kana iwewe mukomana wangu ukasandibatsira ndiyani anondibatsira Landlord vane nguva vachindinetsera mari yerent please do something. Gibson: kana uchida kuti ndikuitire zvese dzosera mwana uyu kuna baba vake. Greater: ndakasimuka pandaive ndokuti," what " hindava uchitaura zvisingaite Mufaro atadzeiko. Gibson: ari kunditadzisa kufara panapa. Greater: usadaro mudiwa Mufaro is my child paari ndipo pandiri . Gibson: oh saka kana usiri kuda kuendesa Mufaro make love to me right now zvipere" Greater: what? Are you serious? Gibson: yes nditori serious sarudza chinhu chimwe chete ipapo ndobva ndatokubhadharira rent right now. Greater: hiiii usandidarowo Gibby unoziva wani kuti ndinokuda nemoyo wangu wese. Gibson: Kana uchindida sezvaunotaura zviratidze nhasi. Greater: ingawani takataurirana kare kuti ," no sex before marriage wani kana iri nyaya yaMufaro unozviziva wani kuti handizive baba vake. Gibson: ingawani wakandiudza kuti Getu akasiya anyora tsamba akakuudza kwaunowana baba vegora iri. Greater: please don't say that , tsamba iye ndakairasa ndakadaro ndichitonyepa. Gibson: kana zvakadaro make love to me. Greater : bu b b bu........ndisati ndapedza kutaura ndakapihwa kiss 😘 munhu kwakutotanga kuda kundibvisa hembe."Ndakamubata ruoko ndokuti,"give me time to think about it ." Gibson: okay ndiri kudzoka futi mangwana unondifonera kana kundisendera msg uchindiudza kuti wazofungei. Greater: chindisiirawo mari yerent. Gibson: ndouya nayo mangwana ndakuziva zvawafunga. Greater: ndakatarisa Gibson achibuda misodzi ikatanga kuyerera.l have to do something nekuti ndikaramba ndakadai ndinofa ndodiiko ini kuti ndirare naGibson hazviite ende handizive HIV status yake ko akandizadza chirwere kana kuita nhumbu zvakaita sisi Getu uum zviri nani kuti ndiendese mwana uyu kuna baba vake ndiwane rugare everyday ndinenge ndichingotukwa nekuda kwake .Dzimwe nguva anotukwa naGibson zvinondirwadza uum ndazofunga zviri nani kuti ndiendese Mufaro kuna baba vake ndopota ndichimuonera ikoko. Gibson: ndakabuda ndakananga kumba kwaRumbidzai ndikaspender night naye.This time Greater anoita give in chete. *Roberto* " Chiiko chaitika kuna maiChengeto last time pavakazviita vanga vandibata kuti ndiri kudanana naMildret asi pane akavaudza kuti ndiri kudanana naDaphne here? Asi ndiyani chaizvo anenge akaudza mukadzi wangu nezvaDaphne. " This time Daphne handisi kumbomuramba ndomudisa mwana uye .Iye Midhi handina kuzombomuona pakaitika nyaka nyaka . " Ndakamhanyisa mota ndikasvika mai mwana vakati rapata. " Chiiko chaitika Chengeto. Chengeto: amai vangodonha vachibva kubathroom . Roberto: kuti BP yavo yakakwira ,tichitaura kudaro family Doctor akabva asvika madam vachibva vachekwa BP tikaona yakakwirisa. Dr: vari kunwa mapiritsi avo eBP here? ndakadaro ndichivabaya jekiseni rekudzikisa BP. Roberto: ehe vari kunwa handisi kutozivawo kuti BP yavo yakwira nei kudaro. Dr: uuum asi muri kunetsana here? Roberto: kana hatisi kunetsana , Chengeto fonera munhu we ambulance achirega kuuya mai vako vanongorapirwa pano. Chengeto: zvakanakai baba" Roberto: after some minutes Mai Chenge vakabva vamuka vakatanga kuchema. Dr: chiiko kuchema kudaro. Mai Chenge: " silent" Roberto: uri kuchemeiko mukadzi wangu,mai Chenge vakangonditarisa ndokutarisa kuside ndakabva ndazviona kuti hazvina kumira mushe. Dr: musacheme taurai dambudziko renyu pamwe togona kukubatsirai. Mai Chenge: ndakangopukuta misodzi ndobva ndati," musazvinetse henyu Chiremba ndandichitochemera kuti dai ndafa ndasiya vana vangu vaizodii ndisisipo . Roberto: ooh nhasi pakaipa asi mai Chenge pane akamuudza nezvaDaphne.This time chero zvikadii ndiri kuzoroora mukadzi wechipiri Daphne ndinomuda ndichanyatsogara pasi naamai bhoyi totaurirana. Dr:ndaenda ini onai kuti mukadzi wenyu ari kunyatsonwa mapiritsi handitika". Chengeto: okay Dr. Roberto: Dr vakabuda ndichibva ndasara naChenge naamai vake. Mai Chenge: " Chengeto mwanangu imbobuda muno nditaure nababa vako". Roberto: Chenge akabuda tikasara tave vaviri Mai Chenge ndokuti," watanga futi"? Ndakanyepedzera kuzungaira ndokuti," muri kutiiko mai mwana. Mai Chenge: ndati watanga futi mabasa ako ka ," who is Daphne"? Roberto: Daphne !!! Mai Chenge: yes Daphne who is she ,is she good in bed 🛌 tell me ? Roberto: ndiyani akakuudza nezvaDaphne. Mai Chenge: akandiudza haana basa sei uchidaro iwewe hakasi kekutanga ndichikubata negirlfriend wakaita seiko usingade kupfuurwa nemadhirezi murume mukuru. Roberto: akakuudza izvozvo akakunyepera hapana Daphne wandinoziva ini ndakadaro ndichitonyepa nekuti ndaisada kuti BP yavo ikwire asi ndichamuudza zvangu Mai Chenge nezvaDaphne nekuti ndakutoda kumuroora aite mukadzi wangu wechi2 vakadzi vangu ndinovada vese vari 2. Mai Chenge: ooh Roberto anofunga kuti ndakapusa this time ndikangomubata ane girlfriend ndinofira mujeri chete zita ndanaro kwasara kuziva kwaanogara ndakadaro nechemumoyo. Roberto: usafunge zvakanyanya mukadzi wangu ndinokuda usateerere makuhwa aunoudzwa nevanhu ndakuenda kubasa asi ndiri kukurumidza kudzoka umwe mushonga wako.Chenge chisara naamai vako uone kuti vari kunwa mushonga here?ndakadaro ndichitobuda kuenda kubasa . Handina kuona kuti ndasvika nguvai kubasa ndichifunga kuti mai Chenge ndovaudza sei nezva Daphne nekuti ndaizomuroora chete vachida vasingade....... End Of Chapter Drop your comments Cee Novels Inspiring Lives 💞
❤️ 🙏 👍 😂 😢 😮 👏 🔥 😭 🎉 516

Comments