Felly Novels.
February 22, 2025 at 03:15 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VaA5Vic0bIdhhQx9ii0I My Father's wish story by Felistas. contact 0783⁸⁵⁷336 Chapter 13. My life was a complete mess ndaishaya kuti when and how did I turn into a real prostitute ? I couldn't believe kuti ndakanga ndanyenga mukomana ,ndaishaya kuti chii chaiitika pandiri I asked myself several times kuti am I the same Kira aiteedza mapungwe achitamba ngoma yezion ? "God please help me out ,am drowning ." Ndaizvidemba ndakagara padoor reroom yasisi Cathy bamukuru was sitting pasofa vakabata shaya, I could hear my sister sobbing vari mubedroom mavo and I felt very bad, my sister loved me so dearly . Ndakasimuka ndikaknocker padoor pasisi Cathy several times vasingadaire me........ndaakuenda sisi Cathy ,Hamufanire kuchema because of me ,handidi zvakare kuuya pakati penyu nemurume wenyu, musape bamukuru mhosva havana chavakatadza makanganisa kunzwa paya . Ndakabva ndafamba ndichienda kudoor ndaisaziva kwekunanga chandaingoda kusuduruka chete , ndakanzwa door raakuvhurwa sisi Cathy vachibva vabuda ,vakauya vakandihugger nekumusana . sis Cathy .....I am sorry kid sis ,sorry for jumping into conclusions ,pfungwa dzangu dzanga dzisiri muright state ,my head was spinning nenyaya yekuti wanga usiri kuwanikwa plus the engagement party has been cancelled ,bamunini Give vanga vari pano vachikutsvagai, ndopandakunzwa zvekuti hamusisiri mhandara zvichibuda nekuna bamukuru vako ?. me.......bamukuru vanga vachinyepa ava. bamk......ndanga ndichitotamba namainini vangu ava ndichida kuvanzwa hangu ,togona kuroodza munhu akatosakara kareka?. Sis Cathy......but its not your duty to ask her daddy ,ndosaka kuinana tete nanasisi . bamk......ndazvinzwa sweety and I am sorry for that sory babes . Takabva tadzokera back to our normal life ,bamukuru vakafonera Givemore kuti ndawanikwa achibva ati ndaakuuya ikoko izvezvi . Takadya zvedu ndichigadzirira nhema dzekuzomuudza kana abvunza kwandaive ndaenda, sisi Cathy vakafonera baba vachivaudza nezvemukwasha aida kuroora uye kuti vakanga vanyimwa off, saka vaida kunzwa kuti mukuwasha anosvikira kupi and zvinofambiswa how ? ndakanzwa sisi Cathy voti "ok mirai ndimupe mutaure naye . ndakapiwa phone iya ndikafemera mudumbu ndokuzoti me.....hello. baba.....hesi kira mwanangu . me.......ndiri nani makadiiko baba ? baba......ndinofara hangu, kondanzwa mukoma wako achiti waakuda kuwanikwa?. me......hongu baba . bab........mukomana wacho ndewe kupi ?. me.......ndewe muno muMarondera mutown . bab......ndoreva kumusha . me......kumusha ndakangonzwa kuti vanobva kwaMutoko asi family yacho yese iri muMarondera . baba......hoo saka makasanganepi?. Ndakamboda kuseka hangu mibvunzo yababa vangu soo? me......kuchurch kwana sisi Cathy. baba........ane makore mangani?. me......ane 28. baba.......ko iwe une makore mangani ? me......ezvino ndaamu 17. baba.......kureva kuti wakabuda mu16 manje manje ka?. me......hongu . baba......sei wasarudza kuroorwa Kira ?chii chanetsa ? me......hapana chambonetsa baba . baba......unonyatsomuda here? . me.......hongu. bab........unoona Kira mwananguka handikurambidze kuroorwa kana kuitawo imba yako ,asi ndichitarisa zera rauri kuti nditi ungabika imba wakadaro zvandirambira?imba inorema mwanangu uchiona tichidai kuchena musoro takapfuura nepanorema ende once wapinda mumba ukazobuda watove mvana, ndichitarisazve nenguva yawagara kumukoma wako ,wave nemwedzi mingani zviya ?. me........ndaane 3 months . baba.......ndakatarisa mwedzi yawataura yandiitira mishoma pakupfimbwa kwemunhu ,kudanana nekutoronga zvekuroorana usazvimanikidze Kira mwanangu kuti ndoda kufadza baba vangu kwete tora nguva yako usarudze zvaunoda muhupenyu ,chero ukawana mukuwasha murombo asina chaanacho ,ariye waunoda iye achikudawo, chero akakumbira asina mari ndinobvuma mwanangu Chandinoda mufaro wako chete Kira mwanangu . me......ehoi baba . baba.......usazoti baba havadi kuti ndiroorwe, kwete handizvo mwanangu ,ndangoti tora nguva yako chete ... Phone yakabva yaperawo mari, mashoko ababa vangu akanyatsopinda muhana mangu akanowana nzvimbo yekugara ,Pana Givemore chandaida kuroorwa nekuchata chete, Ryan ndaimuda asi iye akanga asingandide zvachose ,ndaifanira kutosiyana navo vese ndostarter life yangu on a fresh page ,hameno yemimba yaitaurwa nabamukuru ndaingonamata kuti isavepo hayo ,kana Mwari akandinzvengesa pakuita mimba apa ndaisazorara naRyan futi kunyangwe zvodini . sis Cathy.......maudzweiko nababa venyu nhai mainini ?ndiri kuti tione ring yenyu handina kumboiona paye . Ndakarohwa nehana ring yakanga yaraswa naRyan . me.....oh okay . ndakatora hand bag yangu ndikatanga kutsvaga zvenhema , luck takabva tanzwa knock padoor ndikaziva kuti Givemore asvika ,sisi Cathy vakanovhura door . sisCathy......titambire bamunini ndimi maakurariro famba nepakati peusiku kudai ? . Givemore......ndingadiiko maiguru kana wakada munhu wotoshinga . Akadaro achindihugger ndokuti "I am sorry babe ." achibva anogara pasi, Givemore was a loving and loyal boyfriend ndaitoshuva kuti dai ariye Ryan ndaiti baba vangu vagamuchire pfuma without hesitating . the saddest part of life is sometimes munhu anokuda haumude ,asingakude ndiye waunotorwarira takamhoresana zvakanaka Give achibva azotanga kutaura . Givy.......ummmm pasi pano pane vanhu vane utsinye shuwa . sis Cathy.......chii nhai bamunini ? Givy.......pandanga ndichiuya kuno ndapinda pagate zvakanaka handiti you introduced me kumaguards that day maiguru ? Sis Cathy.....ehe . Givy.......ndafamba ndafamba muroad ndabva ndaona mota yanga yakamira pakati peroad yakaflasher malights ,ndamboedza kuridza hooter mota iya ikaramba yakamira ,ndazoburuka ndikaknoker pawindow coz manga muchitoratidza kuti mune munhu ,window ravhurwa ndichibva ndakumbira kupfuura in a humble way , I didn't know kuti ndiye boss we this farm, abva atonditi muno hamupindwe nemota this hour ,ndamboedza kuapologiser ndikatonzi pusha chimota chako ubude. At first ndatoti ari kutamba asi ndatozoipusher kunosvika kugate ndiri one ,apa iye achiteera mumashure nemota can you imagine ? ,I almost fainted ndasvika kuroad pachest paakupisa, iye abva abuda gate akaenda ,maguards ndiwo azoti itoendai netsoka becoz anogona kudzoka mukapisirwa mota . Ndashaya kuti munhu here kana kuti ndisatan pachezvake ? Munogara seiwo naye pano ? bamk......haa uyo here ? zvinoita kuuya ukamuwana aine stress dzake unochifilla. Vanhu vakazotanga kutaura dzimwe nyaya ,I was happy kuti hapana akada kubvunza kwandaive, sisi vakazooneka vachiti vaakuda kurara ,ini ndainorara nasisi mubedroom ,bamukuru vorara naGive musitting room . Give......maiguru ndokumbirawo kurara muno naKira I have a lot to discuss naye please ,I wont do anything stupid Ipromise . sisi vakabvumira mudenga chaimo Givemore vainyatsomunzwisisa nekumuda zvese. Ndakawaridza mablankets angu ndikagara ndakafuga makumbo, Givy akabvisa bhutsu netrouse akasara nakashort kadiki, akabvisa zvekare shirt akasara asina chinhu kumusoro,achibva auya mumablankets mandaive . me.......I am not comfortable ,I can't share blanket nemunhu asina kupfeka . Ndakadaro ndichitosimuka kuti ndinorara pasofa akabva andidhonza zvine simba ndichinowira pamusoro pake . me......handizvide Givemore!!! ukaramba uchidaro I am going to scream . Give......you are going to scream because its me and not Ryan right ? me......Ryan ???ati chii ? Give......never mind babe ,I am sorry handizive kuti chii chandibata . Ndakatadza kunzwisisa kuti zvairevei ? Ryan knows Givemore and Givemore knows Ryan whats going on ? me.....wait ,wati Ryan kudii ? Givemore akaseka ndokutarisa kuside . Givy.....lets drop that issue Clara and focus on our lives . Ndakazongo siyana nazvo wekubvunza panga pasina but I was confused . Takazotanga kutaura dzimwe nyaya dzine chekuita newanano yedu ,akazobvunza kuti "Where do you want us to go for our honeymoon ? Me......I dont know maybe kuGreat Zimbabwe. Givy......com'on babe we have to go out of the country kwedu tega kwete paGreat Zimbabwe apa pekuti atezvara vanokunzwa uchiscreamer . Me......you reminded me of something chandinoda kukuudza . Givy.......what is it ? Me.......ummmmm I..I no ...I will tell you tommorow . Akabva amuka akagara . Givy......ndiudze babe or else I will call your sister undiudze varipo . I was left with no option than kungomuudza . Me......I am sorry to say this ,handisisi virgin . Givy......you said you are sorry hanty ? Me.....yes . Givy......which means you want to be forgiven ? Me.....yes. Givy......okay I am going to forgive you on one condition . Me......what is it ? Givy......lets do it right here, right now ? Me.....chii? Givy......ngatiite zvakakubvisa humhandara zvacho. Me......forget about that ,tichazviita kana wandiroora . Akabva arara akandifuratira ndikati hany'anani? Ndakarara ndichifunga marambire andingaite Givemore ,Ryan anga agara asinga ndide hake so anga asina problem. Ndakamuka early the following morning ,ndikagadzirira Givy breakfast akadya sisi nabamukuru vakabuda vakaenda kubasa ndakasara ndikabuda naGivemore ndichimuperekedza ndaida kuzonotsvaga ring yangu yanga yaraswa naRyan last night ,all the way Givemore aingokumbira ruregerero nezvakanga zvaitika last night, takazosvika kugate taakuwirirana tichinzwisisana. Mota yake yaivepo akapinda akaridza hooter and I waved back achibva aenda . Ndakasara ndikamisa kombi ndikapinda ndichibva ndanoburukira pazimuti paive pakandwa ring yangu naRyan, I was not sure kuti ndepapi ndaingotenderera paarea iyoyo, Ndakazovhundutswa nemota yakasviko mira pasi pemuti iine matinted window isingaonese zviri mukati Ndanga ndaakutya nekuti mota yacho ndainge ndisati ndamboiona yakadaro Door rakazovhurwa ndikanzwa muchibuda a strong smell ye perfume . Ndikaziva kuti ndiRyan hakuna mumwe Akaburuka hake mwana wekwaDamba akachena as always . I wanted to hug him but zvaakandituka nezuro wacho zvakandidzora. I loved Ryan so much with all my heart, but why waunoda asingakude ? Akambomira akanditarisa akazembera mota yake for a while ndokuzoti . Ryan......huya utore ring yako iyi . Ndakafamba ndikaenda paanga ari ,achibva abudisa an expensive ring . design yacho yanga yakafanana neya Givemore but iyo yairatidza kuti its a special ring ,it was unique in its own way. Akabva atora ruoko rwangu ndokuisa ring muchigunwe slowly akanditarisa mumaziso ,paakapedza akabva andidhonza achibva atanga kundikisa slowly . I couldn't resist him I wanted him so badly zvekuti taive paroad handina kumbozvicheuka ini chandaida kufadza nyama yangu nemunhu wandinoda chete. End of Chapter 13 .
❤️ 👍 😂 🙏 😢 😮 454

Comments