Felly Novels.
February 27, 2025 at 02:01 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VaA5Vic0bIdhhQx9ii0I
My Father's Wish.
Story by Felistas.
Contact
0783⁸⁵⁷336
Chapter18
Ryan
Ndakanga ndisinga believe kuti kune chinonzi love, looking at myself
ndaizviudza kuti handinyengi musikana ndinongo mora huchi chete
ndosiya but uyu munhu anonzi Clara akachinja zvese.
Ndaifunga kuti mbanje dzandanga ndaputa
dzichandi batsira kudzinga Clara mumba medu, because ndanga
ndatofonera someone kuti atore Clara pagate kana ndamudzinga oenda naye kuHarare kumba kwangu
then ndozomuendesa kuSA from there, zvino effort yese iyoyo was in
vain.
Ndakarwadziwa nemisodzi yake
nepa akazorutsa
ndakatambudzika , ndikazofonera munhu
uya anga akamirira Clara pagate kuti atsvage beef agoche somewhere, iyeye ndaimutemba aiziva basa rake zvekuti in no time
anga atoisa message yekuti zvaita, ndakambotanga ndamora
huchi hwangu ndichibva ndazoenda kunotora meal yamadam boss.
Rudo
runoshandisa munhu dzimwe nguva, ndopanda kazoona woGivy achitobuda nemota yake, ndakabva ndatoudza maguards kuti vasamurege achipinda nekuti chivindi
chake chekuramba achiisa effort pamunhu akatizira chaitotyisa .
Ndakanga ndanyura murudo
zvekunyura chaizvo, asi kuti ndimuti ndinokuda zvaindiremera
ndaingozvitaura silently
asinga zvinzwe, ndaikuvarira
mumoyo, mashoko ekuti"I love you Clara" aigona kuzondipinzisa busy
nadad vangu nemafriends angu,saka
ndaifanira kuramba ndakashinga
nerekuti mukadzi handimude ndoda
mwana, asi munongoziva kuti pane rudo panongooneka hazvivanzike
especially kuvanhu vechikuru vakaita
sanamhamha nagogo vanoswera
vato reader maths dzacho kuti paita rudo apa .
Ndiri kuHarare ndaimbozvisvora
nekuda munhu akaita saClara, anoti uchapa, udofo, oti dzungu chairo
nekusa nzwisisa asi the moment yandinomuona njere dzinobva dzatorasika.
Gaga akazoramba achiita
tsvakurudzo pamusoro
paGivemore, akazoona kuti ane mumwe munhu ari kumutuma or let me say kumubatsira kuhwina
Clara,nekuti pachokwadi chaipo Givy aive serious nekuroora babie, saka
pane munhu aida kumubatsira iye
achizobenefitawo somewhere somehow,munhu wacho ndakabva
ndamuziva hangu.
But ndaida kuitamba low low ndichitarisa mamovements ake
,ndaida kuona kuti anoita sei because Clara ndanga ndatotora and l was not going to release her anytime soon, zvasisi
vacho zvekushandiswa naGivemore zvaisa shanda ipapo Ndakagara hangu kuHarare for a week ndichifonera Gaga achindiudza kuti Clara is super fine, Ndanga
ndamusuwa zvisingaite but basa ranga rakandiwandira kuti kuschool plus daddy pane zvavainditumawo.
Panyaya dzekurova poto pese pese ndanga ndatidzikamei zvishoma, ndaingoitawo apo neapo zvekumanikidzira ndichito imaginer
ndiina Clara,ndaida kuzvisiya ini, zvino boys dzaizoita tsvakurudzo
yekuti sei ndasiya matambiro edu .
Ndaitya kuti Clara akazoonekwa ndisati
ndamugadzira kusvika pandinoda chaipo ndaizosekwa chero munews paper ndaigona kutobuda, plus vasikana vacho vaitoita miedzo
chaiyo yekuzvikanda pandiri Saka ndaizongoita zviripo .
Musi wesatarday ndakamuka
makuseni seni zvekuma3am
ndikarongedza hembe dzandanga ndatengera Clara mumota ndichibva
ndapinda munzira kuenda kufarm kunoona babie
by sixo'clock ndanga ndatoparker mota paden
Ndakaburuka ndichimhanya door
ranga ratovhurwa kare mamaids
anga apinda, ndakapfuura mulounge
ndichimhanya ndaida kunorova zvinhu
tozogeza after one round.
Ndakasvikovhura door
ndikatambirwa nesmell isina kunaka apa Clara anga akatorara hake
mumba macho musina kana order zvima tracksuits zvangu zvakakandwa pasi zviine tsvina, pabed pacho masheets anga asviba
kuti tsvaa chaiko, unoshaya kuti tsvina yacho yaibva pai?Mumba
mandakasiya muri clean a week ago?
Ndakanzwa hasha dzichiita kuvira mumusoro mangu zvosangana
nemafeelings anga andiwandira ndowana munhu achiita kunge
chikorobho kudaro?
Ndakamusiya akarara ndikabuda
ndikaenda mugarage, ndikatora
tambo dzemagetsi
ndikanyatsodziruka ndaida
kumbomudzidzisa Clara munhu mukuru akadaro anozviitisa hake
Ndakapinda mumba ndakakoka,
aunty Cathrine vakazviona
vakambosiya zvavaiita, vakanditarisa
vaitoziva kuti munin'ina ari
kuzochema very soon, vaitondiziva
asi chekuita panga pasina.
Ndakapinda mubedroom muya ndikawana achangomuka, paakandiona akashamisika nekuti akanga asina kuziva kuti ndauya, handina kumbomupa mukana
wekutaura because hwema hwaibuda paari hwaisakomborera
Ndakamuzvuva pabed ndikatanga kumutsika good size, akambotanga
achadeedzera kuti,"Ryan
unondikuvadza kani, ndaita
seiko, mhamhaa kanii"
Ndakamurova kusvika anyarara
aakungogomera
chete, ndakazomusiya ndanzwa kuti
pano ndarova munhu chaizvo.
Me.......you swine!!
!Urimunhu werudzii, kuita kunge nguruve soo?manje neni uchaswatuka hako, kana
riri shave ndoda kuripedza ini, idiot!!!
Ndakabuda ndikawana aunty
Cathrine vachitobva padoor kuratidza
kuti vaiteerera ndichirova munin'ina
wavo.
Me......maids!!!
Vakauya vachimhanya vese vari ,
Aunty Cathrine vaive busy kupukuta
misodzi.
Me......right, cleanayi room iyo momaker shuwa kuti munhu ari imomo ageza achena mouya naye
kumain bedroom kwangu.
Ndakanga ndisati ndaakuda kuti
Clara apinde muroom mangu but I
had no option.
Me......aunty Cathrine can I talk to you?
Aunty Cathy......yes sir.
Vamwe vese vakabva vasuduruka.
Me.......chii chamunenge muchitaura naClara pamunenge muri mutoilet?
Huh? basa ndere kungoti ibva pana
Ryan uende pana Givy ko
kudzidzisawo mwana kuti muviri
unogezwa, sango rinobviswa, saka
Givemore wacho maiti ndiye anodawo tsvina iyoyo?Let me warn
you for the first and last time Clara
haabve pano kana mwana wangu ari
mudumbu make, zvekuroora
handiudzirwe zvekuita ndinoita zvinhu nenguv yangu .
Aunty Cathy......I am sorry sir.
Vakapinda vakacleaner ini ndichibva
ndamboenda kubedroom kwangu kumbonotaura nadaddy vangu,I
wanted to tell him something .
Ndakapinda ndikagara ndikaenda
paskype ndikatanga kutaura nadad
vangu.
Me.....dad.
Dad......son,whats wrong you look worried ?
Me......I think I am in love dad.
Dad......love?
Me......yes dad, i can't control myself.
Dad.....who is the lucky girl?
Me......Someone.
Dad.....do I know her or her family?
Me......no.
Dad.......which means baba vake is not popularka?
Me......yeah.
Dad......didn't I tell you Kuti you have to love someone ari from a
better family.
Me.....but why father?, rudo
harwusarudzeka kuti uyu mupfumi uyu murombo.
Dad......ndopane problem ipapo, you are making the same problem yandakaita pana mai vako, in
bussiness you have to marry someone anoziva zvaanoita akadzidza uye ari from a better family, ukaroora murombo Ryanka
achaparadza everything
zvatakashanda all these years
achiedza kusimudzira rudzi
rwake, find someone akabudirira kare
and you will learn to love.
Me......but dad ndezvipi zviri nani kudzidzisa munhu waunoda zvaunoda kuti aite pane kudzidzira
kuda munhu wausingade ?,can't you
see kuti ndinenge ndichizviomesera?
just because of bussiness and property things?
Ndanga ndatova ready kurwira Clara
even if it means kuti vachandinyima
property yavo nemacompanies, I dint
care ndaizoshanda zvangu naClara
Dad......ndewe kupi musikana wacho
abva akuturner pfungwa kudaro ?because zvauri kutaura its not like you Ryan.
Ryan......I lov.....
Handina kuzopedzisa door rakabva ravhurwa ndichibva ndatobva
paskype, It was my Clara anga akachena
akango monera towel chete, she was looking woow, bvudzi ranga rabviswa zvifreehand zvanga zvakarukwa
rakamwa zvakanaka riri clean Anga akatsamwirira and she was
looking beautiful nekutsamwa
ikoko, ndakaregreter kumurova
kwandainge ndaita anga akadhinda
shamhu mumakumbo nemumaoko, i
felt bad about it.
Akaramba akamira nechekudoor kusvika ndazomuti
"huya ugare pabed"
Akafamba akanogara pacouch ndanga ndanonokerwa nekupiwa zvinhu zvangu but I was not sure kuti ndinozvipiwa nyore nekumurova
kwandainge ndaita, ndakaenda ndikanogara panext naye achibva
atarisa divi.
Me......Clara.
Clara......huh.
Me......ndozvawakadzidziswa here zvekuti"huh"kana uchidaira murume?
Clara.......handina murume ini.
Ndakashaya kuti ndodii next because apa paitongodiwama"I love you
babie" nezvimwewo zvakadaro.
Me......Clara I....I mean I....
Akabva anditarisa
Me.....can I be your friend?
Clara.....no .
Me......why?
Clara......because I can't be your friend?
Me.......hapana zvauri kumbotauraka apa.
Clara.....hunhu hwako hauenderane nehwangu saka tinoita mafriends sei?
Friends should share something in
common,ini newe we are different une hutsinye Ryan.
Me......I know and I am sorry for that
ndatadza kuzvicontroler shaa nestate yawanga uri its not healthy, munhu
anofanira kugara in a well ventilated room.
Clara......ini handizvikwanise kureva
kuti uchagara uchingondirova hakoka?
Me.......no handichakurove and I promise, kana ndiripo I will take care
of you, kana ndisipo ndichati aunt
Cathy vakubatsire.
Akaramba ari zii zvake, ndichibva
ndaita kakudhonza towel riya richi sununguka zvishoma kusvika
ravhurika Akabva akurumidza kumonera
nekutosimuka.
Me......ko chii futi nhai Clara? inga
ndati sorry wani?
Clara......unondidzimbira pawandirova apa.
Me.....handikudzimbire kani ukanzwa ndakudzimbira unondipusher or
kundiruma hako.
Akabva aramba akanyarara hake ave
kunyara nyara, ndakaenda paari ndikamukisa akabva aresponder
ndikati"thats right"nechemumoyo.
Ndakamupinda nekumashure
because ndaitya
kumukuvadza,ndaii enjoyer hangu but
munhu wacho aiita kakuomesa
muviri .
Me......relax babie uri kuomesa muviri why?
Clara.....ndirikutya.
Me......kutyei?
Clara.....Iwewe.
Me.....com'on Clara,i wont hurt you, relax, take a deep breath .
Akazorelaxer hake ndika enjoyer more
and more body yake yanga iri flexible zvekuti ndaida kuzomudzidzisa
mamwe mastyles kana asisina nhumbu.
End of chapter 18
❤️
😂
🙏
👍
😮
😢
463