Mama Ree Novels🇿🇼
February 25, 2025 at 03:11 PM
https://chat.whatsapp.com/J8BDU9WGeXF4D5GNf7uvWn KANA VADA HAVO MWARI *written by mama Ree* 📞0643594545 *Chapter 6* BLESSED Ndaida kumuka late asindakazomutswa ne noise yeradio.. Amanaka ndiani futi uyu nenguva shuwa yandakarara.. Apa irori week ndorandaive off hakuna umwe kunze kweaka kukunakira pasina. Ndakangomonera zambia rangu ndichidzika Me.. Haa Jasper shar torarawo nguvai Jasper... Ooh my bad never thought you will head the noise coz the house is too big Me.. No my guy remember ma speakers ma original ende ari in all rooms Jasper...you lie no ways maita iya yatakaona kune that hotel.. This is standard so you are trying to say you hv your own remote kana usiri kufayirwa neyandinenge ndichiplayer you will change and listen to yr own while here ndichinzwawo yandoda Me... Yes but thats not the issue here nyaya iripa noise wozoti handide kuzorora. How can l rest uchidai Jimmy...mrng guys lm hungry todyei? Jasper... Here comes the hungry bird.. Jimmy.. womanizer wagwan Me.. 😂😂I can't with you two you are all crazy Takaseka hedu.. As l told you will tell you my story ndichimhanya mhanya cause yakarebesa ende mamwe maparts ndinojamba anondirwadza Ndakatoenda kuchikoro ndikadzidza zvekudaro.. My daddy was rich and always busy.. My mom vaingogara vaka complainer abt daddy.. Nyaya yainetsa yaive yekuti daddy vaive vasina nguva nesu vaiti ndikugadzira ramangwana remhuri rakanaka. Uku moms vachiti ndodawo nguva newe hatina mhuri yakawanda isu... After 3months vaiuya for just 1 or 2days voenda.. My primary ndakadzidza pa boarding school.. From form 1 - 4 ndaive zvangu pa day nguva zhinji ndaigara nahousemaid nekuti moms vakange vakuita manje zvekuenda diaspora.. Ndakanyora form 5 & 6 yangu ndokupasa saka vabereki vangu vakange vasiyana manje.. Moms vakatoroorwa vakugara ku China.. Hondo yakange yave yekuti ndiende University ye kuna mama apa mudhara airamba.. Ini ndaingove 1 mumwe musikana mudiki akashayika atozvarwa akaita hanzi pheumonia..Rimwe zuva they had a heated argument pavideo call.. Nyaya kutoenda ku court thats when l decided to go somewhere kumbonofurwa nemhepo ndaisada kuhama All my life ndairarama ghetto life saka ndakamboda kuenda kumusha kweshamwari yangu.. Ndakasiya ndanyora tsamba ndikasiya fon.. Hie dad & mom Im grown up now enough to make decision on my own.. Its time for you also to live yr lifes.. Dont look for me lm safe wherever lm going.. Pliz love you both Yr son Blessed Ndakasiya patable ndokutora hembe mbiri chete ndakananga pamasvingo...just stayed there for abt 6months so taifamba neshamwari yangu Zain kumamisha hedu kuhama dzake.. Haa kalife kaifaya until one day taenda kwainzi kwanembudziya ndakaona ....................................... CAROL (MAI ALICE) Pandakadanwa na Mona kusvinura kudai ndakaona ndiri muchipatara.. Pain yandainzwa pama ribs apa muromo waive wakatsemuka ndakaiswa bandage mumusoro.. Ndokutozoudziwa kuti ndakarovera pacorner ye table.. Me.. Vana vangu how are you Juju.. Ini handisi kufara mama tasvika daddy vachiti mati moda kuzviuraya nekuti maisada kutizvara tokutadzisai kuenda kubasa nekuita zvamoda... 💔Ndakanzwa kubaiwa pamoyo.. Nekuti vana vangu vaitaridza kuti vambochema.. Asi baba vanoroya ava Me.. Ayehwa vanangu ndasvedza ndikadonha (ndakakundikana misodzi yakayerera veduwe)coz vaitoratidza kuti havasi kuda kuuya padhuze neni Me.. Ndiani andiunza kuno? Soso.. Ndini ndauya ndichitozosiya vana vanga vasara kushop ini ndaenda kunoona Tracy ahasi kunzwa mushe Me.. Hoo ndosaka anga akaneta neta pandamuona Soso.. Ehe hake nhai iwe dai ndisina kusvika waiuraiwa ko hanzi wasvika kushop ukatora zvinhu plus kutengesa shar usadzikisire hubby wako kudaro ko zvadii Me.. Ungati ndingade here chaitika ndechekuti Door rakabva ravhurwa.. Vana vangu vakamhanya kumbundira baba vavo.. Vaive vakabata ma flowers nechocolate kunge rudo nxaah.. Vakangosiya nekutoti ndikumhanya ndatadza kushanda nekufunga kuti urisei Aaah imi mukati baba ava dziri normal hre or pane ikudhonzerana neimwe.. Ndakaramba ndakanyarara vakuti kuvana Him.. You see my kids your mom doesn't love us at all Juju.. Lets go daddy lm hungry just leave her like that maybe she is in pain Soso.. Yeah regai tisiye varare vakurwadziwa Bajuju.. Endai kumota lm cmng Vana vakabuda na Soso vachingoenda vakabva vati.. Bajuju.. Dzidza kuda zvinhu zvawakazvishandira kwete zvangu ukasabva uchifamba now uchabva wave guva hako Vakabva vabvuta maruva avo nechocolate iya nekubuda havo.. Yaah hakuna life yakadai shuwa ndoramba ndakagarira vana pamhondi iyoyi Ndakagara 4days aiuya ndisoso pano neapo.. Musi wandakaenda kumba ndakaona Stay tuned for chapter 7
❤️ 😢 🙏 👍 😂 😮 128

Comments