Herbals ✨✨💫✍️ Ba Nyasha
February 27, 2025 at 06:05 PM
*Munyama* Torai mashizha emunhundurwa nemidzi yacho woisa mumvura semuenzaniso Kutora mugomo kana 20 litre container woisa mvura imomo woisa mashizha nemudzi wenhundurwa zvorara zvirimo ,mangwana chitanga kugeza nemvura iya zvamunoita unotora 3 litres mumvura ine mashizha iya mogeza nayo ,muviri wenyu muchitukirira asi hamupukute *Zviitei kwemazuva manonwe ( 7 ) kana mazopedza munozorasa henyu mudzi uya nemashizha Aya chero kwamarasira*
🙏 ❤️ ❤‍🔥 👍 😢 🫡 14

Comments