HOUSE OF LAUGHTER🤔
February 28, 2025 at 05:11 AM
*Stolen* , Maswerasei please im failing to forgive , brother yangu yakandinyenga nedzimwe number ikakanda maPhotos eumwe munhu akanaka and aidikawo ini ndika bvuma, ikanditi bbe ndine meeting kuVic falls ikatumira mari yeTransport ini ndikatoti yah munhu ari genuine $35 iya kwakutora akandiudza pekusangana so vauya vari 4, 2 vemumba medu ne2 ma Cousins hama ndarohwa hanzi mukwasha akabvisa 8000 kubvisira hure rine ruchiva ko dai ari murume wako akuitira trick iyi tainyarira pai izvozvi muviri wese ukurwadza
😂 👍 6

Comments