Felly Novels.
February 21, 2025 at 04:57 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VaA5Vic0bIdhhQx9ii0I My Father's Wish . story by Felistas. contact 0783⁸⁵⁷336 Chapter 12 Clara Ryan anga asina hunhu chokwadi my sister was right ,akanga ototanga kundibata bata mulounge imomo apa aunty vaya vaivemo mukitchen, ndakajamuka tikazoenda mune imwe room yanga iri very nice muchinhuwirira zvakanaka ko taizvizirepi isu hedu anaClara ? Ndakapinda mubathroom macho ndikageza zvezera ranguwo ndikapfeka hembe dzangu ndikabuda, ndakawa naRyan achitorati dza kuti akatondimirira neziso dzvuku , haana hake kutambisa nguva semunhu anga aine experiance nguva diki diki ndakanga ndatova musvo ndakazonzwa aakuridzatsamwa . Ndakavhunduka me..... .ko chii ? Ryan.... ..uri kuti chii kudii ?iwe usina kubvisa mabvudzi ako aya hair remover yandakaisa nepasi pefence hauna kuiona here ?' Ndakangobwaira maziso kasingaperi ,akanga owanza hake munamato asi ini ndainzwa kuda kukwenyiwa mukati kati chaimo ,ndaingoti dai akasaramwa zvachose hake. Ryan.... ..chikotama tione ,ndiuye nekumashure ." Mashoko acho akaperekedzwa netsamwa . Ndakakotama akapinda nekuma shure at first zvakamboita kapain zvikazotanga kunakidza kusvika ndaakuimba national antherm in english yandaisagona . It was my first time kunzwa kunaka kwezvinhu zviya, ndakadetemba ndikamboruma muromo ndikadiiko , iyewo Ryan aisambotaura waingonzwa kufemeruka chete , ndakazonzwa anyatsobatirira pandiri maoko ake akabata dumbu rangu , zvangu zvakabva zvauyawo ndikairidza mhere yekunakidzwa ndakazonzwa oita kakundirega zvishoma nezvishoma achibva azobuda mandiri, handina kumbo regreter kurara naRyan kana kufunga kuti kune munhu anonzi Givemore ,I enjoyed every moment ndiina Ryan and I wanted more and more . Takaenda kunogeza tese naRyan panga pasisina zvekunyarana Tanga totozivana kare . Ndakabva ndafunga kuti Ryan haana kumborasira mbeu kunze zvaaireva wani ? hana yangu yakarova kuti tibvu, nhumbu ndoyandaityazve plus Ryan wacho akagara ataura kuti haandiroore ndaizodii nemimba ndakafinyama ndakamutarisa . Me..... .ko hauna kuzorasira kunze kwacho wani ?. Ryan..... .takambo taurirana zvekurasira kunze here?ndakangoti 3 times pasina protection zvauchaita nbeu ndiwe unoziva ,I dont remember ndichitaura zvekurasira kunze . me..... .wakataura wani pawakauya kumba kwasisi vangu ? Ryan.... .that was then. me..... kondikaita nhumbu ? Akambotanga aseka hake ndokuzoti Ryan.... ..nhumbu utori nayo, apa tiri kungosimbisa mwana nekuisa nzeve chete. Hana yangu yakarova ndikadikitira ndakasimuka ndikatarisa dumbub rangu ,ranga rangoita kaslight change nekusimba kwandaiita ,mazamu ndiwo airatidza a big difference chaiyo . Anga akurisa kudarika zvandaimaziva Ari . but mwana anogara muuterus not muma breasts ka? Ndaive dofo hangu but zvimwe ndaiziva Tanga takazvidzidza . Nguva yandaizvitari sa Ryan was smilling akanditarisa hake . Me..... .manje ndinotoenda newe kuHarare ikoko ,ndingaite sei nemimba yako ? Ryan.... .Mimba ndeya Givemore iyo ,akuudza kuti ndeyangu ndiani ? Ndakarohwa nehana ndichizvibvunza kuti how did he know about Givemore ? Ndakanyepera kuzungaira ndikati me..... .Givemore wepi ?ndiani anonzi Givemore ?" Ryan.... ... the one wawaengager naye nhasi asi vakawanda ?" Ndakabva ndatofunga kuti I was supposed kunge ndiri kuengagement party yangu ndafarisa apa. ,ko vanhu vanoti ndiri kupi ?what about my sister nabamukuru ? Ndakaridza tsamwa ndanga ndaakutonzwira Ryan uya hasha manje . me..... ..ndakarara newe chete Ryan ,Givy wauri kutaura haana kumbobvira andibata chero chigunwe chekutsoka hacho kana mimba iripo ndeyako, ende tinotoenda tese kuHarare kwako ikoko. Ryan.... ..kupopota here uku ?hauna mimba kani, wakamborutsa here kana kuona mamwe masign emimba. Look your tummy is flat hamuna mwana umo was joking hangu . me..... .ko zvanhasi zvawadira mukati kati ko kabata ?,handiti unoziva kuti tsuro haiponi rutsva kaviri? Ryan.... ... haumboite mimba kani ndine dambudziko relow sperm count ini machances ekumitisa ari very low . Me..... ..ari low but aripoka machances acho ? ,ko ikabatake todini? Ryan.... ... ndokutsvagira imba nemota ndokusupporter nemwana that's the least I can do . me..... ..ko kuroora ? Ryan.... ... kuroora?hazviitike izvozvo,handinga kunyepere kana kukufadza nenhema ipapo . me...... saka ukanditsvagira imba kwacho vabereki vangu vanenge vachiti ndiri kupi ndirikuitei ? vakandiona nemimba iyoyo vanoti ndeyani? Ryan.... ... ndokutsvagira imba kuSingapore kwavasinga kuone unongoti ndakawana basa wotoenda . me..... ..izvozvo hazviite Ryan, ndoda kuroorwa ndochata baba vangu vofara zvechitsotsi ndozvi nei? Ryan.... ... manje ini pakuroora mukadzi ndichiri kure chaiko ,do you know kuti ndine makore mangani ?I am 22 ndotarisira kuzoroora ndaane 30 which means ndichine 8 good years dzekumbofara ndisina stress yekunzi hee daddy this daddy that ,and ini k Ryan handinyenge musikana ndinongo pedza nyota yangu ndotosiya handitorina girl friend ini nditori bhoo ndakadai . me..... .saka uchandiroora kana 8 years dzakwana here apa ?" Akamboseka akatarisa kuside ndokuzonditarisa. Ryan.... ..handizive kuti ndicharoora ani ? maybe kana wadzidza washanda wapfuma kudarika level yandiri ndikasangana newe ndogona kuzokuroora hangu ndokunge ndakuda . me..... .chindiperekedza ndiende kuparty hangu . Ryan.... ..party inotanga nguvai. ? me..... kumafour yopera nasix . Ryan.... ... wadhakwa handiti ? (akadaro achinonga watch yake padressing table) its now quater to eight and you are saying ndoda kuenda kuparty inopera na6 ? Hana yangu yakarova zvisingaite ndaakufunga manje kuti ndonoti ndanga ndiripi ?vanhu vekuchurch vanoti chii ?sisi vangu vanonyarirepi nhai?Ndakanhonga kahandbag kangu ndichibva ndagadzirisa musoro wangu nekutomhanya kudoor wanike rakakiiwa ndakaita sendichachema . me..... ... chindiperekedza kumba Ryan kwavira please . Ryan.... ..chimbodzoka undipe kiss first . me..... ..kiss??? Ryan.... ..yaah maziso aRyan nevoice racho zvaiita kundinyungudutsa zvekuti chero hasha dzese dzaipera kuti hwaa pfungwa dzangu dzaimbomira kushanda kana zvekuti kumba kunoda kuendwa zvakabuda mumusoro. me..... .handigone ini . Ryan.... .come I teach you . Ndakakanda kabag pasi ndikafamba zvishoma nezvishoma Ryan anga akanditarisa maziso ake achiita semunhu ari kuda kuchema,ndakasvika paari achibva andibata ruoko ndokuenda neni mubathroom akandipa teethbrush necolgate then mouth wash ndikageza mukanwa mangu mukafamba kafresh air . Takadzoka muroom muya achibva abvisa ring muruoko rwangu achibva aisa muhomwe make ,akabva atora mint ndokuisa mukanwa make ,akatanga kundikisa slowly ini ndichiedza nepandinogona napo kuteedzerawo ,kiss yakandinakira iyoyo tikapedzisira taapabed zvekare taakuita zvatisina kutaurirana ndakatozopepuka ndatoscreamer nekunakirwa ndopandakazofunga kuti kumba kunoda kuendwa zviya ? ndakanozvicleaner mubathroom ndichibva ndabuda ndikanomira padoor . me...... Ryan huya undiperekedze kumba ndikadzingwa ndinoendepi iwe usingandide ? Akauya Ryan akasvikomira pamberi pangu,this time ndanga ndisisaite zvekutamba ndanga ndafunga sisi Cathy vangu vasingatane kuchema . Ryan.... ..saka zvekutengerwa imba wazoti haudi ? Me..... .baba vangu vachiwanei paimba iyoyo ? ,inozadzisa shuviro yababa vangu here imba yacho ?ndoda kuroorwa Ryan ndochata wanzwa!. Ryan.... .ko ndikakupa mari yacho wonopa baba vako handiti chavanoda imari chete ? me..... .iwe nehama dzako ndimi munoenda kuna baba vangu monoroora, monditora zviri pamutemo baba vangu vachiziva kuti ndiri kwaDamba, kwete zvauri kutaura izvo . Ryan.... ..ok let's go ndikuperekedze kumba kwenyu . Akavhura door tikabuda kunze kwanga kwatosviba chaizvo ,aunt vaya vakatozomhanya neplate yenyama yakagochwa nedrink mota yaakutomutswa ,ndakatambira ndikadya zvangu Ryan achidriver . Takasvika mutown achibva amira patrek . Ryan.... ..ndokuburutsira papi? me..... .kumba kwedu chaiko . Ryan.... .ini ni ndiri kuenda kuHarare ,mangwana ndofanira kunge ndiri kuchikoro by six am . Me..... saka zvinei neni izvozvo ?ndakuudza kuti ndisiye patrek masikati wani ukapfuura? Ryan.... ..ndonokusiya pafirst gate ,mai vangu vari kutoti ndaenda kare havafanire kutomboona mota yangu . Yakakoneswa mota zvehasha chaizvo lucky mota dzanga dzaashoma mutown taigona kudhuma neimwe mota ipapo, Airatidza kusvotwa ndakangoti "whatever" nemumoyo,yakamhanyiswa neroad yaienda kumba, ndopandakafunga ring yangu. me..... .ndipe ring yangu ungatozoende nayo. Akabva adzora speed ndokubuditsa ring iya muhomwe achibva amboitarisa tarisa,ndokudziki sa window zvishoma achibva aikanda panze, ndakaita sendinorota ndikakabata muromo wangu ,iye akabva atowedzera speed yemota ndainoti chii ?iyo ring yandaive ndapfekedzwa zuva iroro ? me..... .unoda kuti ndiite sei chaizvo Ryan ndakutadzirei nhai? Ryan.... .unouya uchitsvaga ring yako mangwana makuseni haumboishaye,mota yangu haitakure ring yaGivemore ukauya pazimuti pandaikanda haumboishaye . Ndakabva ndangonyarara hangu ndaizoto padzoka mangwanani chaiwo, Takasvika pagate akapinda mukati ndaifunga kuti ndichasiiwa pagate rekunze but hazvina kuita sekudaro . Ryan anga akarova serious isingaite . me..... .saka ndonoti chii kumba? Ryan.... .I dont know ,unongoti ndakidnapwa . me..... .ko ndikanzi dzokera kwawanga uri ? Ryan.... ..unongodzokera kwawanga uri kwacho . me..... .kupi? Ryan.... .Idontknow. me..... .Ryan ngatimbo tryer kudanana hazviite here? Ndakaita chivindi chisina basa ipapo .Akabva anditari sa I noticed kuti maziso ake anga atsvuka nehasha ndikati "Hezvo." Ryan.... ..usade kundipa hasha ,siyana neni wanzwa? Me..... .but I love you Ryan . Akabva amisa mota ndokutarisa kuside . Ryan.... ..now get out of my car you slut !! Ndakabva ndatobuda mumota muya faster faster voice racho raitotyisa . Ndakafamba misodzi ichiyerera I felt used nemunhu asingandide . "Ryan will never love you Clara, never !! !" Ndakataura ndega ndichifamba kuenda kumba ndakatanga kufunga kuti asi Givy anondida wani chii chiri kumboitika pandiri . Givemore ane true love chaiyo ,why am I falling for Ryan who doesn't love me ?Mweyai inga Givy is willing to pay my bride price and fullfil my father's wish ? Ndakafamba ndikapfuura pagate malights emota yaRyan anga asisa oneke, ndakatenderera neroad yaienda nekukomboni kunze kwacho kwaiva nezirima chairo . n Ndaingochema ndichipukuta misodzi nemadziwa . n Ndakazovhundutswa nevoice rabamukuru . bamk..... you are killing your future mainini ,kurara naRyan haisi love making but its prostitution ,chihure chamuri kuita mainini . Muvoice rabamukuru manga makazara shungu nehasha zvese . Bamk..... .but why mainini why? Me..... I am sorry bamukuru, neniwo handichanzwisise zvandiri, I am totaly confused better ndi fe hangu zvipere . bamk..... .makabvumirei Givemore mainini ? munomu tambudzirei?, izvezvi abva pano ari kukwira nekudzika kukutsvagai, sisi venyu vari kungochema you know her, munodirei kuva problem mainini ?inga manga mawana mukomana musvinu anoda kukuroorai wani ? ,mweya usingadi chakanaka here chii? kana zvandirikufunga zviriizvo pamwe mutori nenhumbu soo, nekuti madiro amaakuita nyama haanzwisisike, plus matsvukiro acho anyanya, mototenga preg test baba venyu vasati vatambira mari yemunhu . me..... ehoi . Tanga taakusvika pafence inoenda kumacottage kwana sisi asi kunze kwacho kwaiva nerima rekuti waingokwanisa kuona zviri padhuze . bamk..... ..saka Givemore makatomuudza kuti hamusisiri virgin here? me..... ..umm.... Ndisati ndapindura voice rasisi Cathy rakanzwika kuti "whaat???" sis Cathy... ... une shuwa Denzel ? (Zita Ra bamukuru)kubvisa mwana wamai vangu humhandara iwewe? bamk..... ..I.. I..Cathy its not like that ,handisi ... ... Sis Cathy ..... nyarara hako Denzel, wazoziva kuti Clara haasi mhandara sei zvandisingazive ini sisi vake ?hee ?Clara angakuudze masecrets ake achisiya ini how ?kana waida kuitirwa mwana naClara wakadii kundizivi sa ?wakazviiti rei behind my back? bamk..... .listenCathrine.. . vakadaro vachizama kubata sisi SisCathy... ... dont touch me ,siyana neni imbwa yemunhu!!! . vakabva vamhanya mumba sisi Cathy,bamukuru vakasara vakambodzungudza musoro zvekupererwa zviya,sisi Cathrine dzungu racho waitoshaya kuti rinobva pai? munhu anongotanga kuisa conclusion asati anzwa kuti nyaya yacho iri kuendepi ? izvezvi mumba maendwa pamwe kutonofonera baba soo, ndakafamba ndichiteera mumba muya ndikazomiswa nabamukuru . bamk..... .mainini musamboudze sisi venyu nezva Ryan. me..... .why? bamk......she hates Ryan, she knows kuti anotamba nedifferent types of girls, vakazoziva kuti nemiwo makatambiswa vanorwadziwa ,she knows hunhu hwaRyan zvakanyanya. me..... okay saka ndoti ani?. bamk..... dont mention anyone, just keep your mouth shut . me..... ..how bamukuru ?vachatondibvunza chete . bamk..... ..mongoti bamukuru vanga vachitamba ,sisi venyu vakapusa she doesn't know musiyano wevirgin neisiri. but find a way yekuudza Givemord ASAP ,I am sure anokunzwisisai ,that is kana musina nhumbu . me..... .ok . Ndakabva ndafamba kunopinda mumba ,sisi Cathy vainzwika kuchema mubedroom ,door repa bedroom pacho was locked nemukati ndakapera simba ndichibva ndambogara padoor ipapo . Not knowing what to do next. End of chapter 12 .
❤️ 🙏 👍 😂 😢 😮 329

Comments