Felly Novels.
February 24, 2025 at 09:52 AM
https://whatsapp.com/channel/0029VaA5Vic0bIdhhQx9ii0I My Father's Wish. Story by Felistas. Contact 0783⁸⁵⁷336 Chapter 14 Ryan Ndakakura ndiri good boy until one day ndiri form three ndauya kumba paholiday, one of my sister's friend ndopaakandiseducer ndikarara naye apa she was 3 years older than me . Ndaitove nemusikana wandaidanana naye mongozivawo zvemateenager kungogumira muma hug nekubvuta zamu chete, so from that day randakadzidziswa musikanzwa nasister vangu ava ndakanga ndakutoda more from her ,we had sex for the first time ne this teenage girlfriend of mine ,achibva aita nhumbu ndanga ndichakapusa ndisingazive kuti mimba inodzivirirwa ,akabva auya kumba kwedu straight nemimba yake . Haana kumbogara pba pedu kana zvetwo weeks akaita miscarriage achibva adzoserwa kumba kwavo . From that incident ndakazoita ndichi gainer experiance ndichirara nevasikana vakasiyana siyana , kusvika ndatopanduka ndakurova ,mahit and run nema one night stand,ndaito maker sure kuti ndawana mukadzi wekurara naye daily sendakaroora ivo vasikana vacho vaitozviwisira pandiri vega, vasikana vasvinu chaivo from rich families . Ndakazoenda kuuniversity kwandakasangana nerimwe boys tikatoita team ,yekurova zvinhu tichisiya ,ndakabva ndatopanduka worse ,ndaakutorova nemadrugs kuti zvinyatsoita . One day ndakanonoka kuenda kufarm kwaigara mai vangu because ndanga ndakambovharira kamwe kamu Indian ndichirova zvinhu hangu . Ndakazobva kuHarare kumapast seven ,ndikasvika pafarm gate kuma past nine . kunze kwainaya zvinototyisa chaizvo musi iwoyo saka ndaifamba slowly hangu ,ndave pahalf way yekusvika kumba ndakaona munhu anga akamira mberi kwemota, ndakasvotwa zvisingaite ndaitoda kumudhuma ndozoenda nekuside but hameno chakandidzora ndikamira, ndainzwa hasha dzekutoda kutuka munhu Kana kurova chaiko ,ndakashaya kuti munhu rudzii asingazive inini Ryan pafarm . Munhu wese aitoziva kuti kuna boss Ryan zvekuti vakaona mota yangu vaihwanda mumasora chaimo . Ndakamisa mota ndikaona munhu auya pawindow , I couldn't see clearly sezvo kwaive kuchinaya . Paaka knocker window ndakatoona kuti chivindi chacho ndeche munhu asingazive nezvangu ,ndakavhura window zvishoma ndikatanga nekutarisa pamaboobs apa, hembev yacho yanga yanamira pamuviri nekuda kwekutota nemwura ,zamu racho rairatidza kuti riri firm and fresh harisati ratambwa naro apa anga asina braa ndiyo reason number one yakasimudza Ryan junior . Paakazobvisa hembe nekupinda mumota ndanga ndatopera kare . Ndakatadza kudriver chero 100mtrs hadzo ndikaparker mota,ndikabata munhu ,that day ndakanakirwa zvekuti ndakatomboda kufonera mafriends angu ndichivaudza nezve fresh nyama yandanga ndawana pafarm ,ndikazorega nekuti mafriends angu aitozoda kupfuurawo nepo, taiva nesystem yekuti papinda mumwe akanakirwa boys rese rinoto pfuura nepo tichitaster hedu . Aka ndaida kukaita kangu ndega ,kwete kudanana but kurova zvinhu chete pandinenge ndauya kufarm . Zvandanga ndakuita zvacho ndakanga ndisisanzwisise ini, ndakatora hembe dzake dzakatota ndikaisa muwashing machine ndikadryer ndikaenda mulaundry ndikatsvaga iron ndikaironer . Ndakashaya kuti ndini Ryan ndiri kuitira stranger zvese izvi just because ndarara naye chete here Ndakamuka zvekuma to 3 ndikanomumutsa ndikarova zvinhu . ,airwadziwa hake but ini ndaito enjoyer ,ndakanoticer kuti this village girl anotester different pane vamwe vese vandaimbosangana navo hameno pamwe dzaive pfungwa dzangu . Ndakazomuperekedza kumba kwaDiva one of the uncles vaishanda pamba pedu, Ndaida kuzotsvaga information yekwaienda this delicious girl. The following day ndakazoona kuti aunt Cathrine one of our maids vakafanana nekamusikana kaye ndikaziva kuti ndivo sisi Cathrine vaitaurwa . Ndakazoona uncle Diva vakandiudza kuti musikana uya aiva young sister waCathrine uye ainzi Clara aitobvawo hake kwaGutu . Ndakazodzokera kuHarare but all the way ndaingofunga Clara ndakambofunga kuti ane mushonga wekundi controller ndikazofungazve kuti aindishandisira mushonga chirudzii iye asingandizive ? Ndakamboedza kuzama kukanganwa about Clara but the more yandaitryer kumukanganwa the more yandaiwedzera kumuda ,ndakazo tsvaga mumwe muface ainzi Gaga(Garikai) kuti afudze Clara achipuwa imwe information nauncle Diva. Ndakarwadziwa pandakanzwa kuti akudanana nemuface anonzi Givemore Chiwaya ,uye ari kuplanner kunoroora . This Givey guy became a threat because aizivana nasisi vaClara plus aitove serious nekuda kuroora. whilst ini zvangu ndaingoda zvekurova zvinhu ndozoroora ndaane 30years. Ndakazonyatsoita mudumbu pandakanzwa kuti Givy is planning to propose kuna Clara ndakambotryer kuita plan yekuti Clara asaende kuchurch zvikashaya basa ,sisi vaClara vaitoda kuti mwana aroorwe as soon as possible. Ini kuti ndidanane naClara kana kumuroora zvaisaita futi because 1 ndaive ndichiri kuchikoro and I was not ready form marriage . 2 baba vangu vaindiuraya chaiko kuroora munhu asina kana chikoro uye ari from a poor family . 3 mafriends angu aizondidzikisira kusvika pekupedzisira kuroora maid or let me say munhu ari kungochengetwawo namaid wangu wandinopa pay. 4 my family vaisazotambira Clara as the one and only daughter inlaw ndinenge ndatomuisa mumoto chaimo especialy namai vangu nemasister's angu. 5 ini wacho ndainzwa kureruka ndiina Clara ndaiona ndisisiri Ryan chaiye chaiye But above all rudo ndirwo rwaitonga ndaiita sendakasungirirwa netambo pamuti ndikada kuti ndifambe ndaifamba zvishoma panopera length ye tambo ndogwinwa ndodzoka zveipapo n pana Clara , Pese pandaiedza kuzvikanganwa ndoita move on with life ndaibva ndatomusuwa worse . Ndakaona kuti Clara is pregnant musi wandakaenda naye kumba kwefriend paya. I knew kuti mimba ndeyangu because Gaga akandiudza kuti Clara naGivemore havasati vasangana . Ndakange ndatofunga kumutizisa ndomutsvagira imba somewhere manje munhu wacho nharo ,chaaingoda kuroorwa nekuchata ,yaingova kobaba vangu this ,ko baba vangu that? Pandakamuperekedza kumba ndangandatotsamwa hangu ,ndakarasa ring yaGivy kunze Clara aifanira kungopfeka yangu chete she was mine alone, ndaiziva hangu kuti zvaGivy hakuna kwazvinosvika nekuda kwaRyan junior aive mudumbu maClara. l almost drop a tear Clara paaka confesser her love for me, ndakamudzinga hangu mumota mangu asi moyo wangu wairwadza . "I wish I could mary you Clara but we come from different worlds my family will never accept you ." Ndakasara ndikataura ndega hangu Clara atoenda achichema ndakaradzika seat ndikarara hangu mumota ipapo simba rekudriver ndaitorishayawo hangu Ndakazopeputswa naGivy akaknoker pawindow pangu ndakabuda ndikazembera pamota pangu ,taida kumbotaura man to man. It was high time achisiyana nemukadzi wangu ndaizopedzisira ndaisirwa nzeve dzisidzo pamwana wangu because Clara wacho aive nekamwe kakupusa soo Givy......ah sir its you how are you? Me.....hie. Give.......ndokumbirawo kupfuura ndimbopinda mukati umu . Me......where exactly ? Givy.......I am going to see someone ,its urgent sir. Me......lets hope that someone is not Clara . Ndakaerekana ndataura nhai ?Jelous racho raizondishandisawo . Give......Ryan you have everything in life and you can get anything chaunoda ,chero ukada kunotora mwana wapresidentnweku Egypt you can do it,ndokumbirawo hangu mukana pana Clara please . I am serious ndotoda kumuroora iwewe I know kuti uri kungoda kutambisa wosiya . Me.......vasikana vari kuda kuroorwa vakawanda shaa ndogona kutokutsvagira ari sealed wezera rako futi not Clara, urikudzvanyirira mwana paya ndoinonzi child abuse yamuri kuita iyoyo, she is under 18 . Give......uchamuroora here Clara wacho?inga unavo wani vasikana hobho ,chitipawo ana Clara ava ,I know kuti wakatopedza naye kare . Me......munhu arikukutuma enda unomuudza kuti Ryan haagoneke . Givy........who told you kuti ndatumwa ? Me.....its none of your bussiness . Now chibudisa chimota chako mufarm mangu . Give.....ok but pana Clara I will not give up so easly. Aitondiwedzera hasha muface uyu . ndakamupushisa mota yake kusvika abuda mugate ndichibva ndaenda, I was confused ndaisaziva kuti ndodii naClara ? kuti ndimutsvagire pekugara somewhere airamba, kuti ndibvise nhumbu yaaive nayo zvaindiremera kuti ndimuroore zvaisaita zvachose ndigonzi baba at 22 no mhani. I was regretting kutadza kuzvicontroler pandakarova Clara zvinhu for the first time, dai pasina stress yese yenhumbu iyi . Ndakamisa mota yangu pandanga ndarasa ring yaclara ndikainonga ndainge ndisina kuikanda kure hangu plus panga pakachena pasina mahuswa . Ndakarova mota ndakananga kuHarare, kumba kwacho handina kusvikorara ndakaenda kumba kwemuface wangu aive nejewellery shop mutown ,kuti anditsvagire ring yakafanana neya Givemore, ndakamuparing yacho akatoseka hake akati "Shaa inini I dont sell these type of rings, haitowanikwe kushop kwangu type iyi, fake ring mira ndikupe original yacho but its expensive kungoti iwe handikutyire hako pacash . And who is the lucky girl anofambirwa neusiku kudai ? Me......inga unondiziva wani ,handisati ndaakusvika kwese uko ,ndeya moms vangu hameno ari kuda kupihwa ndezvekuchurch church. Him......ummm yaunobva wafambira usiku soo Ryan chaiye? Someone is in love . Ndakaseka hangu ndichibva ndatobva pamba pake nguva yekurara panga pasisina ndaifanira kudzokera kuMarondera ndonopa Clara ring yake plus ndainge ndatomusuwa . Ndakapinda muMarondera kuma past seven ndikatengera Clara machocolates nezvimwe zvekushandisa pakushambidza muviri wake because truely speaking Clara smart chaiyo panga pasina . Ndakazosimuka muMarondera ndichida kunomirira Clara pamuti pandakarasa ring yake i knew kuti aizouya achiitsvaga chete . Ndakasvika ndikawana aripo akakotama achipara para mumahuswa ,ndakazobudamumota ndaona avekutya nekuti I used a different car . Ndakamupfekedza ring yake with love ikapedzisira yave kiss . Ndakamboshingirira but hope dzanga dzandiwandira, iye aitoda nezvangu pandakamusiya akaratidza kurwadziwa . Me.....I am going, take care of youself . Ndakadaro ndichimusvitsa paper bag . Clara......just like that ? Me......what else do you want ?Hanty warara uchisandurwa naGivy here? Clara.......hapana zvaamboita uyo ndibrother holy kavaye Ndakaseka hangu ndichikwira mota yangu,ndaida kumbonorara zvishoma ndozomuka ndichiita plan panaClara nemwana wake . Ndakaenda ndikamusiya akamira paroad ipapo akatarisa mota ndaimuona nepaview mirror . Ndakasvika kuHarare ndikaenda kumba kwangu ndikanorara . Ndakazomuka ndikatanga kutsvagira mwana wangu namai vacho imba yekugara kuSouthAfrica online. Ndakaiwana kuPretoria yanga iine 4 bedrooms, paine swimming pool ,garage plus tight security Ndakatuma someone in southafrika kunoona pamba pacho . Payment ndaizoita online hangu then ndozoisa madetails aClara ipapo . Ndaizopota ndichiendako maholidays. It was going to be my secret hapana munhu aifanira kuziva kuti ndine mukadzi, zvekuroora ndaizotuma munhu anonobvisa mari yacho kwaana Clara achishandisa zita rake . Ndakagara hangu kweweek iroro weekend yacho handina kuenda kufarm ndaive busy nema assighnments ekuchikoro plus ndaida kupedza zvemba ya Clara . By saturday night zvinhu zvese zvanga zvave bhoo imba ndanga ndatenga ,vanhu vekunobvisa mari kwana Clara ndanga ndavawana changa chasara kuudza Clara wacho plan yangu ,ndaiziva kuti ndikamuudza kuti ane nhumbu anobvuma hake plan yacho . Sunday manheru ndakatozorora hangu nemafriends angu tichirova Zvinodhaka ndakanzwa phone yangu yaringer it was my mom calling,ndakaziva kuti inyaya yekuti waregererei kuuya kufarm paweekend. Me......hello mom . Mom......Ryan unoda kuti ndife here? Me......chiiko nhai mom ? Mom......hameno kamusikana kawakapa mimba mukomboni kauya pano manje baba vako unovaziva ,havasekerere tsvina dzakadaro . Me.......musaudze Dad please mom, am coming there mangwana ndosvikomudzinga inini pachangu ,dont tell anyone . Mom......masisters ako ndatomaudza ini , varikuuya mangwana . Ndakabva ndatsamwa shuwa munhu wandakaudza kuti hazviite kuti ndikuroore anoita chivindi chinenge chemuroyi kudaro ? ndaida kunomudzinga zvese nehama dzake pafarm. Ndobva ndatokanganwa kuti kune munhu anonzi Clara . End of chapter
❤️ 👍 😂 🙏 😮 😢 415

Comments